score
float32
1.04
1.25
Shona
stringlengths
10
497
Tigrinya
stringlengths
9
499
1.205613
Ichi ndicho chingwa chakaburuka kubva kudenga, chisina kufanana nechingwa chakadya madzibaba, uye vakafa.
"እቲ ኻብ ሰማይ ዝወረደ እንጌራ እዚ እዩ፡ ከምቲ ኣቦታትኩም ዝበልዕዎ ማና እሞ ዝሞቱ ኣይኰነን።
1.205547
Saka ngationei kuti tingadzidzei pakutenda kwaNoa.
ስለዚ፡ ካብ እምነት ኖህ እንታይ ክንመሃር ከም እንኽእል ንርአ።
1.205423
Kubvira kare, vaya vanoda Shoko raMwari vanoziva izvozvo.
እቶም ቃል ኣምላኽ ዚፈትዉ ዘበሉ ነዚ ሓቂ እዚ ሓቂ እዚ ኻብ ዚርድእዎ ነዊሕ ገይሮም እዮም።
1.205415
Ose zvawo makaaita nouchenjeri.+
ንዅሉ ብጥበብ ጌርካዮ።
1.205412
Mwari ane maonero akanaka panyaya yezvikanganiso.
ኣምላኽ ብዛዕባ ጌጋታት ርትዓዊ ኣረኣእያ እዩ ዘለዎ።
1.205279
Ini naamai vangu taifarira kukurukura zvinhu zvandaidzidza.
ኣነን ኣደይን ብዛዕባ እቲ ዝምሃሮ ዝነበርኩ ተሓጒስና ንመያየጥ ነበርና።
1.205124
20 Batsira vamwe kuti vasimbise kutenda kwavo.
20 ንኻልኦት፡ እምነቶም ኬደልድሉ ሓግዞም።
1.205033
Asi Mwari havana kuti nyika ino.
ኣምላኽ ንምድሪ ዘለዎ ዕላማ ኣይተለወጠን።
1.205008
kuchakubatsira sei kuti urambe wakasimba munguva yokutambudzika kukuru?
ኣብቲ ብርቱዕ ጸበባ ንኽትጸንዕ ዚሕግዘካ ብኸመይ እዩ፧
1.204843
MuAfrica moga, mwana mumwe chete anofa nemarariya paminiti yega yega.
ኣብ ኣፍሪቃ ጥራይ፡ ኣብ ነፍሲ ወከፍ ደቒቕ ሓደ ቘልዓ ይመውት።
1.204819
22Naizvozvo muri mukuru, Jehovha Mwari, nokuti hakuna mumwe wakafanana nemi, hakuna mumwe Mwari kunze kwenyu, sezvatakanzwa zvose nenzeve dzedu.
"ዎ እግዚኣብሄር ኣምላኽ፡ ከምቲ ብእዛንና ዝሰማዕናዮ ዂሉስ፡ ከማኻ የልቦን፡ ብጀካኻውን ኣምላኽ የልቦን እሞ፡ ስለዚ ዓብዪ ኢኻ።
1.204782
Kumutswa kwaJesu kwainge kwakasiyana sei nekwevamwe vanhu?
ትንሳኤ የሱስ፡ ቅድሚኡ ኻብ ዝነበረ ኻልእ ትንሳኤታት እተፈልየ ዝዀነ ብኸመይ እዩ፧
1.204709
10 Wana mufaro nokushumira vamwe.
10 ንኻልኦት ብምግልጋል ሓጐስ ርኸብ።
1.204709
Chidzidzo chipi chinokosha chatinogona kuwana pana VaHebheru 11:13?
ካብ እብራውያን 11:13 እንታይ ኣገዳሲ ትምህርቲ ኢና ኽንረክብ እንኽእል፧
1.204568
Nokuti pakanga pane varume vangasvika zviuru zvishanu.Asi iye akati kuvadzidzi vake, "Vagarisei pasi vari mumapoka avanhu vangasvika makumi mashanu paboka rimwe nerimwe."
