score
float32 1.04
1.25
| Ganda
stringlengths 10
500
| Shona
stringlengths 9
500
|
|---|---|---|
1.249518
|
Abayudaaya n'abakyufu, 11 Abakuleete n'Abawalabu, tuwulira bano nga boogera mu nnimi zaffe eby'ekitalo ebya Katonda.
|
navakatendeukira kuchiJudha); vaKirete navaArabhu, tinovanzwa vachitaura zvishamiso zvaMwari
|
1.249235
|
kubanga ndabye byonna Labbaani by'akukolera.
|
Nokuti ndaona zvose Rabhani zvaaita kwauri.
|
1.248813
|
Kitange eyazimpa ye mukulu okusinga bonna, so tewali ayinza okuzisikula mu mukono gwa Kitange."
|
Baba vangu, ivo vakaapa kwandiri, vakuru kuna vose; hakuna munhu angaabvuta muruoko rwaBaba vangu."
|
1.247924
|
Omuntu talina buyinza kuluŋŋamya bigere bye."
|
"Munhu anofamba haakwanisi kudzora nhanho dzake."
|
1.247009
|
Mu lwazi luno mwe tunaabaggira amazzi?"
|
Tikubudisirei mvura inobva paibwe iri here?"
|
1.246431
|
Naye Sitaani n'ensi ye bagezaako okutuleetera okulekera awo okwagala Katonda.
|
Zvisinei, Satani nenyika yake vari kuedza kuparadza kuda kwatinoita Mwari.
|
1.2462
|
Ebigambo 'okulekayo obutali butuukirivu' birina kakwate ki n'ebintu ebyaliwo mu kiseera kya Musa?
|
Mashoko okuti kuramba "zvinhu zvisina kururama" anoenderana sei nezvakaitika mumazuva aMosesi?
|
1.24612
|
21Manya tihakabahoga burangi obu omuntu areeteekateekyeire, kureka abantu bakaba bagamba ebirugire ahari Ruhanga, nibabigambisibwa Mutima Orikwera.
|
Nokuti hakuna chiprofita chakatongouya nokuda kwomunhu, asi vanhu vakataura zvaibva kuna Mwari vachisundwa noMweya Mutsvene.
|
1.245728
|
Essanyu ery'emirembe n'emirembe liriba nga ngule ku mitwe gyabwe.
|
Uye mufaro usingaperi uchava pamisoro yavo.
|
1.245533
|
Naye mukama wange mugezigezi nga malayika wa Katonda amanyi byonna ebifa ku nsi."
|
Ishe wangu ano uchenjeri sohwomutumwa waMwari, anoziva zvose zvinoitika panyika."
|
1.24546
|
21Manya tihakabahoga burangi obu omuntu areeteekateekyeire, kureka abantu bakaba bagamba ebirugire ahari Ruhanga, nibabigambisibwa Mutima Orikwera.
|
Nekuti hakuna chiporofita chakatangwa nechido chemunhu, asi vanhu vakataura kubva kuna Mwari, vachitungamirirwa neMweya Mutsvene
|
1.244638
|
Tewali n'omu ku nsi alinga ye.
|
Hapana akafanana naye panyika.
|
1.244612
|
Nze sikusingira abaana ekkumi?"
|
Ko ini handikupfuuriri vanakomana vane gumi here?"
|
1.244332
|
Lwaki Yesu yagamba nti: "Muliba bajulirwa bange," so si ba Yakuwa?
|
Nei Jesu akati "muchava zvapupu zvangu," kwete zvaJehovha?
|
1.244233
|
Ngafumiitirizaako okuzibya obudde." - Zab.
|
Ndinoufungisisa zuva rose." - Pis.
|
1.243126
|
Lwaki abantu abamu balaba omukono gwa Katonda mu bulamu bwabwe ate abalala ne batagulaba?
|
Nei vamwe vanhu vachiona ruoko rwaMwari muupenyu hwavo asi vamwe vasingarwuoni?
|
1.243045
|
"Nange bwe ndiwanikibwa ku nsi ndiwalulira gye ndi bonna.
|
asi ini, kana ndasimudzwa kubva panyika, ndichakwevera vanhu vose kwandiri
|
1.242441
|
26 Ewe! ka kurhàli kukwânîne Kristu ababale ntyo lyo aja omu irenge lyâge?"
|
Ko, Kristu akanga asingafaniri kutambudzika pazvinhu izvi agozopinda mukubwinya kwake here?"
