score
float32 1.04
1.25
| Ganda
stringlengths 10
500
| Shona
stringlengths 9
500
|
|---|---|---|
1.196471
|
Kino kye kiseera ekituufu Katonda okulwanirira abaweereza be?
|
Unofunga kuti nguva yekuti Mwari arwire vashumiri vake yasvika here?
|
1.196424
|
Naye kaakano balabye emirimu egyo, n'okutukyawa ne batukyawa, Nze ne Kitange.
|
Asi zvino vakaona zviratidzo izvi, asi vakandivenga ini naBaba vangu.
|
1.196404
|
Maama wa Hazel yali yayiga amazima mu 1908.
|
Amai vaHazel vainge vadzidza chokwadi muna 1908.
|
1.196331
|
Naye kyandibadde kikyamu okulowooza nti waliwo eddiini ssatu zokka mu Afirika.
|
Asi zvingava zvisina kururama kufunga kuti kunongova nezvitendero zvitatu chete muAfrica.
|
1.196258
|
Sulemaani addamu: 'Yakuwa Katonda wange, nkyali muto era simanyi kufuga.
|
Pana ikoku Soromoni anoti: 'Jehovha Mwari wangu, ndiri pwere uye handizivi mabatirwe oushe.
|
1.196239
|
15 Waliwo zaabu n'amayinja amatwakaavu mangi nnyo: Naye emimwa egy'okumanya kya buyonjo kya muwendo mungi.
|
Ndarama iriko, nekorari zhinji; Asi miromo yezivo ndicho chinhu chinokosha kwazvo.
|
1.19617
|
"Nange bwe ndiwanikibwa ku nsi ndiwalulira gye ndi bonna.
|
ndasimudzwa kubva panyika ino, ndichakwevera vanhu vose kwandiri." 33 Akareva izvi kuti
|
1.196109
|
Kiki ekiraga nti Maliyamu yali awuliriza bulungi?
|
Chii chinoratidza kuti Mariya ainyatsoteerera?
|
1.196087
|
3 Kubanga gw'oli kiddukiro kyange.
|
3 Pakuti ndimwe chiphokwero chane,
|
1.196012
|
5 Akabatebia ng'a Omwana-o-mwanyabanto nere omonene bw'esabato.
|
5 Ipapo akati kwavari, "Mwanakomana woMunhu ndiye Ishe weSabata."
|
1.195978
|
Golokoka, otambule obunene ensi obuwanvu bwayo n'obugazi bwayo; kubanga ndigiwa ggwe."
|
Simuka, ufambe nenyika pakureba kwayo, napaupamhi hwayo, nokuti ndichakupa iyo."
|
1.195974
|
Ku kino okwagala kwa Katonda kw'atwagalamu kwe kwalabikira: Katonda yasindika mu nsi Omwana we omu yekka gw'azaala tube balamu mu ye.
|
Ruɗo rwaMŋari rwakaratidzwa kwatiri necinhu ici, kuti Mŋari wakatuma Mŋanakomana wake, wakaɓerekwa ari mumŋe cete, munyika, kuti tiʋe noʋupenyu naye.
|
1.195974
|
Ng'ekyokulabirako, lowooza ku Ibulayimu, omusajja eyalina okukkiriza okw'amaanyi.
|
Somuenzaniso funga nezvaAbrahamu, murume aiva nokutenda kwaishamisa.
|
1.195921
|
Mu kiseera ekyo, tetwalina masannyalaze!
|
Panguva iyoyo tainge tisina magetsi.
|
1.195833
|
18 Taliho muntu n'omoi araboine Ruhanga; shana Omwana omumoi omugonzibwa muno ahali Ishe, n'iwe yamanyisize Ruhanga ogwo omu bantu.
|
18 Hakuna munhu akamboona Mwari; Mwari wakaberekwa mumwe woga, uri pachigaro chaBaba, ndiye wakamuzivisa.
|
1.195816
|
49 Kubanga Owaamaanyi ankoledde ebikulu;
|
49 nokuti Iye Wamasimba andiitira zvinhu zvikuru,
|
1.195674
|
12 Singa nnumwa enjala sandikubuulidde:
|
12 Kudai ndaiva nenzara, ndaisazokuudza,
|
1.195606
|
Akuuma amagumba ge gonna: Linnaago erimu terimenyeka.
|
Anochengeta mapfupa ake ose; Hakuna nerimwe rawo rinovhuniwa.
