score
float32 1.04
1.25
| Ganda
stringlengths 10
500
| Shona
stringlengths 9
500
|
|---|---|---|
1.211313
|
32 Abagarukamu ati: Nyine ebyokurya ebi mutarikumanya.
|
32 Asi iye akati kwavari: "Ndine zvokudya zvokuti ndidye zvamusingazivi."
|
1.211304
|
Pawulo naye ateekwa okuba nga yasanyuka nnyo.
|
Hapana mubvunzo kuti Pauro akafarawo.
|
1.211228
|
17 Pi meno, medde ki lweny ki tekki ducu.
|
17 Saka ramba uchirwisa.
|
1.211072
|
Ekiro ky'enyuma-nyuma eki si kiro eky'esyosaha 24.
|
Zuva iri harisi zuva remaawa 24.
|
1.210628
|
anaakuwanga omutima gwo bye gwetaaga.
|
Uye iye achakupa zvinodiwa nemwoyo wako.
|
1.210499
|
'Halibaho omweru gw'oburo omu nsi, na ha mutwe gw'ensozi.'
|
"Panyika pachava nezvirimwa zvakawanda chaizvo; zvichafashukira pamusoro pemakomo."
|
1.210493
|
6 oba ku weereza, tunyiikirenga mu kuweereza kwaffe; oba ayigiriza, anyiikirenga mu kuyigiriza kwe;
|
12:7 kana ushumiri, pakushumira; kana iye anodzidzisa, padzidziso;
|
1.210479
|
18 Lowooza ku kintu ekirala Pawulo kye yayogera ku kwagala.
|
18 Funga zvimwe zvakataurwa naPauro nezverudo.
|
1.210339
|
21Manya tihakabahoga burangi obu omuntu areeteekateekyeire, kureka abantu bakaba bagamba ebirugire ahari Ruhanga, nibabigambisibwa Mutima Orikwera.
|
A zwo ngo vhuya zwa itea he vhuporofita ha sokou bvelela nge muambi a zwi funa; ndi Muya Mukhethwa we a vha funzedza vha konou amba ipfi ḽa Mudzimu.
|
1.21028
|
Naye tewali n'emu ku zo eyinza okuttibwa nga Kitammwe tamanyi.
|
Kunyange zvakadaro hapana imwe chete yadzo inowira pasi kunze kwokunge Baba venyu vazvibvumira.
|
1.210223
|
15 Wali ng'otuukiridde mu makubo go okuva ku lunaku kwe watonderwa okutuusa obutali butuukirivu lwe bwalabika mu ggwe.
|
15 Wakanga wakakwana panzira dzako kubva pazuva rokusikwa kwako, kusvikira kusarurama kwakawanikwa mukati mako.
|
1.209958
|
"ndiragaana endagaano empya n'ennyumba ya Isirayiri,
|
yandichaita sungano itsva neimba yaIsraeri,
|
1.209728
|
10 mulyoke musiimenga ebisinga obulungi; mubeerenga abatalina bukuusa era abatalina kabi okutuusa ku lunaku lwa Kristo;
|
10 kuti muidze muzive kuti zvinhu zvakanaka ndezvipi, kuti muve vakarurama, navasine mhosva, kusvikira pazuva raKristu;
|
1.209701
|
n'amaaso ge gabeera ku makubo gaabwe.
|
Uye maziso ake achava panzira dzavo.+
|
1.209689
|
Muya wakwe nuuyaamuka, ulabweeda kubuluongo; mubuzuba mbweenya oobo [mubuzuba bwa lufu lwakwe] mizeezo yakwe ilalobelela."
|
Mweya wake unobuda, iye ndokudzokera pasi pake, nezuva iro mano ake anopera.
|
1.209483
|
Beewaayo Kyeyagalire - Bannyinaffe Abali Obwannamunigina
|
Vakazvipa Nemwoyo Unoda - Hanzvadzi Dzisina Kuroorwa
|
1.20946
|
Ye yaliwo nga ebintu byonna tebinnatondebwa; era byonna bibeerawo mu ye.
|
Ndiye anotangira zvinhu zvose, uye zvinhu zvose zvakabatanidzwa maari.
|
1.209299
|
Joachim yagamba nti: "Nnali nnasiba ekiruyi era nnalina amalala.
|
Joachim akapindura kuti: "Ndaiva ndakagumbuka uye ndaizvikudza.