|
1.242417
|
Era okuva kaakano mumulabye era mumutegedde."
|
Kubvira zvino, munovaziva uye makavaona."
|
1.242318
|
Ataliwuliriza nnabbi oyo abantu balimuzikiririza ddala.'
|
Uye zvichaitika kuti mweya wose usingateereri muporofita iyeye uchaparadzwa kubva pavanhu."
|
1.242303
|
23 Ani mu mmwe aliwulira kino?
|
23 Ndiani pakati penyu achanzwa izvi?
|
1.241874
|
26 Ewe! ka kurhàli kukwânîne Kristu ababale ntyo lyo aja omu irenge lyâge?"
|
Zvakanga zvisina kukodzera here kuti Kristu atambure zvinhu izvi uye kuti apinde mukubwinya kwake?"
|
1.241803
|
Abantu ne bagamba: 'Ono ye Katonda waffe eyatukulembera okuva e Misiri!'
|
Vanhu vanoti: 'Uyu ndiye Mwari wedu, akatibudisa muEgipita!'
|
1.241183
|
26 Ewe! ka kurhàli kukwânîne Kristu ababale ntyo lyo aja omu irenge lyâge?"
|
Ko Kristu wakange asingafaniri kutambudzika ne zvinhu izvi, ndokupinda pakubwinya kwake here?
|
1.240542
|
Kale lwaki mbafiirwa mwembi ku lunaku olumu?"
|
Nei ndichifanira kushayikirwawo nemi muri vaviri pazuva rimwe?"
|
1.240484
|
N'oli eyantuma ali nange; Kitange tandekanga nzekka; kubanga nkola bulijjo by'asiima. (Yokaana 8:28-29).
|
Zvino iye wakandituma aneni; Baba havana kundisiya ndega, nokuti ini ndinoita nguva dzese zvinovafadza.
|
1.240404
|
Mu butuufu yagamba nti: "Kitange ansinga obuyinza."
|
Akatoti: "Baba vakuru kwandiri."
|
1.240285
|
ABANTU bangi balowooza nti Katonda tafaayo ku ebyo bye bakola.
|
VANHU vakawanda vanofunga kuti Mwari haana basa nezvavanoita.
|
1.23998
|
"Njogedde nti, muli bakatonda, era mwenna muli baana b'oyo Ali Waggulu Ennyo."
|
Ndakati, "Muri vamwari, Mose muri vanakomana voWokumusorosoro.
|
1.239745
|
Katonda mwennyini aluyita olunaku olw okukola .
|
Mwari pachake unoritumidza zuva rokushanda.
|
1.239639
|
Yusufu omwaaa wange akyali mulamu: ndigenda okumulaba nga sinnafa.
|
Josefa, mwanakomana wangu achiri mupenyu; ndichaenda ndimuone ndisati ndafa. "
|
1.239566
|
Muwulire mmwe mmwenna abali mu bitundu by'ensi eby'ewala!
|
Teererai, imi mese munobva kunzvimbo dziri kure dzenyika!
|
1.239518
|
Nnamugamba nti Katonda ayagala tubuulire amawulire amalungi ag'Obwakabaka bwa Katonda.
|
Ndakavatsanangurira kuti Mwari anoda kuti tiparidze mashoko akanaka eUmambo hwake.
|
1.239506
|
Era yagattako nti: "Nkola bulijjo by'asiima."
|
Akawedzera kuti: "Ndinogara ndichiita zvinhu zvinomufadza."
|
1.239141
|
8 Yokaana si ye yali Omusana, wabula ye yatumibwa ategeeze eby'Omusana.
|
Wa kanga a siri -mwenje, asi kuti a pfakazire mwenje.
|
1.239131
|
9 (Nambere hali musana nuho hasangwa ebirungi byona, ebihikire kandi eby'amazima.) 10Mwekambire kumanya MUKAMA ebi arukugonza.
|
Garai savana vechiedza 9 (nokuti chibereko chechiedza chino kunaka kwose, kururama nechokwadi) 10 uye muzive zvinofadza Ishe.
|
1.238982
|
Atayagala, aba tamanyi Katonda, anti Katonda kwe kwagala.