14ኣስታት ኃሙሽተ ሽሕ ዝኾኑ ሰባት እዮም ዝነበሩ፤ ንሱ ኸዓ ንደቀ መዛሙርቱ በብኃምሳ እናሠራዕኹም ኣቐምጥዎም በሎም።
1.204471
Ndakazowana rusununguko chairwo.
ኣብ መወዳእታኡ ናይ ሓቂ ናጽነት ረኺበ እየ።
1.204362
Rimwe zuva upenyu hwaNoa hwakachinja.
ሓደ መዓልቲ፡ ህይወት ኖህ ንሓዋሩ ተቐየረ።
1.204159
Chokwadi, chokwadi ndinoti kwamuri, Kana mukakumbira Baba chimwe chinhu+ vachakupai muzita rangu.+
ብሓቂ፡ ብሓቂ እብለኩም ኣለኹ፡ ንኣቦ ብስመይ+ ዝለመንኩምዎ ዘበለ+ ኺህበኩም እዩ።
1.20413
Vanhu vasingateereri mutemo vanotaurwa mumufananidzo wegorosi nemasora vachasvimha misodzi uye kugeda-geda mazino avo rini?
እቶም ኣብቲ ብዛዕባ ስርናይን ክርዳድን ዚገልጽ ምሳሌ እተጠቕሱ ጠሓስቲ ሕጊ ዝዀኑ ሰባት፡ ኣስናኖም ዚሕርቅሙ መዓስ እዮም፧ (ማቴ.
1.204092
Mhukawo zvekare mweya.
እንስሳታት እውን ነፍሳት እዮም።
1.203958
Asi haakwanisi kumisa basa rekuparidza mashoko akanaka.
ንስብከት ብስራት መንግስቲ ኣምላኽ ደው ኬብሎ ግና ኣይክእልን እዩ።
1.203829
Kunyange paaiva nemakore 12, Jesu akabvunza mibvunzo ine musoro.
የሱስ ገና ወዲ 12 ዓመት ከሎ፡ ከቢድ ሕቶታት ሓቲቱ እዩ።
1.203717
Zivisa vanhu vangu nezvekupanduka kwavo,+Iyo imba yaJakobho nezvezvivi zvayo.
ንህዝበይ ዕልወቶም፡ንቤት ያእቆብ ድማ ሓጢኣቶም ንገሮም።
1.203642
'Dzoka Usimbise Hama Dzako'
'ተመሊስካ፡ ንኣሕዋትካ ኣበራትዓዮም'
1.203641
7 Ipapo akati kuvadzidzi vake, "Ngatidzokerei kuJudhea."
7 - ድሕርዚ ንደቀ መዛሙርቱ፡ ደጊም ንዑናይ፡ ናብ ምድሪ ይሁዳ ንኺድ፡ በሎም።
1.203583
Vatasvi vapi vana vemabhiza vave vachioneka kubva muna 1914?
እቶም ካብ 1914 ኣትሒዞም ኪጋልቡ ዝጀመሩ ኣርባዕተ ፈረሰኛታት ኣየኖት እዮም፧
1.203547
Ndeipi imwe nzira yatingayeuka nayo Dare Rinotungamirira?
ንኣመሓዳሪ ኣካል ክንዝክረሉ እንኽእል ሓደ መገዲ እንታይ እዩ፧
1.203533
MuMexico munotova nehanzvadzi dzisina kuroorwa dzinopfuura 680 dzinoshanda kunodiwa vaparidzi vakawanda.
ኣብዚ እዋን እዚ፡ ኣብ መክሲኮ ልዕሊ 680 ዝዀና ንጽል ኣሓት ኣብቲ ዝያዳ ዓየይቲ ዜድልዩሉ ቦታታት የገልግላ ኣለዋ።
1.203496
19 Bhaibheri ringacinja upenyu hwenyu.
19 መጽሓፍ ቅዱስ ንህይወትካ ኪቕይሮ ይኽእል እዩ።
1.203425
TINOTANGA kuchema kubva musi watinozvarwa.
