score
float32
1.04
1.25
Ganda
stringlengths
10
500
Shona
stringlengths
9
500
1.225413
Kumpi ekiro ekyo kyonna twakimala tukubaganya birowoozo ku Bayibuli.
Takaita nguva yakareba tichikurukura nezveBhaibheri manheru iwayo.
1.22516
28"Kandi nukwo kyabaire n'omu biro bya Loti.
28 "Zvakanga zvakadarowo pamazuva aRoti.
1.224823
Ku ekyo kWe tulitegeerera nti: Amazima tuli baago, mu maaso g'Oli omutima gulitutereera.
Zvino, ndiwo maziviro edu kuti tiri vechokwadi, uye kuti mwoyo yedu inozorora sei pamberi pake
1.224369
14Ak ye kingo kagonyoor Jeso moitap sigiryet, kolaany; ko uu ye ki kisir keele:
14 Zvino Jesu wakati awana dhongwana, akagara pamusoro paro, sezvazvakanyorwa, zvichinzi *:
1.22419
"Kale oba nga mulya, oba nga munywa, oba nga mukola ekigambo kyonna kyonna, mukolenga byonna olw'ekitiibwa kya Katonda."
Nokudaro kunyange ukadya kana kunwa kana kuita chimwe chinhu, zviite zvose kurumbidza Mwari.
1.224179
Yalinanga okuddukira mu kibuga eky'okuddukiramu ekyabanga okumpi.
Aifanira kutizira kuguta rekupotera raiva pedyo.
1.22394
lalanga bufuku, kadi ba kukolwa nabo divule bakolwanga bufuku.
vanovata usiku, uye avo vanodhakwa, vanodhakwa usiku.
1.223836
Napityija myeji 15 mu byombo bya bulwi bya Alemanye.
Ndakaita mwedzi 15 ndiri muuto reGermany rinoshandira mumvura.
1.22383
"Omuntu taba mulamu lwa mmere yokka" (3)
"Munhu haararami nechingwa chete" (3)
1.223768
Kwe kugamba Labbaani nti, "Onkoze ki kino?
Naizvozvo akati kuna Rabhani: "Chii ichi chamandiitira?
1.223536
Abantu abasinga obungi basinza bakatonda ab'obulimba mu kifo ky'okusinza "Katonda omu ow'amazima."
Vanhu vazhinji vanonamata vamwe vanamwari vasiri "Mwari wechokwadi bedzi."
1.223536
Naye kati buli omu ku ffe alina Bayibuli.
Asi iye zvino tose tava nemaBhaibheri.
1.223505
15 Ku nsonga eyo, lowooza ku musajja eyasooka, Adamu.
15 Panyaya iyi, chimbofunga zvakaitika kumunhu wokutanga Adhamu.
1.223417
ajje nno gye ndi, kale anaamanya nga mu Isiraeri mulimu nnabbi.
Ngaauye hake zvino kwandiri, azive kuti muporofita aripo pakati paIsiraeri."
1.223349
Wuliriza Eddoboozi lya Yakuwa Wonna w'Obeera
Inzwa Inzwi raJehovha Chero Kwaunenge Uri
1.223301
Guno gwe mugabo gw'abaddu ba Mukama, n'obutuukirivu bwabwe obuva gye ndi."
Ndiyo nhaka yavaranda vaJehovha, nokururamiswa kwavo kunobva kwandiri, ndizvo zvinotaura Jehovha.
1.223225
Nnamuddamu nti, "Sirina muntu gwe mmanyi China."
Ndakabva ndati, "Handina munhu wandinoziva ari kuChina."
1.223017
"Nga 26 Jjanwali, 1957, nnakwatibwa.
"Ndakasungwa musi wa26 January 1957.
1.222561
Totya, kubanga Katonda awulidde eddoboozi ly'omulenzi w'ali.
Usatya, nokuti Mwari anzwa inzwi romukomana paari ipapo.
1.222317
i kya kutendelwa mu meso etu'?"
zwinoshamisa ku meso edu ?"
1.222066
"Tebaliyingira mu kiwummulo kyange" (11)
'Havazopindi muzororo rangu.'"