|
Ani naani asingadi haazivi Mwari, nokuti Mwari rudo.
|
1.238635
|
Bagamba nti 'Mirembe!' ng'ate tewali mirembe (14)
|
Vanoti, 'Rugare, rugare,' ipo pasina rugare.
|
1.238196
|
era tewaliba n'omu aliwulira eddoboozi lye mu nguudo.
|
Uye hakuna munhu anozonzwa izwi rake murnigwagwa.
|
1.238041
|
Baatutwala mu nkomyo tulindirire olunaku lwe tulitirimbulwa.
|
Tirindire uyo musi tizonatsa kuenda iyo,
|
1.237362
|
okuggyako nze tewali Mulokozi.
|
Uye hakuna mumwe muponesi kunze kwangu.
|
1.23703
|
Oluvannyuma lw'ekiseera, ye ne mwannyina baafuuka Bajulirwa ba Yakuwa.
|
Nekufamba kwenguva iye nehanzvadzi yake vakazova Zvapupu.
|
1.237009
|
Abasajja abo baagobanga abakazi be baawasa mu buvubuka bwabwe oboolyawo ne bawasa abakazi abato oba abaali batasinza Yakuwa.
|
Varume ivavo vairamba madzimai avo, zvimwe kuti varoore vakadzi vechidiki kana kuti vakadzi vaisashumira Jehovha.
|
1.236896
|
Nga ndi ne bazadde bange mu 2003
|
Ndiine vabereki vangu muna 2003
|
1.236873
|
Nnamugamba nti, "Katie, nja kukola kyonna kye nsobola okumuyigiriza.
|
Ndakapindura kuti: "Katie, ndichaedza nepandinogona napo.
|
1.236601
|
era mu mukono gwo ogwa ddyo nga mwe muli ebisanyusa emirembe gyonna.
|
Kuruoko rwake rworudyi panezvinofadza nokusingaperi.
|
1.236597
|
Yingira sanyukira wamu ne mukama wo.'
|
Pinda mumufaro watenzi wako!'
|
1.236501
|
26Ewe! ka kurhàli kukwânîne Kristu ababale ntyo lyo aja omu irenge lyâge?"
|
Abzicaifanerepi kani kuti Kristu atambujike ngo bzese kudaro, kuti anghwine mu goja?"
|
1.236293
|
Atayagala tategeera Katonda; kubanga Katonda kwagala.
|
Usiŋgaɗi, haaziʋi Mŋari, nokuti Mŋari ruɗo.
|
1.236248
|
8Yokaana si ye yali Omusana, wabula ye yatumibwa ategeeze eby'Omusana.
|
Wa kanga a siri -mwenje, asi kuti a pfakazire mwenje.
|
1.23621
|
Lwaki Tuwa Oyo Alina Buli Kimu?
|
Nei Tichipa Iye Ane Zvese?
|
1.235841
|
Saakuweereza lwa Laakeeri?
|
Handina kukushandirai nokuda kwaRakeri here?
|
1.235312
|
Tetusasulwa kubuulira, kuyigiriza, oba okuzimba ebizimbe mwe tusinziza.
|
Hatibhadharwe kuti tinoparidzira vanhu, tidzidzise muungano kana kuti patinobatsira pakuvaka nzvimbo dzokunamatira.
|
1.235244
|
Mu kiseera kino, twakayigiriza Abacayina 112 Bayibuli!
|
Kusvika pari zvino tadzidza Bhaibheri nevanhu 112 vechiChinese!
|
1.235036
|
Nzija kugenda mulabe nga sinnafa."
|
Ndichaenda kundomuona ndisati ndafa. "
|
1.234046
|
Ebyo mbibabuuulidde nga nkyali nammwe.
|
"Zvose izvi ndazvitaura ndichinemi.
|
1.233594
|
musapu obasapula ne kine kyobasapwila'o?
|
pamashoko azvinoparidza uye chinoita kuti zviparidze?
|
1.233585
|
Alina essanyu omuntu akola bw'atyo."
|
Anofara munhuwo zvake anoita izvi."
|
1.233555
|
Batabani be ababiri nabo baali baweereza ku weema eyo.
|
Vanakomana vake vaviri vaishandawo ipapo.