ካብታ እተወለድናላ ዕለት ጀሚርና ንበኪ ኢና።
1.203395
Nyaya inotevera ichatibatsira kuona kuti tingashandisa sei zvakanaka chipo ichi chatakapiwa naMwari.
ነዚ ውህበት ኣምላኽ እዚ ብኸመይ ክንጥቀመሉ ኸም እንኽእል ድማ ኣብ እትቕጽል ዓንቀጽ ክንመያየጠሉ ኢና።
1.203215
"Ndingaita Sei Kuti Ndinakidzwe Nokuverenga Bhaibheri?" - Khunguru 2009
"ንባብ መጽሓፍ ቅዱስ ብኸመይ ባህ ዜብል ክገብሮ እኽእል፧" - ሚያዝያ 2009
1.203089
Vaiimba nziyo, vainyengetera uye vaikurukura Magwaro.
ይዝምሩን ይጽልዩን ብቕዱሳት ጽሑፋት ይመያየጡን ነይሮም እዮም።
1.203065
Ndicho akanaka kudzoka kwaShe wedu.
ምምላስ ናብ ጐይታ ምምላስ!
1.20301
Zvimwe vabereki vako vakatanga kukudzidzisa uchiri mucheche.
' ምናልባት ወለድኻ ኻብ ሕጻንነትካ ኣትሒዞም ይምህሩኻ ነይሮም ኪዀኑ ይኽእሉ እዮም።
1.202699
Inzwa Inzwi raJehovha Chero Kwaunenge Uri
ኣብ ዘለኻ ኣሊኻ፡ ድምጺ የሆዋ ስማዕ
1.202652
Satani anoziva kuti asarirwa 'nenguva pfupi.'
) ሰይጣን፡ 'ሓጺር እዋን ከም ዘለዎ' ይፈልጥ እዩ።
1.202625
2:24 (Nokuti imi zita raMwari riri kumhurwa pakati pavaHedheni, sezvakanga zvakanyorwa.)
23- 24ከምቲ ብሰንክኹም ስም እግዚኣብሔር ኣብ ማእኸል ኣሕዛብ ይጽረፍ ኣሎ ተብሂሉ ዝተጽሓፈ ኣታ ብሕጊ እትምካሕ ሕጊ ብምፍራስካ ንእግዚኣብሔር ተቃልሎ ኣለኻ።
1.202609
Nanhasi, maonero anoita Mwari hondo haana kuchinja.
ኣምላኽ ብዛዕባ ውግእ ዝነበሮ ኣረኣእያ ሎሚ እውን እንተዀነ ኣይተቐየረን።
1.202561
August 2014 _ Mwari Ane Hanya Newe Here?
ነሓሰ 2014 _ ኣምላኽ ይግደሰልካ ድዩ፧
1.202471
39 Nekuti chivimbiso ndechenyu, nechevana vako, nevevose vari kure, iye Mwari Mwari wedu waachadana kwaari. "
39እቲ ተስፋ ንኣኻትኩምን ንደቅኹምን ነቶም እግዚኣብሔር ኣምላኽና ንዝጽውዖም ኣብ ርሑቕ ንዘለዉውን እዩሞ በሎም።
1.202319
"Munhu haararami nechingwa chete" (3)
'ሰብ ብእንጌራ ጥራይ ኣይነብርን' (3)
1.202268
10 Asi kukura kwedu hakufaniri kugumira ipapo.
10 ይኹን እምበር፡ ዕቤትና ደው ኪብል የብሉን።
1.202073
8 "Kuchava nokudengenyeka kwenyika kukuru."