|
1.195549
|
18 Kale bwe kityo asaasira gw'ayagala okusaasira, era akakanyaza gw'ayagala okukakanyaza.
|
18 Naizvozvo Mwari anonzwira ngoni waanoda kunzwira ngoni, uye anoomesa mwoyo wouyo waanoda kuomesa.
|
1.195525
|
9 bajjajjammwe gye bangezesa;
|
9 mandakaedzwa namadzibaba enyu
|
1.195489
|
Tuli napuwami mu 2011
|
Ndiine mudzimai wangu muna 2011
|
1.195386
|
okutuwa ensi gye yalayirira bajjajja baffe.
|
ne nyika yawakatipa, sa wakapika kuna vadzibaba
|
1.195278
|
Era olisuula ebibi byabwe byonna mu buziba bw'ennyanja.'
|
Muchakandira zvivi zvavo zvose mukudzika kwegungwa."
|
1.195166
|
Ne bagamba Falaawo nti Abaddu bo basumba, ffe era ne bajjajja baffe.
|
Vakati kuna Farao, Varanda venyu vafudzi isu namadzibaba edu tose.
|
1.19511
|
Era n'obutuukirivu bwo ng'amayengo g'ennyanja."
|
Uye kururama kwako semafungu egungwa.+
|
1.19485
|
tayinza kumuddamu kibuuzo na kimu ku bibuuzo olukumi.
|
Haangagoni kumupindura mubvunzo mumwe chete pane ine chiuru.
|
1.194841
|
Ani anaazikiriza amadiini ag'obulimba?
|
Chitendero chenhema chichaparadzwa nani?
|
1.194818
|
Bamalayika nabo mikwano gya Katonda.
|
Ngirozi ishamwari dzaMwari zvekare.
|
1.194816
|
Ne badayimooni bakkiriza nti Katonda gyali, naye tebamugondera.
|
Madhimoni anobvuma kuti Mwari ariko, asi haana kutenda kwechokwadi.
|
1.194789
|
Niwe muntu Kristo Yesu, 6owaayehaireyo kuba encungurano y'abantu boona; haza ekyo akakihamya omu bunaku bwakyo obuhikire.
|
6 wakazvipa iye, kuti ave rudzikinuro rwavose, chive chapupu panguva dzakafanira,
|
1.194719
|
Yesu era yeeyongera okugumya omukazi oyo ng'amugamba nti: "Okukkiriza kwo kukuwonyezza.
|
Jesu akamusimbisazve achiti: "Kutenda kwako kwakuporesa.
|
1.194628
|
Yokaana n'ayita abayigirizwa be babiri, 19n'abatuma eri Mukama waffe okumubuuza nti, "Ggwe wuuyo gwe tusuubira okujja, oba tulindirireyo omulala?"
|
19 akavatuma kuna She kuti vandobvunza kuti, "Ndimi here iye aifanira kuuya kana kuti tomirira
|
1.194557
|
Yesu bwe yali nga wa myaka 12 gyokka yabuuza ebibuuzo ebikulu.
|
Kunyange paaiva nemakore 12, Jesu akabvunza mibvunzo ine musoro.
|
1.194541
|
kwaffe eri Kitaffe mu Mwoyo omu.
|
Nokuti kubudikidza naye isu tose tinosvika muMweya mumwe kuna Baba.
|
1.194535
|
14 Obuzaaliranwa bwokka tebubayigiriza nga omusajja bw'akuza enviiri zimuswaza?
|
14 Masikirwo akaitwa vanhu haakudzidzisii here kuti kana murume aine bvudzi refu, zvinoita kuti azvidzwe;
|
1.194534
|
Ate era ekibuuzo kya Yokaana kiyinza okuba nga kirina amakulu amalala.
|
Uye mubvunzo waJohani unogona kunge une zvimwewo zvauri kureva.
|
1.19446
|
15 Olunaku lujja kutuuka omukolo gw'Ekijjukizo gukwatibwe omulundi ogusembayo.
|
15 Rimwe zuva Chirangaridzo chichaitwa kekupedzisira.
|
1.194439
|
Batawaanira bwereere okunsinza, kubanga bayigiriza biragiro bya bantu.'"
|
Vanoramba vachindinamata pasina, nokuti vanodzidzisa mirayiro yevanhu sedzidziso.'"
|
1.194422
|
mmwe abantu b'e Ggomola!
|
imi vanhu veGomora!
|
1.194407
|
Sena mali ngomuyanda wazintu zyoonse zibyaabi?
|
Mari Ndiyo Mudzi Wezvinhu Zvese Zvakaipa Here?