|
1.209173
|
Mu mbiriizi zaakyo waliwo bakatonda, oba emyoyo, abatali ba maanyi nnyo, era nga be baweereza ba Katonda.
|
Mumativi mune vanamwari vaduku, kana kuti midzimu, inoshumira Mwari.
|
1.209084
|
Tetwalina bitabo byaffe mu lulimi lwabwe.
|
Tainge tisina mabhuku omutauro wavo.
|
1.20896
|
Lwaki Musa yali mukakafu nti yandifunye empeera?
|
Nei Mosesi aiva nechokwadi chokuti aizowana mubayiro?
|
1.208877
|
11Nikyo Ruhanga aribooherereza ekirikuhabisa eky'amaani, ngu baikirize eby'ebishuba.
|
11 Ndokusaka Mwari achirega kushanda kwokukanganisa kuchienda kwavari, kuti vatende nhema,+
|
1.208836
|
8Manya Abasadukaayo bagira ngu, tihariho kuzooka kandi tihariho baamaraika nobu yaakuba emitima; haza kunu Abafarisaayo babiikiriza byonshatu.
|
VaSadhusi vanoti hakuna kumuka kwavakafa, uye kuti hakuna mutumwa kana mweya, asi vaFarisi vanotenda izvozvo zvose.
|
1.208711
|
Naye oliraba ebintu eby'ekivve ebisingawo."
|
Uchaona zvimwe zvinonyangadza zvinopfuura izvo."
|
1.208399
|
Kabaka k'aleme okulowooleza ekibi kyonna omuweereza we n'ab'ennyumba ya kitange bonna, kubanga omuweereza wo talina kye yali amanyi ku bintu ebyo."+
|
Mambo ngaarege hake kusundira muranda wake mhosva, kunyange vose veimba yababa vangu; nokuti muranda wenyu haazivi izvozvo zvose, kunyange zviduku kana zv ikuru. "
|
1.208246
|
Muwala waffe Olga abeera mu Estonia era tayosa kunkubira ssimu.
|
Mwanasikana wedu Olga anogara kuEstonia uye anowanzondifonera.
|
1.2081
|
Ono anaayitibwanga mukazi, kubanga ono aggyiddwa mu musajja.
|
Uyu achanzi Mukadzi, nekuti akanga akatorwa pamurume. "
|
1.207996
|
Bw'atyo ne yeekolera ebisibo eby'enjawulo, n'atagatta zize na za Labbaani.
|
Akabva aisa mapoka ake ezvipfuwo ari oga uye haana kuaisa pamwe chete nemapoka aRabhani.
|
1.20799
|
2 Naffe tuli mu lutalo olw'amaanyi.
|
2 Isuwo tiri kurwa hondo yakaoma chaizvo.
|
1.207957
|
muleete ekiweebwayo, mujje mu maaso ge;
|
Bweretsani chopereka ndipo mufike pamaso pake;
|
1.207863
|
kirungi: Katonda n'ayawula wakati mu butangaavu n'ekizikizza.
|
Mwari akaparadzanisa chiedza nerima.
|
1.207729
|
W'oliviira mu kkomera oliba okaddiye era ng'osigadde omu bw'oti."
|
Pauchabuda mujeri unenge wachembera uye usina wako."
|
1.20759
|
Yingira osanyukire wamu ne mukama wo.'
|
Pinda mumufaro watenzi wako!
|
1.207578
|
"Abaweereza bange balirya" (13)
|
"Vashumiri vangu vachadya" (13)
|
1.207334
|
Ekyo kyennyini kye nnakola, era nnafuna emikisa mingi!
|
Ndizvo zvandakaita, uye chaiva chikomborero chaicho.
|
1.207252
|
Yandaga akatabo akayitibwa The Truth That Leads to Eternal Life era n'ambuuza nti, "Wandyagadde nkakuwe?"
|
Yakauya yakabata bhuku rakanzi Zvokwadi Inotungamirira Kuupenyu Husingagumi, ndokundibvunza kuti, "Ungada here bhuku iri?"
|
1.207162
|
Yeekaalu ey'eby'omwoyo ye nteekateeka Katonda gy'ataddewo ey'okusinza okw'amazima.
|
Temberi huru yaMwari inoreva urongwa hwake hwokunamata kwechokwadi.
|
1.20716
|
Lwaki Katonda ayagala okozese obusobozi bwo obw'okulowooza?
|
Nei Mwari achida kuti ushandise simba rako rekufunga?
