score
float32 1.04
1.24
| Fulah
stringlengths 10
498
| Shona
stringlengths 9
494
|
|---|---|---|
1.135661
|
ha ha ha I'll be here all week, folks!
|
I'll be here all week Hakuna Matata!
|
1.13565
|
hakkunde leɗɗe diw-diwni,
|
Vaidya Towers, Chinnakada,
|
1.135631
|
Ko mi jiwɗunoo hari cukulli am ɗin no netiɗi.
|
Yaive nekuti musoro wangu wainge uzere nevhudzi pandakanga ndiri mudiki.
|
1.135547
|
45 Ɗuɗɓe nder Yahuudanko'en garduɓe e Maryaama gi'uɓe ko Yeesu waɗi, ɓe kooliimo.
|
45 Naizvozvo vazhinji vevaJudha vakanga vauya kuna Mariya uye vakaona zvaakaita vakatenda maari;+
|
1.135301
|
be contrary to, be diffident, be doubtful, be dubious,
|
Chatonzwa to Yanagida,
|
1.135236
|
4 To o waɗi ma aybe nde joweeɗiɗi nder nyalde, o ɗon wara haa maaɗa boo nde joweeɗiɗi man fuu, o wi'a: Mi tuubi, a yaafo mo."
|
17:4 Uye kana iye ndakutadzirai kanomwe pazuva, uye kanomwe pazuva adzora kwamuri, vachiti, 'Ndine hurombo,'Ipapo kuikanganwira. "
|
1.135213
|
be contrary to, be diffident, be doubtful, be dubious,
|
Norowareta Kurenai no Yakata
|
1.135053
|
Dabbaaji maaɗa
|
mhuka dzacho its animals
|
1.134892
|
20 Ciftore ɗu'um: Koomoy lorni marɗo hakke diga laabi kalluɗi, hisni yoŋki marɗo hakke oo, suddan hakkeeji ɗuuɗɗi.
|
20 ngaazive kuti unodzora mutadzi panzira yokutsauka kwake, uchaponesa mweya parufu nokufukidza zvivi zvizhinji.
|
1.134874
|
i dun wan to be alone...
|
mundik-mbuke, handidi kusara ndega...
|
1.134858
|
Onon on waawataa hewtoyde ka min mi yahata ton."
|
Kwandinoenda, imi hamungauyiko."
|
1.134846
|
There be spoilers afoot, ye be warned.
|
Zvinoyerera uye uchatamisa rakapedzwa nemikombe kuti muunganidzwa;
|
1.134798
|
11 Ɓurɗo teddude hakkunde mooɗon laatoo golloowo mooɗon.
|
11 Asi mukuru pakati penyu uchava muranda wenyu.
|
1.13478
|
Sujidan Allah!" 10 Fahin, o wi'i yam: "Taa maɓɓu bolle annabaaku nder deftere nde'e, ngam wakkatiire nde kuuje ɗe'e laatoto, ɓadake yottaago.
|
Namata Mwari."+ 10 Yakandiudzawo kuti: "Usavanza mashoko euprofita ari mugwaro iri, nekuti nguva yakasarudzwa yava pedyo.
|
1.134722
|
13 Tuma on Ruuhu Wonduɗo e Goonga ari, o ardoyto on e kala goonga, ko fii konguɗi makko ɗin wonaa e makko iwroyta, kono o yewtoyay kala ko o nani, o yewta on kadi fii piiji aroyayɗi.
|
JOHANE 16:13 Asi kana asvika, Iye Mweya wazvokwadi, uchakutungamirirai muzvokwadi yose; nokuti haangataure zvake, asi zvaakanzwa, ndizvo zvaachataura, uye uchakuparidzirai zvinouya.
|
1.134385
|
Taƴotoodo, nawluɗo, pottintooɗo gendum.
|
Ane simba Muponisi,
|
1.134338
|
39 Ɓe toontii mo, ɓe mbi'i: - Ibraahim woni baaba amin.