|
1.194294
|
Mu biseera by'edda, Katonda yagamba abantu be okulwana entalo.
|
Tshifhingani tsha kale, Mudzimu o vhudza vhathu vhawe uri vha ye nndwani.
|
1.194157
|
8 Yokaana si ye yali Omusana, wabula ye yatumibwa ategeeze eby'Omusana.
|
Akanga asiri iye chiedza, asi kupa uchapupu kuchiedza.
|
1.194043
|
Lwaki Dawudi teyatya mpologoma, ddubu, n'omusajja eyali omunene ennyo era nga muwanvu nnyo?
|
Nei Dhavhidhi asina kutya shumba, bheya uye zirume rakakura?
|
1.194042
|
"Amakubo Ge Gonna ga Bwenkanya"
|
"Nzira Dzake Dzose Dzakarurama"
|
1.194021
|
bindeete ku lusozi lwo olutukuvu,
|
ngavauye neni kugomo renyu dzvene
|
1.19401
|
23 Bakabaka b'ensi bonna ne banoonya amaaso ga Sulemaani okuwulira amagezi ge Katonda ge yali atadde mu mutima gwe.
|
23Madzimambo ose enyika aiuya kushanyira Soromoni, kuzonzwa kungwara kwake, kwakanga kwaiswa naMwari mumoyo make.
|
1.193992
|
Nnamwandu oyo yali alabiridde nnabbi we era yali ayolese okukkiriza okw'amaanyi.
|
Chirikadzi iyi yakanga yapa zvokudya muprofita waJehovha uye yakanga yaratidza kutenda.
|
1.193971
|
10 Malayika n'abagamba nu Temutya; kubanga, laba, mbaleetera ebigambo ebirungi eby'essanyu eringi eririba eri abantu bonna: 11 kubaaga leero azaaliddwa gye muli Omulokozi mu kibuga kya Dawudi, ye Kristo Mukama waffe.
|
10 Ipapo mutumwa akati kwavari: Musatya, nokuti tarira, ndinokuparidzirai mashoko omufaro mukuru, uchava wavanhu vose; 11 nokuti nhasi mazvarirwa muguta raDhavhidhi Muponesi, ndiye Kristu Ishe.
|
1.193954
|
Olw'okukkiriza tutegeera ng'ebintu byonna byakolebwa kigambo kya Katonda, era ekirabika kyekyava kirema okukolebwa okuva mu birabika.
|
Pamusana pechitendero tinonzwisisa kuti nyika yakasikwa nezwi raMwari zvokuti zvinooneka zvakaitwa zvichibva mune zvisingaoneki.
|
1.193817
|
Tiyamogwenerete Kristo konyora emechando eye, erio asoe obonene bwaye?
|
Abzicaifanerepi kani kuti Kristu atambujike ngo bzese kudaro, kuti anghwine mu goja?"
|
1.19381
|
Ezzadde ly'omukazi lirikubetenta omutwe naawe oliribetenta ekisinziiro."
|
Iye achakupwanya musoro wako, uye iwe uchava vanovandira chitsitsinho chake. "
|
1.193799
|
Ibulayimu yayoleka obwetoowaze ng'abuuza Katonda ebibuuzo era ne yeesiga "Omulamuzi w'ensi yonna."
|
Abrahamu akabvunza Jehovha nezvemaguta iwayo achizvininipisa chaizvo uye achiratidza kuti aivimba naMwari, "Mutongi wenyika yose."
|
1.193798
|
EKIBUUZO 3 Nsaanidde Kwogera Ntya ne Bazadde Bange?
|
MUBVUNZO 3 Ndinofanira Kutaura Nevabereki Vangu Sei?
|
1.193764
|
Nze ne Sandra tetubangako basanyufu nga bwe tuli kati!"
|
"Ini naSandra tava kufara chaizvo kupfuura zvataiita!"
|
1.193715
|
Anga omuntu aligiraki kuchungura oburorabwe? 27Manyasi Omwana w'Omuntu alija n'abamalaikabe omu kitinwa nk'ekya Ishe, arongore buli omoi aha rw'ebyo yakozire.
|
Nokuti Mwanakomana woMunhu achauya ari mukubwinya kwaBaba vake aine vatumwa vake ipapo achapa mubayiro kuno mumwe nomumwe maererano nezvaakaita.
|
1.193565
|
Abaddu ba Falaawo ne bamugamba nti Alituusa wa ono okutubeerera
|
Zvino varanda vaFarao vakati kwaari, "Munhu uyu achava musungo kwatiri kusvikira rinhiko?