|
1.207126
|
"Amaanyi Agasinga ku ga Bulijjo"
|
"Simba Rinopfuura Renguva Dzose"
|
1.207072
|
mubadduukirire, abagenyi mubasuzanga.• Ababayigganya mubasabire busabizi, mubasabira mukisa, muleke kubavumirira.
|
Itii, Mwari ngaakomborere vanokushushai; vakumbirirei chikomborero, musavarengerere rushambwa.
|
1.207068
|
Naye omu ku mmwe mulyolyomi."
|
Asi mumwe wenyu ndidhiabhori!"
|
1.20683
|
N'olwekyo, abazadde mweyongere okunyweza okukkiriza kwammwe.
|
Saka vabereki rambai muchisimbisa kutenda kwenyu.
|
1.206762
|
Kyandiba nti engeri Katonda gy'akozesaamu amaanyi ge okuzikiriza ekutiisa butiisa mu kifo ky'okwagala okumufuula mukwano gwo?
|
Kungava kuti kushandisa kwaMwari simba rokuparadza kunoratidzika sechimwe chinhu chinokudzivisa pane kukuswededza pedyo naye here?
|
1.206726
|
5:14-16) Eky'okubiri, enteekateeka eyo eyamba aboonoonyi ababa beenenyezza okusigala mu kwagala kwa Katonda era ne beewala okuddiŋŋana ensobi yaabwe.
|
5:14-16) Chechipiri, urongwa uhwu hunoita kuti vatadzi vanenge vapfidza varambe vachifarirwa naMwari uye vasava netsika yekuita chivi.
|
1.206682
|
Abantu bandibadde basobola okumwesiga nti ajja kutuukiriza ebisuubizo bye?
|
Vanhu vaigona kuzovimba naye here kuti anozadzisa zvaakavimbisa?
|
1.206677
|
23 Ku lunaku olwo ne bajja gy'ali Abasaddukaayo, abagamba nti tewali kuzuukira: ne bamubuuza,
|
23 Nezuva iroro vaSajusi vakasvika kwaari, ivo vanoti hakuna kumuka kwavakafa, vakamubvunza,
|
1.20665
|
Lowooza ekyo kye kyategeeza eri Adamu.
|
Funga kuti izvozvo zvairevei kuna Adhamu.
|
1.206491
|
"Mukolenga bwe mutyo okunzijukiranga nze." - 1 KOL.
|
Rambai muchiita izvi muchindiyeuka.'" - 1 VAK.
|
1.206458
|
Tajja kuyingira mu kibuga kino," bw'ayogera Mukama.
|
Uye muguta rino, haazopindi, ndizvo zvinotaura Ishe.
|
1.206393
|
2 Kandi hariho na guruupu y'abashaija abarikwetwa 'omwambari omwesigwa kandi ow'obwengye,' abarikwebembera abaheereza ba Ruhanga omu nsi obunaku obu.
|
2 Zvisinei, pane boka revarume vanoumba "muranda akatendeka, akangwara," avo vanotungamirira vanhu vaMwari mazuva ano.
|
1.206277
|
Tewali mulundi na gumu Yesu lwe yagamba nti yenkanankana ne Katonda.
|
Haana kumbobvira azviti akaenzana naMwari.
|
1.206252
|
"Tuliddamu Ddi Okufuna Olukuŋŋaana Olunene?"
|
"Tichava Nerimwe Gungano Riini?"
|
1.206235
|
Nteekwa okuddukira mu nsi y'Abafirisuuti.'
|
Ndinofanira kutizira kunyika yavaFiristia.'
|
1.206221
|
so n'emyaka gyo tegirikoma."
|
uye makore enyu haatongogumi."
|
1.206218
|
Nnali mu kkomera ne mujja okundaba."
|
Ndakanga ndiri mujeri mukauya kwandiri."
|
1.206157
|
7Awo Kerode n'asuubiza omuwala ng'alayira okumuwa kyonna ky'anaamusaba.
|
aizomupa chipi nechipi chaaizokumbira.
|
1.20601
|
19 Kyenva nsalawo tuleme okuteganya abava mu mawanga okukyukira Katonda;
|
19 Nokudaro ndasarudza kuti tisanetsa vemamwe marudzi vari kutendeukira kuna Mwari,+
|
1.205943
|
Noonya eby'Obugagga Ebya Nnamaddala
|
Many Mwandu Madier
|
1.205892
|
"Tebaliyingira mu kiwummulo kyange" (11)
|
"Havazopindi Muzororo Rangu"
|
1.205837
|
Ino, le bino byonso bikwatañene namani na Bulopwe bwa Leza ne mwaka wa 1914?