1.221623
Noonya Bwakabaka, So Si Bintu
Tsvaka Umambo, Kwete Zvinhu
1.221612
temutya: nnaabaliisanga mmwe n'abaana bammwe abato.
Naizvozvo ikozvino musatya, ndichakuchengetai, nepwere dzenyu.
1.221594
Ekyo kikabaho kutureetera okuteeyesiga, kureka okwesiga Ruhanga ozoora abafiire.
Izvi zvakaitika kuti chivimbo chedu chive muna Mwari anomutsa vakafa, kwete matiri.
1.22159
Nfuula ng'omu ku bapakasi bo."'"
Chindibatai somumwe wavashandi venyu.'
1.221414
Omwaka ogujja, mu kiseera kyennyini, ndikomawo gy'oli, ne Saala alizaala omwana owoobulenzi."
Nguva ino, gore rapfuura, ndichadzokera kwauri; Sara achava nomwanakomana."
1.221286
Kyandibadde kirungi singa omuntu oyo teyazaalirwa ddala."
Zvaiva nani kwaari kana munhu uyo aiva asina kuzvarwa. "
1.221216
Olina Malayika Akukuuma?
Iwe Une Angel Wako Wekuchengeteka Here?
1.221187
Nnabbi Isaaya yagamba nti: "Mukifulumemu, mwekuume nga muli balongoofu."
Muprofita Isaya akanyora kuti: "Budai mariri, rambai makachena."
1.22118
Mugende mangu mutegeeza abayigirizwa be.'
Endai nokukurumidza mundoudza vadzidzi vake.'
1.221022
"Abaweereza bange bajja kulya naye mmwe mujja kulumwa enjala, abaweereza bange bajja kunywa, naye mmwe mulumwe ennyonta; abaweereza bange bajja kujaguza, naye mmwe mukwatibwe ensonyi."
Vashumiri vangu vachafara, asi imi muchanyara."
1.220952
6 "Osobola okuba omusanyufu ne bw'oba nga tolina ddiini."
6 "Unogona kufara usina chitendero chaunopinda."
1.220801
7 Awo Kerode n'asuubiza omuwala ng'alayira okumuwa kyonna ky'anaamusaba.
7 Naizvozvo wakamuvimbisa nemhiko kuti uchamupa chinhu chipi nechipi chaaizokumbira.
1.22026
8 Zitusanze! ani alitulokola mu mukono gwa bakatonda abo ab'amaanyi?
Ndiani achatiponesa paruoko rwaMwari uyu ane simba?
1.219957
n'abatukuvu bo, n'abo abatya erinnya lyo
uye navatsvene venyu naavo vanotya zita renyu,
1.219927
Kyokka abamu edda abaasinzanga ebifaananyi bo baali bakitwala nti okulya ennyama eyo kuba kusinza bifaananyi.
Asi vamwe vaimbonamata zvidhori vaiona sekuti kudya nyama yakadaro kunenge kutori kunamata.
1.219888
"Kubanga fenna tuliyimirira mu maaso g'entebe ey'emisango eya Katonda.
Nokuti tose tichamira pamberi pechigaro chokutonga+ chaMwari;
1.219766
Totya, kubanga Katonda awulidde eddoboozi ly'omulenzi w'ali.
Usatya, nokuti Mwari wanzwa inzwi romukomana apo paari.
1.21976
Ennyumba ya Kitange mulekere awo okugifuula ekifo eky'okusuubuliramu!" - Yokaana 2:16.
Regai kuita imba yaBaba vangu imba yokutengesera!" - Johani 2:16.
1.219569
26 Kino ani yakyogerako okuva ku lubereberye tusobole okumanya,
26 Ndianiko wakatiudza izvozvo kubvira pakutanga, kuti tizive?
1.21955
8 "Naye mmwe muvudde mu kkubo.
8 "Asi imi makatsauka muchibva munzira.
1.219075
3 Abantu abaali batya Katonda baali bamanyi kye baalina okukola.
3 Varume nevakadzi vaitya Mwari vaiziva zvavaifanira kuita.
1.219072
muleete ekiweebwayo, mujje mu maaso ge;
Uyai nezvipiriso uye muuye pamberi pake;
1.218962
"Mukolenga bwe mutyo okunzijukiranga nze." - 1 KOL.