8 'ብርቱዕ ምንቅጥቃጥ ምድሪ ኪኸውን እዩ።
1.20206
8 Vimbai naye nguva dzese, haiwa imi vanhu.
8 ኣቱም ህዝቢ፡ ኵሉ ግዜ ብእኡ ተኣመኑ።
1.202015
4 Satani haana chaakasika.
4 ሰይጣን ዋላ ሓንቲ ኣይፈጠረን።
1.201917
Nei uchida kuva nechokwadi chekuti wapinda Chirangaridzo chegore rino?
ኣብ ናይ ሎሚ ዓመት በዓል ዝኽሪ ኽትእከብ ቈሪጽካ ዘለኻ ስለምንታይ ኢኻ፧
1.201754
Vhaswa, Naa No Ḓivhetshela Zwipikwa Tshumeloni Ya Mudzimu?
ኣቱም መንእሰያት፡ ኣብ መንፈሳዊ ሸቶታት ዲኹም እተተኵሩ፧
1.201736
Ndiko kumuka kokutanga.
) እዚ እቲ ቐዳማይ ትንሳኤ እዩ።
1.201708
Tevera kururama, umwari, rutendo, rudo, kutsungirira, unyoro.
ደድኅሪ ጽድቅን መንፈሳውነትን እምነትን ፍቕርን ትዕግሥትን ንእግዚኣብሔር ምምላኽውን ሰዓብ።
1.201667
Soromoni akamuvakira (Mwari) imba.
ቤት ዝሀነጸሉ ግና ሰሎሞን እዩ።
1.201624
Mamiriyoni evanhu munyika yose anopemberera Krisimasi nezvikonzero zvakasiyana siyana.
ኣብ መላእ ዓለም ዚርከቡ ብሚልዮናት ዚቝጸሩ ሰባት፡ በዓል ልደት ዜብዕሉሉ እተፈላለየ ምኽንያታት ኣለዎም።
1.201613
Nanhasi, patinonzwa zvakataurwa naDhavhidhi, tinobva taona kuti aiva nekutenda kwakasimba.
እቲ ዳዊት ዝሃቦ መልሲ፡ ክሳዕ ሎሚ ኸም ዓብዪ መግለጺ እምነት እዩ ዚርአ።
1.201543
Wese asingapesani nesu ari kurutivi rwedu (49, 50)
ዘይጻረረና ዘበለ ምሳና እዩ (49, 50)
1.201491
Izvi handizvo here zvataizotarisira pabhuku rinobva kuna Mwari?
ካብቲ ኣምላኽ ዚህበና መጽሓፍ ከምዚ ደይኰንናን እንጽበ፧
1.201366
Dhavhidhi nevamwe vanonyora nziyo dzokushandisa pakunamata.
ዳዊትን ካልኦት ሰባትን ንኣምልኾ ዚኸውን መዝሙራት ኣዳለዉ።
1.201337
Simbisai Imba Yenyu Nokukurukurirana Zvakanaka
ጽቡቕ ጌርካ ሓሳብ ንሓሳብ ብምልውዋጥ፡ ንሓዳርካ ኣደልድሎ
1.201313
42 Naizvozvo, rambai makarinda nokuti hamuzivi kuti Ishe wenyu ari kuuya zuva ripi.+
42 እምበኣር፡ ጐይታኹም በየነይቲ መዓልቲ ኸም ዚመጽእ ኣይትፈልጡን ኢኹም እሞ፡ ንቕሑ።
1.201241
Achaita izvi saMambo woUmambo hwaMwari.
ነዚ ድማ ከም ንጉስ መንግስቲ ኣምላኽ መጠን እዩ ዚገብሮ።
1.201231
Iyeye ndiye achavakira Zita rangu imba.
ንሱ ንስመይ ቤት ክሰርሕ እዩ።
1.201149
"Chokwadi ndiani muranda akatendeka, akangwara, akagadzwa natenzi wake paveimba yake?" - MAT.