|
Asi zvose izvi zvinei neUmambo hwaMwari uye negore ra1914?
|
1.205666
|
Nze n'ab'omu maka gange tuba n'Okusinza kw'Amaka buli wiiki?'
|
Ini nemhuri yangu tine manheru atinoita Kunamata Kwemhuri vhiki roga roga here?'
|
1.205596
|
17 Ebyo Maliyamu bye yayogera.
|
17 Zvaitaurwa naMariya.
|
1.205534
|
Shirley: Wesambila bwa Kidibwa kya Kyoolwa?
|
Shirley: Uri kureva Chirairo here?
|
1.20553
|
6Reero omuri ago meezi ataano abantu baryasherura Rufu, kwonka tibarigibona; beetengye okufa, haza Rufu ebahungye.
|
Pamazuva iwayo vanhu vachatsvaka rufu vasingaruwani vachasuwira kufa, asi rufu ruchatiza.
|
1.205483
|
Nga ndi ne mukyala wange mu Brooklyn, New York
|
Ndiine mudzimai wangu kuBrooklyn, New York
|
1.205474
|
ne balaba bye nakola mu myaka amakumi ana.
|
uye kwamakore makumi mana vakaona zvandakaita.
|
1.205329
|
Katonda n'ayogera nti, "Wabeewo obutangaavu," ne wabaawo obutangaavu.
|
Mwari akati: Chie dza ngachivepo, chiedza chikavapo.
|
1.205233
|
37 N'ahandi ekyahandiikirwe nikigira kiti: Baryahanga amaisho ogwo ou baacumitsire.
|
Norumwe Rugwarozve runoti: Vachatarira uyo wavakabvovora.
|
1.205175
|
N'oli eyantuma ali nange; Kitange tandekanga nzekka; kubanga nkola bulijjo by'asiima. (Yokaana 8:28-29).
|
akandituma aneni; haana kundisiya ndiri ndoga, nokuti ndinogara ndichiita zvinomufadza."
|
1.205122
|
Era oluvannyuma yagamba nti: "Omulimu guno si gwa bantu."
|
Vakazotaurawo kuti: 'Iri harisi basa remunhu.'
|
1.2051
|
Nkintu kinyi kyatudi nakyo atwe booso?
|
Tose takafanana pachii?
|
1.205069
|
3 Kale tuma omusana gwo n'amazima
|
3 Tumai chiedza chenyu nechokwadi chenyu;
|
1.205007
|
Mu kyasa ekyasooka ne leero, abo abakulembera abantu ba Katonda . . .
|
Vatungamiriri vevanhu vaMwari panguva dzevaapostora uye mazuva ano . . .
|
1.204999
|
34Kwonka Abafarisaayo baagira bati: Manya ebyago naabibingisa obushoboorozi bwa mukama waabyo.
|
Asi vaFarisei vakati, "Anodzinga mweya yakaipa nesimba rejinda roMweya yakaipa."
|
1.204987
|
Mwanda waka ketufwaninwepo kutyina byamalwa bya mu kitulumukila?
|
Nei tisingafaniri kutya matambudziko anongoerekana amuka?
|
1.204845
|
Ajja kuba wa ddala gy'oli.
|
Achava wechokwadi kwauri.
|
1.204707
|
Yagamba nti: "Ai Katonda, ggwe wanjigirizanga okuva mu buto bwange . . .
|
Akanyora kuti: "Haiwa Mwari, makandidzidzisa kubvira ndichiri muduku . . .
|
1.204676
|
Lwaki Katonda yakitwala nti bakabaka abo baamuweereza n'omutima gwabwe gwonna, era tuyinza tutya okubakoppa?
|
Nei Mwari akavaona sevanhu vakamushumira nemwoyo wakakwana uye tingavatevedzera sei?
|
1.204642
|
"Manyiriza omwana mu kkubo erimugwanira okutambulirangamu, ne bw'alikula talirivaamu."
|
Rovedza mwana nzira yaanofanira kufamba nayo, Ipapo kunyange akwegura haangatsauki pairi.
|
1.204579
|
(Yokaana 3:13) Naye si ye yandibadde asembayo.
|
(Johani 3:13) Asi aisazova wokupedzisira.
|
1.204425
|
Omuyigiriza Omukulu yali amanyi bingi nnyo ebikwata ku bamalayika.