"Rambai muchiita izvi muchindiyeuka." - 1 VAK.
1.218783
Batawaanira bwereere okunsinza, kubanga bayigiriza biragiro bya bantu.'
Vanoramba vachindinamata pasina, nokuti vanodzidzisa mirayiro yevanhu sedzidziso."
1.218781
Mubye mukakolha eki obuli mwaka erinyibuka.'
Rambai muchiita izvi muchindiyeuka.'"
1.218552
Mazima tewali muntu mutuukirivu ku nsi akola ebirungi n'atayonoona.
"Zvirokwazvo, hapana munhu akarurama panyika, anoita zvakanaka uye asingatadzi."
1.218502
Kandi Ogwo, ocaaka emitima y'abantu, amanya ebi Omwoyo ateekateeka, ku atonganira abarikwera, nk'oku Ruhanga akunda.
Uye uyo anonzvera mwoyo anoziva zviri pfungwa yeMweya, nekuti Mweya unonyengeterera vatsvene maererano nezvinodiwa naMwari.
1.218473
32Ku baahuriire Paulo yaagamba eky'okuzooka omu bafiire, bamwe aharibo ensheko zaabeegyeka; abandi baagira bati: Tukaayenzire kuhurira ekyo nookigambaho obundi.
32 Vakati vanzwa nezvokumuka kwavakafa, vamwe vakaseka, asi vamwe vakati, "Tinoda
1.218279
Ebibuuzo: Kiki Danyeri kye yakolanga emirundi esatu buli lunaku?
Mibvunzo: Chii chaiitwa naDhanieri katatu zuva rega rega?
1.217672
Kandi Ogwo, ocaaka emitima y'abantu, amanya ebi Omwoyo ateekateeka, ku atonganira abarikwera, nk'oku Ruhanga akunda.
Uye uyo anonzvera mwoyo anoziva zviri pfungwa yeMweya, nekuti mweya unonyengeterera vatsvene maererano nekuda kwaMwari.
1.217504
(Abaruumi 11:33) N'olwekyo, amanyi ebyo ebisingayo okuba eby'omuganyulo gye tuli.
(VaRoma 11:33) Ngo kudaro anoziva ngo zvapi zvakanaka kwatiri.
1.2175
Kubanga buli muntu akola Katonda by'asiima ye muganda wange, ye mwannyinaze era ye mmange."
Ani naani anoita kuda kwaMwari ndiye munun'una wangu nehanzvadzi, uye namai vangu."
1.217346
Naye mu kiseera ekyo, baatandika okuyimba oluyimba lw'Obwakabaka.
Asi panguva iyoyo, vakabva vatanga kuimba rwiyo rweUmambo.
1.217301
Buli mwezi ofuba okuyigiriza abantu Ekigambo kya Katonda, basobole okutandika okuweereza Yakuwa?
Mwedzi wega wega unova nechinangwa chekudzidzisa vamwe Shoko raMwari, uchiedza kuita kuti mwoyo yavo ide kushumira Mwari here?
1.217241
Eggwanga liriva mu lubuto mulundi gumu?
Kana kuti rudzi rungaberekwa pakarepo here?
1.217204
(Luka 24:21) Aliwe ekyo mukithabya.
(Ruka 24:21) Asi haana kuvanunura.
1.217094
"Tebaliyingira mu kiwummulo kyange" (11)
'Havangazopindi pazororo rangu.'"
1.217091
Ku olwo lwe nnasooka okuwulira nti Katonda alina erinnya.
Ndiwo wakanga uri musi wangu wokutanga kunzwa kuti Mwari ane zita.
1.217066
Naye asinga obukulu mu mmwe ateekwa kuba muweereza wammwe.
Asi mukuru pakati penyu ngaave mushumiri wenyu.
1.216842
"Njogedde nti, muli bakatonda, era mwenna muli baana b'oyo Ali Waggulu Ennyo."
Ndakati: Muri ʋamŋari, Mose muri ʋanakomana ʋoWokumsoro‐soro.
1.216331
17 Abaana bo banguwa okuddayo.
17 Vanakomana vako vari kudzoka vachikurumidza.
1.216265
Kyo kituufu nti tusaaliddwa nnyo Ow'oluganda Pierce.