|
1.233146
|
38 Weena orikuunyikiriza, emigyera y'amaizi g'amagara eryahimintika neeruga omunda ye, nk'oku Ebyahandiikirwe birikugira.
|
38 Unotenda kwandiri, rugwaro sezvarwakareva, nzizi dzemvura mhenyu dzichayerera dzichibva mukati make.
|
1.232504
|
Tumanya tutya nti si buli muntu aweebwa omwoyo gwa Katonda nti wa kugenda mu ggulu?
|
Tinoziva sei kuti havasi vose vakapiwa mudzimu waMwari vakasarudzwa kuti vaende kudenga?
|
1.232445
|
nnaamukuumanga, kubanga amanyi erinnya lyange.
|
Ndichamudzivirira nokuti ava kuziva zita rangu."
|
1.232064
|
Opo nee Natan okwa tya kuyo: "Omulumenhu ou oove!"
|
Natani akabva ati: "Imi ndimi munhu wacho!"
|
1.231978
|
Ono anaayitibwanga Mukazi,
|
Uyu achanzi Mukadzi,
|
1.23188
|
era tewali kintu kiggya wansi w'enjuba.
|
Hapana chitsva pasi pezuva.
|
1.231676
|
Na Kornelio igarenge obaganyete, konya osangereirie eamate yaye nabasani baye.
|
"Koneriyasi akanga [akamirira Petro nevaaifamba navo] uye akanga aunganidza hama dzake neshamwari dzapedyo."
|
1.231447
|
Bwanyima yaataaha omuka owaabo, 20kandi ekimbuuro ky'abantu nabwo kyateerana, n'ahabw'ekyo Yesu n'abatendekwa be tibaabaasa na kurya.
|
Ipapo Jesu akapinda mune imwe imba, uyezve vazhinji vakaungana, zvokuti iye navadzidzi vake vakanga vasingagoni kunyange kudya.
|
1.231393
|
10 Ate era lowooza ku maka agamu mu Japan.
|
10 Onawo muenzaniso weimwe mhuri yekuJapan.
|
1.230886
|
6Reero omuri ago meezi ataano abantu baryasherura Rufu, kwonka tibarigibona; beetengye okufa, haza Rufu ebahungye.
|
Namazuva iwayo vanhu vachatsvaka rufu, asi havangatongoruwani, vachavinga kufa, asi rufu ruchavatiza.
|
1.230822
|
Lwaki Katonda yeebasa Adamu otulo otungi?
|
Nei Mwari akaita kuti Adhama arare hope huru?
|
1.230769
|
Sso ggwe waleseeyo evviini ennungi okutuusa kati!
|
Asi iwe wachengeta waini yakanaka kusvikira zvino. "
|
1.230769
|
muwulirize Isirayiri kitammwe.
|
Teerera Israeri, baba vako.
|
1.230661
|
mumukaabirire nga bw'akyali okumpi.
|
Danai kwaari achiri pedyo."
|
1.230524
|
Tewaliiwo mateeka malala gasinga ago bukulu."
|
Hakuna mutemo mukuru pana iyoyi."
|
1.229846
|
Kyokka mmwe si bwe mwayigirizibwa ku bya Kristo.
|
mutakuri Maronda Kristu,
|
1.229712
|
Ku kino okwagala kwa Katonda kw'atwagalamu kwe kwalabikira: Katonda yasindika mu nsi Omwana we omu yekka gw'azaala tube balamu mu ye.
|
Mwari akaratidza rudo rwake pakati pedu sezvizvi: Akatuma Mwanakomana wake mumwe woga munyika kuti tive noupenyu kubudikidza naye.
|
1.229579
|
20 Yesu n'abaddamu nti, "Olw'okukkiriza kwammwe okutono.
|
20 Iye akati kwavari: "Nokuda kwokutenda kwenyu kuduku.
|
1.229494
|
Kwikala na Kinenwa kya Leza kilembwe mu muswelo otubwanya kwikivwana?
|
Shoko raMwari rakanyorwa nenzira yatinogona kunzwisisa?
|
1.229386
|
Naye kaakano tebalina kya kwewolereza olw'ekibi kyabwe.
|
Zvino, kunyange zvakadaro, havana pembedzo yechivi chavo.
|
1.228931
|
Temusobola kuba baddu ba Katonda na ba Byabugagga."