|
33 Ivo vakamupindura vachiti, "Isu tiri zvizvarwa zvaAbhurahama uye hatina kumbova varanda
|
1.134335
|
24 "Ammaa bone laatanto on, onon riskuɓe, ngam on keɓi hayru mooɗon.
|
24 "Asi mune nhamo imi vapfumi, nokuti makatowana kunyaradzwa kwenyu kare.
|
1.134106
|
Ɓe naŋgi keni duniyaaru nayi fuu ngam taa ɗi mbifa haa lesdi malla haa ndiyam koo haa leɗɗe boo.
|
Rev 7 _ Shona _ STEP _ Shure kwaizvozvo ndakavona vatumwa vana, vamire kumativi mana enyika, vakabata mhepo ina dzenyika, kuti mhepo irege kurira panyika, kana pagungwa, kana pamiti yose.
|
1.134035
|
33 Bana non haa mooɗon boo, mo accaay ko mari fuu, waawataa laataago pukaraajo am."
|
33 Saizvozvo vo, aninani kwamuri usingasiyi zvose zaanazvo, haangavi mudzidzi wangu.
|
1.133744
|
Fontaa kadi juuɗe ɓe du'ano maa.
|
Kupfuura zvose, hazvizokuvadza maoko.
|
1.133602
|
O Allah mawɗo, baawɗo, kulniiɗo.
|
Mwari ndiye mukuru, munamatei.
|
1.133581
|
19 To ɓandu fuu laatake terde woore tan, nden kam naa ɗum ɓandu.
|
19 Kana dai yose waiva mutezo mumwe, ko, muviri waizovepiko?
|
1.133544
|
43 Sabu ɓe ɓurii yiɗgo teddungal yimɓe dow e ngal Allah.
|
43 nokuti vaida kukudzwa nevanhu kupfuura kukudzwa naMwari.+
|
1.133422
|
be contrary to, be diffident, be doubtful, be dubious,
|
Inhema kana kuti inotsausa;
|
1.133316
|
ɓe nana, tawa ɓe paamataa."*
|
kunyange vachinzwa, varege kunzwisisa.'
|
1.133263
|
25 Sakiraaɓe, miɗen ŋaaroo on du'aare.
|
25 Hama, tinyengeterereiwo.
|
1.133086
|
Ɗu'um naa' kanjum Ibraahim waɗi.
|
Pasina mubvunzo, Akadaro Benrahma haanyari kuve muMuslim.
|
1.133018
|
2 Yeesu e tokkuɓemo maa kumpitaama humto teegal ngal.
|
2 Jesu nevadzidzi vake vakakokwawo kumabiko acho emuchato.
|
1.133003
|
Is sappo e ɗiɗi a word in English too?
|
Is mwaka yepanyika a word in English too?
|
1.132973
|
2 Sabo onon e ko'e mon, oɗon anndi nyannde gartol Joomiraaɗo ndeen wardan hono no gujjo wardata ley jemma noon.
|
Nokuti munoziva pachako kuti zuva raShe richauya sembavha usiku.
|
1.132973
|
1 Yeesu wi'iɓe, "To' on ngannu nder ɓerɗe mooɗon, koolee Allah, kooleeyam.
|
1 Moyo yenyu irege kutambudzika; imwi munotenda kunaMwari, mutendevo kwandiri.
|
1.132779
|
23 Gam majjum saareeji makko wi'i: "O mawnii, ƴamee mo!"
|
23 Ndokusaka vabereki vake vakati, "Akura mubvunzei iye."
|
1.132771
|
Noy en anndiri malaa'ika'en foti wallugo yimɓe?
|
3 Hamuzivi here kuti tichatonga ngirozi?+ Saka munoregererei kutonga nyaya dzoupenyu huno?
|
1.132765
|
13 Ɓe ngartaayi ɓiɓɓe Allah ngam ɓe ndanyaama no ɗum danyirta yimɓe, koo ngam yimɓe ngiɗi non waɗa.