"እቲ ጐይታኡ ምግቦም በብግዜኡ ኺህቦም ኢሉ ኣብ ልዕሊ ኣገልገልቲ ቤቱ ዝሸሞ እሙንን ኣስተውዓልን ባርያ መን ኰን እዩ፧" - ማቴ.
1.20107
Arthur aiudzawo mhuri yake zvaakanga achidzidza.
ኣርተር ነቲ ዚመሃሮ ዝነበረ ንስድራ ቤቱ እውን ይነግሮም ነበረ።
1.200958
Unokwanisa uye une chido chokusimbisa hama dzako here?
እሞኸ ንኣሕዋትካ ኸተበራትዖም ትኽእልን ትደልን ዲኻ፧
1.200869
(Isaya 46:10) Iwe nemhuri yako munogona kuva neramangwana rakanakisisa.
(ኢሳይያስ 46:10) ንስኻን ስድራ ቤትካን ዜደንቕ መጻኢ ኺህልወኩም ይኽእል እዩ።
1.200766
Munyengetero unokosha chaizvo pakunamata kwedu, uye kunamata mumwe munhu kunze kwaMwari hakuwirirani nezvinodzidziswa neBhaibheri.
ጸሎት ኣገዳሲ ኽፍሊ ኣምልኾና እዩ፣ ብጃካ ንኣምላኽ ንኻልእ ዝዀነ ይኹን ኣካል ምምላኽ ከኣ ምስ ትምህርትታት መጽሓፍ ቅዱስ ዚሰማማዕ ኣይኰነን።
1.200717
Funga kuti izvozvo zvairevei kuna Adhamu.
እዚ ንኣዳም እንታይ ማለት ምንባሩ እሞ ሕስብ ኣብሎ።
1.200606
Vemamwe makwai vangaita sei kuti varambe vakaisa pfungwa dzavo pazvinhu zviri kumusoro?
ካልኦት ኣባጊዕ ኣብቲ ኣብ ላዕሊ ዘሎ ኬቕልቡ ዚኽእሉ ብኸመይ እዮም፧
1.200588
18 Pane basa rakakura rinofanira kuitwa rokutsigira Umambo.
18 ንረብሓታት መንግስቲ ኣምላኽ ንምድጋፍ፡ ብዙሕ ዕዮ እዩ ዜድሊ።
1.200459
18 Munguva yake yoKutonga Kwemakore Ane Chiuru, Kristu achavawo baba kune vamwe.
18 ክርስቶስ ኣብ እዋን እቲ ናይ ሽሕ ዓመት ግዝኣቱ፡ ንኻልኦት እውን ኣቦ ኪዀኖም እዩ።
1.200387
Wechitatu, akandibvunza kwandaigara.
ሳልሳይ፡ ኣበይ ከም ዝነብር ሓተተትኒ።
1.200335
Uye akaitira maguta ose evanakomana vaAmoni saizvozvo.
ንዂለን ከተማታት ደቂ ዓሞን ድማ ከማኡ ገበረ።
1.200198
Wakadzidza chokwadi ichocho muChitsauko 3 chebhuku rino.
ነዚ ሓቂ እዚ ኣብ ምዕራፍ 3 እዛ መጽሓፍ እዚኣ ተማሂርካዮ ኢኻ።
1.200029
17 Tinodawo kuva neushingi muungano.
17 ኣብ ጉባኤ እውን ትብዓት ከተርኢ የድልየካ እዩ።
1.199976
Bhaibheri rinoratidza sei kuti tose tiri vanhu vane chivi?
መጽሓፍ ቅዱስ፡ ኵላትና ዘይፍጹማት ምዃንና ዚሕብር ብኸመይ እዩ፧
1.199968
Margaret Walker (hanzvadzi yechipiri kubva kuruboshwe) akandibatsira kuti ndidzidze chokwadi
ማርጋሬት ዎከር (ካብ ጸጋም ካልአይቲ) ሓቂ ምሂራትኒ
1.199941
12 Simba redu nounyanzvi hwedu.
12 ጕልበትናን ክእለትናን።
1.199869
Munyengetero Wemushumiri waMwari 43.