|
1.193446
|
N'oyo azaala omwana ow'amagezi anaabanga n'essanyu.
|
Munhu wese anobereka mwanakomana akachenjera achafadzwa naye.
|
1.193422
|
"Omukka gwe gumuvaamu, n'addayo mu ttaka; ku lunaku olwo ebirowoozo bye ne bisaanawo."
|
Mweya yavo painoenda, ivo vanodzokera kuvhu; pazuva racho iroro urongwa hwavo hunova pasina.
|
1.193413
|
22 Alooni n'ayogera nti Obusungu bwa mukama wange buleme okubuubuuka ennyo: gw'omanyi abantu bano, nga bagobererera ddala obubi.
|
22 Aroni akati, "Shungu dzashe wangu ngadzirege kumuka hadzo; munoziva vanhu ava, kuti vanongoda kutadza.
|
1.193402
|
"Tetujja kuweereza bakatonda bo" (18)
|
"Hatisi kuzoshumira vanamwari venyu" (18)
|
1.193389
|
"Newakubadde nga Yafa, Akyayogera"
|
"Kunyange Zvazvo Iye Akafa, Achiri Kutaura"
|
1.193349
|
Kubanga ne Kristo teyeesanyusanga yekka."
|
Nokuti kunyange Kristu haana kuzvifadza."
|
1.193343
|
Naye abantu b'omu bwakabaka bonna sijja kubaggya ku mutabani wo.'
|
Asi handibvisi vanhu vose voumambo pamwanakomana wako.'
|
1.193316
|
ne batagoberera biragiro byange;
|
Uye vakasachengeta mirayiro yangu,
|
1.193295
|
Baamubuuza nti: 'Ogenda kufuuka Kabaka wa Isirayiri mu kiseera kino?'
|
Saka vakamubvunza kuti: 'Mava kutova Mambo wevaIsraeri here?'
|
1.193163
|
Okuva mu buto Vitaly yali ayagala nnyo okusoma Bayibuli.
|
Kubvira achiri kadiki, aifarira kuverenga Bhaibheri.
|
1.193156
|
Ka tulabe ebimu ku byo ebyogerwako mu Kigambo kya Katonda.
|
Chimbofunga zvimwe zvacho zvinotaurwa neShoko raMwari.
|
1.193144
|
N'ayogera nti Mbeegayiridde, baganda bange, temukola bubi
|
Akati, "Regai henyu kuita zvakaipa zvakadai, hama dzangu.
|
1.193139
|
Olina Malayika Akukuuma?
|
Wa kara nomuengeli gokukukunga ndi?
|
1.193101
|
Nneeyongera okuyiga Bayibuli okumala omwaka nga gumu.
|
Ndakaramba ndichidzidza Bhaibheri kwerinenge gore.
|
1.19298
|
'Omukazi ono nange tubeera mu nnyumba emu,' omu ku bo annyonnyola.
|
'Mudzimai uyu neni tinogara muimba imweyo,' mumwe wavo anotsanangura kudaro.
|
1.192822
|
Nze mbatiza na mazzi naye ye ajja kubatiza na mwoyo mutukuvu.'
|
Ndinokubhabhatidzai nemvura, asi iye achakubhabhatidzai noMweya Mutsvene."
|
1.192801
|
Wanjigiriza ebintu bingi ebirungi.
|
Wakandidzidzisa zvinhu zvakawanda zvakanaka.
|
1.192787
|
12 N'olwekyo, temuleka kibi kweyongera kufuga nga kabaka mu mibiri gyammwe egifa,+ nga mugondera okwegomba kwagyo.
|
12 Naizvozvo musatendera chivi kuti chibate ushe mumuviri wenyu unofa, kuti muteerere kuchiva kwacho.
|
1.192745
|
talirema kufuuka ggwanga ddene ery'amaanyi, era amawanga gonna
|
kuti u cha ita rudzi rukuru.
|
1.192672
|
N'ayogera nti Simanyi: nze mukuumi wa muganda wange? 10 N'ayogera
|
Iye akati, "Handizivi, ndini mufudzi womunun'una wangu here?"
|
1.192625
|
Lwaki kikulu okuba n'okukkiriza okunywevu, okuba omugumiikiriza, n'okusaba Yakuwa?
|
Nei muchifanira kuva nekutenda, mwoyo murefu, uye kugara muchinyengetera?
|
1.192592
|
Aine omugisha orikukuratira gye ebigambo by'oburangi eby'omu kitabo eki.
|
Akaropafadzwa uyo anochengeta mashoko ouprofita huri mubhuku iri."