|
Avo vakazvarwa kwete neropa, kana nechido chenyama, kana nechido chemurume, asi naMwari .
|
1.132701
|
18 Mi ɗon yetta Allah ngam mi ɓuri on fuu wolwugo bee ɗemɗe ɗe anndaaka.
|
18 Ndinovonga Mwari kuti ndinotaura nendimi zhinji kupfuura imi mose.
|
1.132588
|
Allah iini garanɗum belɗum ngam yimɓe.
|
Mwari nekuremekedzwa kwevanhu ."
|
1.132546
|
Sawtu go jaabi: "Min woni Yeesu." - Kuuɗe Nelaaɓe 9:3-5.
|
Inzwi racho rakapindura kuti: "Ndini Jesu." - Mabasa 9:3-5.
|
1.132509
|
Ko waɗi yaake Pol yotti haa Roma, e ɗume o waɗi haa ton?
|
Chii chakaitika kuti Pauro azopedzisira ava muRoma, uye akaitei paaiva ikoko?
|
1.13246
|
28 Onon ngoni heddodiiɓe e am ley torraaji am.
|
28 Imi ndimi vaya vakamira neni pamiedzo yangu.
|
1.132379
|
21 Linye kuuje fuu, njogite ko wooɗi.
|
21 idzai zvinhu zvose; mubatisise zvakanaka;
|
1.13228
|
32 Yeesu oo, Allah ummitini mo diga maayde, min fuu min ɗon ceedo haala ka.
|
32 Uyu Mwari akamutswa naMwari, uye isu tose tiri zvapupu.
|
1.13226
|
woodi woodi 9€
|
Pose d'une chaine 9€
|
1.132057
|
15 "To on ngiɗiyam, on ngaɗay ko mbiimi ngaɗon.
|
15 "Kana muchindida, chengetai mirairo yangu.
|
1.131949
|
21 Ammaa koo moye gaɗoowo goonga e natta jayngol, ngam ɗum yi'a e njayri e mo waɗa ko Allah yiɗi."
|
JOHANE 3:21 Asi unoita zvokwadi, unovuya pachiedza, kuti mabasa ake avonekwe, kuti akaitwa munaMwari
|
1.131734
|
Yangada ji hiitee burdii duudugo ha baabal be tinndiinii.
|
Jahena ikuwakwanira adzailowa.
|
1.131697
|
43 Ngam ɗume on paamaayi ko mbiimi?
|
43 Nei musingazivi zvandiri kutaura?
|
1.131626
|
13Ɓe ngartaayi ɓiɓɓe Allah ngam ɓe ndanyaama no ɗum danyirta yimɓe, koo ngam yimɓe ngiɗi non waɗa.
|
Avo vakazvarwa kwete neropa, kana nechido chenyama, kana nechido chemurume, asi naMwari .
|
1.131624
|
37 Den, o wi'i aahiiɓe makko: "Ko ruggetee e ɗuuɗi, amma ruggooɓe ɗuuɗaa.
|
37 Zvino akati kuvadzidzi vake, zvirokwazvo kucheka kukuru asi vabati vashoma.
|
1.131593
|
15 Hande nun an bo, aa woodi tokkuɓe ekkitinol Nikolayiiɓe.
|
15 Saizvozvowo, una vamwe vanobatirira kudzidziso yavaNikoraiti.
|
1.13152
|
- Gotta be a ladies' man
|
Must Be A Woman's Handiwork
|
1.131463
|
38 Nden ɓe laatoto yimɓe am, min boo mi laatoto Allah maɓɓe.
|
38 Ivo vachava vanhu vangu, neni ndichava Mwari wavo.
|
1.131413
|
too fat meh? nol ah...
|
Too much Govinda here!
|
1.131398
|
Ɓe nandan bee malaa'ika'en, ɓe laatoto ɓiɓɓe Allah ngam ɓe ummiti diga maayde.