|
Haugoni kushandira Mwari uye mari."
|
1.228894
|
"Munaabanga batukuvu." - LEEV.
|
"Munofanira kuva vatsvene." - REVH.
|
1.22868
|
Yabagamba nti: "Temwaweebwa mwoyo gwa buddu oguddamu okuleeta okutya, naye mwaweebwa omwoyo ogw'okubafuula abaana, era olw'omwoyo ogwo twogerera waggulu nti, 'Abba, Kitaffe!'
|
Akavaudza kuti: "Hamuna kugamuchira mudzimu wouranda unokonzera kutya zvakare, asi makagamuchira mudzimu wokugamuchirwa sevanakomana, iwo mudzimu watinoshevedzera nawo, kuti: 'Abha, Baba!'
|
1.228557
|
Temusobola kuba baddu ba Katonda na ba Byabugagga."
|
Haungashandire Mwari uye upfumi "."
|
1.228485
|
Kandi Ogwo, ocaaka emitima y'abantu, amanya ebi Omwoyo ateekateeka, ku atonganira abarikwera, nk'oku Ruhanga akunda.
|
Uye iye anonzvera mwoyo yedu anoziva kufunga kwaMweya, nokuti Mweya anonyengeterera vatsvene maererano nokuda kwaMwari.
|
1.228163
|
Buli gye nnagenda nnabuuzanga ebibuuzo byange.
|
Kwese kwandaienda ndaibvunza mibvunzo yangu.
|
1.227973
|
Yampulirizanga nga nnina kye mmubuulira, yansomeranga Bayibuli, era yasabirangako wamu nange.
|
"Aindipa nzeve pandaitaura, aindiverengera uye ainyengetera neni.
|
1.227904
|
Saakuweereza lwa Laakeeri?
|
Handina kushumira Rakeri iwe?
|
1.227723
|
Olaba "Oyo Atalabika"?
|
Unoona "Uyo Asingaoneki" Here?
|
1.227381
|
Ennyumba yammwe ebalekeddwa nga kifulukwa."
|
Waro muzi wenyu unozosiiwa."
|
1.227316
|
Bazadde bange tebaagenda naye nze nnagenda.
|
Vabereki vangu havana kuenda, asi ini ndakaenda.
|
1.227281
|
Laba bwe kuli okulungi, bwe kusanyusa, Ab'oluganda okutuula awamu nga batabaganye!
|
Zvakanaka sei uye zvinofadza sei kuti hama dzigare pamwe chete dzakabatana!"
|
1.22696
|
Kale obanga Nze banjigganya era nammwe bagenda kubayigganyanga.
|
Kana vakatambudza ini, vachakutambudzai
|
1.226911
|
Ekyo kitegeeza nti yazaalibwa mu Buyonaani?
|
Zvinoreva here kuti vaibva kuGirisi?
|
1.226584
|
Nnandibadde nneetaaga ki?' - 1 Peet.
|
Ndaizoda kuitirwei?' - 1 Pet.
|
1.22653
|
ensi yonna ejjudde ekitiibwa kye."
|
Nyika yose izere nokubwinya kwake!"
|
1.226097
|
Mumulonde paka mu enyumba eya agia okuingiramo.
|
Mumutevere iyeye kuimba yaanosvikopinda,
|
1.226067
|
34 Alina essanyu oyo ampuliriza.
|
34 Anofara munhu anonditeerera
|
1.225943
|
and allah lalalalalalalalalalalala
|
Mwari inzwai,
|
1.225861
|
25N'ahabw'ekyo ebiro byona abaasa kujuna abairirira Ruhanga nibaraba omuriwe, ahabw'okuba obutoosha atuura naabeeshengyerereza.
|
25 Naizvozvo anogona kuponesa zvizere vaya vanouya kuna Mwari kubudikidza naye, nokuti anorarama nokusingaperi achivanyengeterera.
|
1.225765
|
Kwonka nyowe nimbagambira nti: otarirahira n'akakye, nobu ryakuba eiguru ahabw'okuba n'ekitebe kya Ruhanga eky'obugabe" (Mat.
|
Asi ndinokuudzai kuti, Musatongopika: kunyange nedenga nokuti ndiro chigaro chaMwari choumambo;
|
Subsets and Splits
No community queries yet
The top public SQL queries from the community will appear here once available.