|
Mudzidzisi Mukuru aiziva zvakawanda nezvengirozi.
|
1.20431
|
Abasinga obungi ku baafukibwako amafuta be nnakolerako awamu nabo tebakyali ku nsi.
|
Vakazodzwa vakawanda vandakashanda navo havasisiri pano panyika.
|
1.204285
|
Naye Dawudi yamugamba nti: 'Ojja gye ndi n'ekitala, naye nze nzija gy'oli mu linnya lya Yakuwa!'
|
Asi Dhavhidhi akamuudza kuti: 'Unouya kwandiri nebakatwa, asi ini ndinouya kwauri nezita raJehovha!'
|
1.204147
|
Ka nkiwandiike, nja kukibuuza bazadde bange."
|
Ndichaunyora pasi ndonobvunza vabereki vangu."
|
1.203999
|
Kandi Ogwo, ocaaka emitima y'abantu, amanya ebi Omwoyo ateekateeka, ku atonganira abarikwera, nk'oku Ruhanga akunda.
|
Mudzimu Ene ane a sedzesa zwi re mbiluni dza vhathu u ḓivha zwine Muya a amba; ngauri a tshi humbelela vhakhethwa vha Mudzimu u tevhedza zwine Mudzimu a funa.
|
1.203851
|
Oboolyawo n'akatabo kano k'osoma omu ku bo ye yakakuwadde.
|
Zvimwe wakapiwa magazini ino nemumwe wavo.
|
1.203646
|
Omwoyo ne guddamu nti, 'Nzija kugenda nfuuke omwoyo ogw'obulimba mu mimwa gya bannabbi be bonna.'
|
Iwo ukati, "Ndichaenda, ndichava mweya wenhema mumiromo yavaporofita vake vose."
|
1.20362
|
11Nikyo Ruhanga aribooherereza ekirikuhabisa eky'amaani, ngu baikirize eby'ebishuba.
|
11 Saka Mwari unovatumira simba rokukanganisa, kuti vatende nhema.
|
1.203517
|
n'ebibya ebya ffeeza ebigenderako ebikumi bina mu kumi 410,
|
khilogiramu dza 140 dza siliva,
|
1.203379
|
Kibundi ne tempelo yakyo bibasokwa
|
Guta racho netemberi yaro zvinopiswa
|
1.203155
|
Kati yali asobola okuyimuka yekka n'atambula.
|
Iye zvino akanga ava kugona kumuka oga achifamba.
|
1.203107
|
Aalongwa ye omulongo nayaali oye ende pamwe naye.'
|
Vane gumi nevaviri vakanga vainaye."
|
1.203084
|
Maama n'omwana bali mu mbeera nnungi.
|
Amai nemwana vari kuita zvakanaka.
|
1.203055
|
Atayagala tategeera Katonda; kubanga Katonda kwagala.
|
Ani naani asingadi haazivi Mwari, nokuti Mwari rudo.
|
1.203031
|
12 Obubi obumu buyise: laba, obubi bubiri nate bujja oluvannyuma.
|
Nhamo imwe yapfuvura; tarira, nhamo dzimwe mbiri dzinotevera shure kwaizvozvi.
|
1.202897
|
3 Naye Mukama waffe mwesigwa, alibanyweza, anaabakuumanga eri omubi.
|
Izvo zvakanyorwa, ishe akatendeka, uye Iye achakusimbisa nekukudzivirira kubva kune wakaipa.
|
1.202882
|
era tewaliba n'omu aliwulira eddoboozi lye mu nguudo.
|
hakuna anozonzwa inzwi rake mumigwagwa.
|
1.202855
|
Tebaakoma okwo, nebatugurirayo enkumbi 50 (amakumi ataano).
|
vakagara pasi mumapoka ane zana uye ane makumi mashanu.
|
1.202805
|
Ezzadde ly'omukazi lirikubetenta omutwe naawe oliribetenta ekisinziiro."
|
Iye achakupwanya musoro uye iwe uchamupwanya chitsitsinho."
|
1.202743
|
2 n'abakazi abaawonyezebwako dayimooni n'endwadde, Malyamu eyayitibwa Magudaleene, eyavaako dayimooni omusanvu,
|
2 Navamwe vakadzi vakanga vaporeswa pamweya yakaipa novurwere, Maria unonzi Magidharini, iye* wakanga abuda mweya yakaipa minomwe maari,
|
Subsets and Splits
No community queries yet
The top public SQL queries from the community will appear here once available.