|
36 Chokwadi havazofi+ nokuti vanenge vakaita sengirozi, uye ivo vana vaMwari nokuva vana vorumuko.+
|
1.131343
|
mo anndaa huunde waawaa jakkoyaade,
|
kana a ḓivha uri vhutshilo ndi mini,
|
1.131266
|
6 Min mi aawi, Apollos yarni ko fuɗi, ammaa Allah mawnini ɗum.
|
3:6 I akadyara, Apollo akadiridza, asi Mwari akapa kukura.
|
1.131144
|
6 Min mi aawi, Apollos yarni ko fuɗi, ammaa Allah mawnini ɗum.
|
6 Ini ndakasima, Aporo akadiridza, asi Mwari ndiye akameresa.
|
1.131007
|
To matsaliji ɗuɗɗi eɗum yofa hendu wiigo ɗum nafata.
|
Muzviitiko zvakawanda, okisijeni inosunungurwa sechigadzirwa chemarara.
|
1.130993
|
be contrary to, be diffident, be doubtful, be dubious,
|
Chinouya to Mutombodzi, no run,
|
1.130907
|
31 Ɗuuɗɓe nder yimɓe nuɗɗini mo, mbi'i: "To Almasiihu wari, o waɗan kaayeefiiji ko ɓuri gorko oo na?"
|
31 Asi vazhinji vechaunga vakatenda kwaari, vakati: Kana Kristu achizosvika, ungaita zvishamiso zvizhinji kunezvizvi zvakaitwa nouyu here.
|
1.130856
|
41 Woɓɓe mbi'i: - Kanko woni Almasiihu.
|
41 Vamwe vakati, "Ndiye Kristu."
|
1.130698
|
be contrary to, be diffident, be doubtful, be dubious,
|
mukari to kuduregundi
|
1.130691
|
Ko lesdi ghana lesdi makko.
|
Nyika ake ari Ghana.
|
1.130681
|
15 Nden mboodi tuuti ndiyam bana maayo, ngam haa ɗam tokko debbo, ɗam ilna mo.
|
ZVAKAZARURWA 12:15 Ipapo nyoka yakaburitsa mvura mumuromo mayo, yakaita sorwizi shure kwomukadzi, kuti akukurwe norwizi.
|
1.130667
|
Elisa waɗi juuɗe muuɗum dow juuɗe laamiiɗo.
|
Erisha akaisa maoko ake pamusoro pamaoko ake.
|
1.130641
|
I, too, wanna be happy.
|
Ndinodawo Kufara.
|
1.130627
|
Ɓe naŋgi keni duniyaaru nayi fuu ngam taa ɗi mbifa haa lesdi malla haa ndiyam koo haa leɗɗe boo.
|
Rev 7: 1 Shure kwaizvozvi, ndakaona vatumwa vana vamire pamakona mana, vakabata mhepo ina dzenyika kuti mhepo irege kurira panyika, kana pagungwa kana pamuti umwe neumwe.
|
1.130607
|
be contrary to, be diffident, be doubtful, be dubious,
|
Raisa Humaira Nandyane,
|
1.130512
|
Ammaa terɗe ɓandu ɗe ndaareten bana tampuɗe, kanje ɗe ɓuran nafugo.
|
Asi kutoti mitezo yomuviri inenge isina simba, ndiyo inodikanwa, uye mitezo yatinofunga kuti haikudzwi ndiyo yatinokudza kwazvo, asi mitezo yakanaka haidi kushongedzwa.
|
1.130332
|
7 To on njokkootirii e am nden boliiɗe am e njokkootiri e mooɗon, toree koo ɗume ɗum ngiɗɗon, ɗum hokkay'onɗum.
|
7 Kana muchigara mandiri uye mashoko angu achigara mamuri, kumbirai zvose zvamunoda, uye muchazvipiwa.
|
1.130288
|
Ammaa on ɗon mbi'a: Min ɗon ngi'a.