Ichokwadi kuti Hama Pierce tichavasuwa chaizvo.
1.216139
Kale kaakano golokoka ove mu nsi muno, oddeyo mu nsi gye wazaalirwa.' "
Naizvozvo zvino simukai, uye abve munyika ino, vodzokera kunyika yechiberekerwa yenyu. ' "
1.216083
Era sigenda kuleka Isiraeri kugenda.'
Uye handizoregi Israeri kuti aende.'
1.216061
Tunaamuddamu mu ngeri ey'ekisa?
Uchapindura nemutsa here?
1.216046
naye nze n'ennyumba yange, ffe tunaaweerezanga Mukama.
Asi kana ndirini neveimba yangu tichashumira ishe.
1.215982
Tuli bakakafu nti ajja kuwuliriza essaala zaffe.
Tinogona kuva nechivimbo chekuti achatinzwa.
1.215932
Ebyamagero bibiri byakolebwa mu nnyumba emu!
Zvishamiso zviviri zvakaitika pamba imwe chete!
1.215894
" Laba, mbabuulira ekyama: tetulyebaka fenna, naye fenna tulifuusibwa, mangu ago, nga kutemya kikowe, akagombe ak'enkomerero bwe kalivuga: kubanga kalivuga, n'abafu balizuukizibwa obutavunda, naffe tulifuusibwa.
Tarirai, ndinokuudzai chakavanzika: Hatizorari tose hope [kufa], asi tose tichachinjwa, kamwe kamwe, muna nekubwaira kweziso, nehwamanda yokupedzisira.
1.215784
Kubanga buli muntu akola Katonda by'asiima ye muganda wange, ye mwannyinaze era ye mmange."
Ani naani anoita kuda kwaMwari ndiye mukoma nomunun'una neni, ndiye hanzvadzi naamai vangu."
1.215782
Kiki nnabbi eyava mu Yuda ky'ataakola, era kiki ekyavaamu?
Muprofita wekuJudha akakundikana kuitei uye zvakaguma nei?
1.215652
Ai Mukama wafe, otwasamye emimwa gyafe.
Tenzi, zurura miromo yedu.
1.215583
4 era banaamulabanga amaaso ge; era erinnya lye linaabanga mu byenyi byabwe.
4 vachaona chiso chake,+ uye zita rake richava pahuma dzavo.+
1.215557
Bayibuli egamba nti: "Ku [bwa Katonda] tuli balamu, tutambula, era weetuli."
Naye tine upenyu, tinofamba uye tiripo."
1.215525
Omusomesa omu yamugamba nti, "Singa abaana bonna baali ng'abaana bo, omulimu gw'okusomesa gwandibadde gunyuma nnyo."
Mumwe mudzidzisi akati: "Kudai vana vese vakaita sevenyu, kudzidzisa kungadai kuri nyore zvikuru."
1.215477
Lowooza ku ekyo ekyaliwo mu 1973.
Chimbofunga zvakaitika muna 1973.
1.21547
Nnali nneebuuza ebibuuzo bingi ebikwata ku Katonda ne ku bulamu.
Ndaiva nemibvunzo yakawanda pamusoro paMwari uye upenyu.
1.214993
Munno akkiriziganya n'ebyo by'ozzeemu?
Mumwe wako anobvumirana here nemhinduro dzako?
1.214689
(Amubone cifwanikiso icili kumatalikilo aacibalo.) (b) Nkaambo nzi Musa ncaakasala kupenzyegwa antoomwe abantu ba Leza?
(Ona mufananidzo uri panotangira nyaya ino.) (b) Nei Mosesi akasarudza kuitirwa zvakaipa pamwe chete nevanhu vaMwari?
1.214154
Ng'ekyokulabirako, lowooza ku ngeri gy'obadde weeyisaamu mu myezi omukaaga egiyise.
Somuenzaniso, chimbofunga zvawakaita mumwedzi 6 yapfuura.
1.214021
Oba okwatiddwa obuggya olw'okuba ndi muntu mulungi?'
Kana kuti iwe une godo nokuda kwokupa kwangu zvakawanda?"