|
1.192569
|
Wandyagadde okukimanya? - Tunuulira omukono gwo.
|
Unoda kuchinzwa here? - Tarisa ruoko rwako.
|
1.192521
|
Oba owulira nga Ed bwe yawulira?
|
Kana kuti wakaita sezvakaita Ed?
|
1.192513
|
Ova wa era oli wa nsi ki, n'abantu bo be b'ani?"
|
Unobva kunyika ipi, uye unobva kuvanhu vapi?"
|
1.192479
|
Naye si nga nze bwe njagala, wabula nga ggwe bw'oyagala."
|
Asi kwete sokuda kwangu, asi sokuda kwenyu."
|
1.192452
|
Okufa kutuggyako kumpi buli kintu.
|
Imfa inatichotsera pafupifupi chiri chonse.
|
1.192451
|
Nuuwa nti Enkomerero ya buli ekirina omubiri etuuse mu maaso gange,
|
6:13 akati kuna Noa: "Kupera kwenyama zvose yasvika pamberi pangu.
|
1.192431
|
7 Soma ng'olina endowooza ennuŋŋamu.
|
7 Verenga uine chido chekudzidza zvinhu zvitsva.
|
1.192345
|
"Batabani Bammwe ne Bawala Bammwe Balyogera Obunnabbi"
|
"Vanakomana Venyu Nevanasikana Venyu Vachaprofita"
|
1.192226
|
10 Engeri gye twogeramu.
|
10 Matauriro edu.
|
1.192216
|
Weewaawo ka mbabuulire, oyo asinga ne nnabbi.
|
Muprofita here? hon'o ndinoti kwamuri; unopfuura zvikuru muprofita.
|
1.192214
|
Mufuuke baggya olw'Omwoyo afuga ebirowoozo byammwe,
|
muvandudzwe patsva mumweya nomupfungwa dzenyu,
|
1.192126
|
Naye ye Kalebu yagamba nti: 'Tusobola okuwangula abantu b'omu nsi eyo.
|
Ipapo Karebhi akabva ati: 'Tinogona kuvakunda.
|
1.192113
|
Nkusaba, twala ekirabo kino.'
|
Zvino, ndapota, tora chipo ichi kwandiri.'
|
1.19211
|
Tewali n omu eyali agenze mu ggulu okuggyako oyo eyava mu ggulu, ye mwana wa Katonda oyo ali muggulu.
|
Hakuna munhu akamboenda kudenga kunze kwaiye akabva kudenga, iye Mwanakomana woMunhu.
|
1.192014
|
'Olye ano omupiya omudhiginini nomunandunge ngoka, omuwa gwe e mu pe, a tonatele aalelwa ye?' - MAT.
|
"Chokwadi ndiani muranda akatendeka, akangwara, akagadzwa natenzi wake paveimba yake?" - MAT.
|
1.191992
|
Mu butuufu, teyaddamu kukola bibi ebyo eby'amaanyi.
|
Haana kuzombodzokorora zvivi izvozvo zvakakura.
|
1.191832
|
11Naye malayika wa Mukama n'amukoowoola ng'asinziira mu ggulu, n'agamba nti, "Ibulayimu!
|
11Ipapo mutumwa waJehovha wakadanidzira kwaari, ari kudenga akati, "Abhurahamu!
|
1.191809
|
Naye oyo ali munda n'amuddamu nti, 'Lekera awo okuntawaanya.
|
Zvino achipindura, uya ari mukati anoti, 'Rega kundinetsa.
|
1.191807
|
Nsobola okunnyonnyola amakulu g'ekirooto kabaka kye yaloose.'
|
Ndinogona kutsanangura hope dzamambo.'
|
1.191793
|
8 Ne mpulira, naye ne sitegeera: ne ndyoka njogera nti Ai Mukama wange, ebiriva mu ebyo biriba bitya?
|
"Ndikanzwa, asi handina kuzvinzwisisa, ipapo ndikati, 'Aiwa ishe wangu, kupera kwezvinhu izvi ndokweiko?'
|
1.191657
|
"Omwoyo gwa Yakuwa we guba wabaawo eddembe." - 2 KOL.
|
"Pane [mweya] waJehovha, pane rusununguko." - 2 VAK.
|
1.191574
|
Ndowooza ki bangi gye balina ku mirimu gye bakola?
|
Vhathu vhanzhi vha dzhia hani mushumo wavho?
|
Subsets and Splits
No community queries yet
The top public SQL queries from the community will appear here once available.