|
Asi zvino munoti, 'Tinoona.'
|
1.130286
|
31 Ammaa fuu e non ɗuɗɓe nder hawrutuɓe ɓen kooliimo mbi'i, "To Almasiihu warii, o waɗay ko hayɗini ɓurɗum ɗum neɗɗo o'o waɗi?"
|
31 Asi vazhinji vechaunga vakatenda kwaari, vakati: Kana Kristu achizosvika, ungaita zvishamiso zvizhinji kunezvizvi zvakaitwa nouyu here.
|
1.130203
|
37 Emi anndi on lenyol Ibraahim, ammaa eɗon ndaara wargo, sabu haala am nattaay nder ɓerɗe mooɗon.
|
37 Ndinoziva kuti muri zvizvarwa zvaAbhurahamu; asi munotsvaka kundivuraya, nokuti shoko rangu harina nzvimbo mamuri.
|
1.130197
|
uutoraeuth uuu fuuua them to be appatcntiy
|
Vhagwadameli vha ngoho vha ramba vhaṅwe uri vha ṱanganele navho
|
1.129895
|
9 Yimɓe fuu ngi'i o ɗon yaha, o ɗon yetta Allah.
|
9 Vanhu vose vakamuvona achifamba, achirumbidza Mwari.
|
1.129859
|
18 Mi ɗon yetta Allah ngam mi ɓuri on fuu wolwugo bee ɗemɗe ɗe anndaaka.
|
18 Ndinoonga Mwari kuti, ndinotaura nendimi zhinji kupfuura zvamunoita imi mose.+
|
1.129804
|
heuuuu ta pas parler de photo ?
|
Sai usare Photoshop?
|
1.129755
|
heuuuu ta pas parler de photo ?
|
Sai usare photoshop?
|
1.129755
|
heuuuu ta pas parler de photo ?
|
sai usare photoshop?
|
1.1297
|
44 Noye mbaawroton goonɗingo yam, onon hokkindirooɓe teddungal hakkunde mooɗon, ammaa on ngillataako teddungal ivoyngal to Allah go'oto.
|
5:44 Makadii unogona kutenda, iwe vanogamuchira kukudzwa kunobva kune mumwe nomumwe uye asi regai kutsvaka kukudzwa kunobva kuna Mwari oga?
|
1.129622
|
45 Ɗuɗɓe nder Yahuudanko'en garduɓe e Maryaama gi'uɓe ko Yeesu waɗi, ɓe kooliimo.
|
45 Naizvozvo vazhinji vavaJudha vakanga vauya kuzoshanyira Maria, uye vaona zvakanga zvaitwa naJesu, vakatenda kwaari.
|
1.12962
|
15 Ngam maajum ɓe ɗon ndari yeeso leeso laamu Allah, ɓe ɗon kuuwana mo jemma bee naaŋge nder haykaliiru+ maako.
|
15 Ndokusaka vari pamberi+ pechigaro choumambo chaMwari; uye vari kumuitira basa dzvene+ masikati nousiku mutemberi yake; uye Iye agere pachigaro choumambo+ achatambanudza tende+ rake pamusoro pavo.
|
1.129572
|
37 Koo nde Yeesu waɗii ko hayɗini ɗuɗɗum yeeso maɓɓe, fuu e non ɓe koolaakimo.
|
Kunyange zvazvo akaita zviratidzo zvizhinji pamberi pavo asi havana kutenda maari.
|
1.129505
|
Hiɗa hoolii ɗun?"
|
Unotenda here izvi?"
|
1.129464
|
24 Ngam maajum mi ɗon wi'a on: Nyalaade darŋgal, kiita Sodoma ɓuran kiita ma hoyugo piw."
|
24 Naizvozvo ndinoti kwamuri, nyika yeSodhoma ichagona kutsungirira zvikuru paZuva Rokutongwa kupfuura imi."+
|
1.129443
|
21 Lenyi fu yowan hoolaare mum dow makko."
|
21 Marudzi ose achaisa tariro yawo muzita rake."
|
1.129359
|
Allah ɗon nana do'aaje fuu na?