1.213869
N'olwekyo, Yesu teyalina kitaawe muntu.
Saka Jesu aisava nababa vaiva munhu wepanyika.
1.213751
Amanyi ebintu ebiyinza okutuganyula n'ebyo ebiyinza okuba eby'akabi gye tuli.
Anoziva zvakatinakira uye zvakatiipira.
1.21372
Allan agamba nti: "Ku olwo lwennyini ku makya, omukazi oyo yali asabye Yakuwa asindike Abajulirwa be gy'ali.
Allan anoti: "Mangwanani emusi iwoyo, mukadzi wacho akanga anyengetera kuna Jehovha achikumbira kuti Zvapupu zvimushanyire.
1.213485
Abo abakkiririza mu Yesu era ne bakola bye yayigiriza banaafuna mpeera ki?
Vaya vanotenda muna Jesu vachawanei?
1.213142
Bw'atyo yayoleka omwoyo ng'ogwa Sitaani eyakema Yesu.
Akaratidza mafungiro akafanana neaSatani, uyo akaedza Jesu.
1.212972
60 Era naye nze ndijjukira endagaano gye nnalagaana naawe mu nnaku ez'obuto bwo, era ndinyweza eri ggwe endagaano eteriggwaawo.
60 Kunyange zvakadaro ndicharangarira sungano yangu yandakaita newe pamazuva ohuduku hwako, ndisimbise sungano isingaperi newe.
1.212956
Lumu mu Agusito 1952, nnafuna essimu okuva mu Toronto.
Mamwe manheru muna August 1952, ndakagamuchira foni yaibva kuToronto.
1.212727
Ngumiikiriza bakkiriza bannange era nfuba okubategeera?
Ndinoratidza mwoyo murefu nekunzwisisa here kuhama nehanzvadzi dzangu?
1.212479
Ow'oluganda oyo era yatunda emmotoka yange ddoola 25.
Hama yekutitora yakatengesawo mota yangu ne$25.
1.212337
14 Kale balikaabirira batya gwe batannakkiriza? era balikkiriza batya gwe batannawulirako? era baliwulira batya awatali abuulira?
14 Zvisinei, vachadana sei pana iye wavasina kutenda maari?+ Uyewo, vachatenda sei maari iye wavasina kunzwa?
1.212326
Ne bababuuza nti, "Buyinza ki oba linnya ly'ani kwe musinzidde okukola kino?"
vachiti, "Makaita izvi nesimba raani kana kuti nezita raani?"
1.212286
Lowooza ku ebyo nabo bye bayinza okukubuuza ebikwata ku ngeri gye watambuzaamu obulamu bwo mu nnaku ez'oluvannyuma.
Fungidzira kuti vangazokubvunzawo chii nezveupenyu hwako mumazuva okupedzisira.
1.211897
Omuweereza wange+ by'alikola alibikozesa magezi.
Mushumiri wangu+ achaita zvinhu nenjere.
1.211885
Niwe muntu Kristo Yesu, 6owaayehaireyo kuba encungurano y'abantu boona; haza ekyo akakihamya omu bunaku bwakyo obuhikire.
Uyo akazvipa sorudzikinuro kuvanhu vose, uchapupu hwakapiwa panguva yakafanira.
1.211742
Ng'ekyokulabirako, tuyinza okugamba nti, "Ka tulabe Omutonzi waffe ky'ayogera ku nsonga eno."
Semuenzaniso, tinogona kuti, "Ngationei kuti Musiki wedu anotii panyaya iyi."
1.211598
Ebimu ku byo byali bigamba nti: "Leero nnayize erinnya lya Katonda.
Pamwe pacho akanyora kuti: "Nhasi ndadzidza zita raMwari.
1.211493
"Kale oba nga mulya, oba nga munywa, oba nga mukola ekigambo kyonna kyonna, mukolenga byonna olw'ekitiibwa kya Katonda."
Naizvozvo, kunyange muchidya kana kunwa, chinhu chipi nechipi chamungaita, itai zvose kuti Mwari agokudzwa.
1.211422
6 Nkujjukira nga ndi ku kitanda kyange,
6 Ndinokuyeukai ndiri pamubhedha wangu;