|
Mwari Anozwa Mukumbiro Jese Here?
|
1.129301
|
11 Walaa marɗo hakkiilo, ɗaɓɓitanɗo Allah.
|
11 hapana ane njere, hapana anotsvaka Mwari.+
|
1.129134
|
22 Gaɗa o umminaama daga mayde, sey tokkuɓemo ciftori ka'a haala ka o wi'uno, nden ɓe njaɓi ko aayaaje mbi'i e ko Yeesu wi'i.
|
22 Naizvozvo wakati amuka kuvakafa, vadzidzi vake vakarangarira kuti wakange areva izvi kwavari; vakatenda Rugwaro uye neshoko (logos) zvakataurwa naJesu.
|
1.12911
|
Walaa mo ngoŋgata malla ɗaanoto.
|
Hapana ari kutsimwaira kana kurara.
|
1.129106
|
15Ton ɓe njooɗi naaki Hirudus maayi.
|
15 Akagara ikoko kusvikira Herodhi afa.
|
1.129015
|
11 Kaa malaa'ika'en ɓee e ɓurde ɓe semmbe e baawɗe fuu mbonkataako ɓe faa kiitoo ɓe yeeso Joomiraaɗo.
|
11. asi kunyange vatumwa, kunyange zvazvo vakasimba kwazvo uye vane simba guru, havauyi pamberi paIshe vachituka nokupomera mhosva zvakadai kuzvisikwa izvi.
|
1.128919
|
3 Yimɓe ngaɗanay'on non ngam ɓe andaa Nyaako Mo Dow, ɓe andaayam.
|
Vachaita zvinhu zvakadai nokuti havana kuziva Baba kana ini.
|
1.12876
|
1 Faamu ɗum ɗo: ley balɗe cakitotooɗe wakkatiiji tiiɗuɗi ngaɗan.
|
1 Zvino uzive chinhu ichi, kuti namazuva okupedzisira nguva dzokutambudzika dzichasvika.
|
1.128692
|
There'll be some weet een aw'll be beawnd;
|
Nekachigubhu kanokwana yekunwa,
|
1.128571
|
32Ɓe woni e wi'indirgol: "Hinaa ɓerɗe men ɗen no amaynoo weltaare fewndo ko o yewtata en ka laawol, o sifanoo en ko windii kon ka defte?"
|
32 Zvino vakati kune mumwe nomumwe: "Mwoyo yedu yanga isingatsvi here zvaanga achitaura nesu mumugwagwa, zvaanga achitivhurira kwazvo Magwaro?"
|
1.128335
|
Ngam min woni Allah, walaa goɗɗo feere sam.
|
Nokuti ndiri Mwari, uye hakuna mumwe.
|
1.128257
|
Ko fii e nder warrugol non woɓɓe wernii malaa'ikaaɓe, hara ɓe andaa.
|
Musakanganwa kuitira vaeni rudo, nokuti vamwe mukuita izvi vakashumira vatumwa vasingazvizivi.
|
1.128165
|
2 Yimɓe ɗuuɗɓe tokki mo, o yamɗitini nyawɓe maɓɓe.
|
2 chaunga chikamutevera, akavaporesapo.
|
1.128135
|
22 Gaɗa o umminaama daga mayde, sey tokkuɓemo ciftori ka'a haala ka o wi'uno, nden ɓe njaɓi ko aayaaje mbi'i e ko Yeesu wi'i.
|
22 Zvino wakati amutswa kuvakafa, vadzidzi vake vakarangarira, kuti wakanga areva izvozvi kwavari; vakatenda magwaro neshoko rakanga rarebwa naJesu.
|
Subsets and Splits
No community queries yet
The top public SQL queries from the community will appear here once available.