ጸሎት ኣገልጋሊ ኣምላኽ 43.
1.199867
Somuenzaniso, Mukai! yeChirungu yaSeptember 2006 yaiva nemusoro unoti "Is There a Creator?"
ንኣብነት፡ ናይ መስከረም 2006 ሕታም፡ "ፈጣሪ ኣሎ ድዩ፧" ዚብል ኣርእስቲ ነበራ።
1.199741
Inzwaiwo Munyengetero Wangu 42.
ጸሎተይ ስማዕ 42.
1.199699
Mazuva ano vabereki vanogona kudzidza zvakawanda pakutenda kwaMariya.
ሎሚ ዘለዉ ወለዲ ኻብ እምነት ማርያም ብዙሕ ኪመሃሩ ይኽእሉ እዮም።
1.199676
Rambai Muchitanga Kutsvaga Umambo 22.
ቅድም መንግስቲ ኣምላኽ ድለዩ 22.
1.199541
O mwanakomana waJese, tiri kwamuri! runyararo, rugare kwamuri, uye rugare navabatsiri venyu.
ዎው ደቂ ኤረይ ፡ ብኣኹም ሕቡናት ኢና ።
1.19954
JOHANE 2:18 Zvino vaJudha vakapindura, vakati kwaari: Ungatiratidza chiratidzo cheiko, zvaunoita zvinhu izvozvo?
እቶም ኣይሁድ ግና፡ "እዚ እትገብር ካብ ኣለኻስ፡ እንታይ ትእምርቲኸ ኸተርእየና ኢኻ፧" ኢሎም ሓተትዎ።
1.199418
Akandipawo tariro yokuzova noutano hwakanaka munyika itsva.
ኣብ ሓዳስ ዓለም ፍጹም ጥዕና ኸም ዚህልወኒ ዚገልጽ ተስፋ እውን ሂቡኒ እዩ።
1.199354
Jesu akadzidza kuna Baba vake kwemabhiriyoni emakore.
የሱስ ብቢልዮናት ንዚቝጸር ዓመታት ካብ ኣቦኡ ተማሂሩ እዩ።
1.199336
Ndiani anobatsirwa paunonyengeterera vamwe?
ምእንቲ ኻልኦት ክትጽሊ ኸለኻ፡ መን እዩ ዚጥቀም፧
1.199334
Iye zvino ava piyona wenguva dzose.
ሕጂ ስሩዕ ፈላሚ ዀይኑ የገልግል ኣሎ።
1.199236
15 Ichokwadi kuti hapana kumbobvira pava newanano isina matambudziko.
15 ብርግጽ፡ ፍጹም ዚብሃል መውስቦ ተራእዩ ኣይፈልጥን እዩ።
1.199206
Vamwe vanogona kunge vasina kushandisa mashoko aya chaiwo, asi vakatoita mhiko pamberi paMwari.
ካልኦት ከኣ ነዘን ቃላት እዚአን ብምድጋም ዘይተመባጽዑ እኳ እንተ ዀኑ፡ ኣብ ቅድሚ ኣምላኽ ግና ቃል ኪዳን ኣሲሮም እዮም።
1.199189
(Muparidzi 11:6) Usakanda mapfumo pasi!
(መክብብ 11:6) ኣይትተሓለል!
1.199173
Vanenge vari muJudhea ngavatizire kumakomo.
ሽዑ ኣብ ይሁዳ ዘለዉ ናብ ኣኽራን ይህደሙ።
1.19913
17 vakati vachimuvona, vakamunamata; asi vamwe vakasagutsikana.
17ምስ ረአይዎ ኸዓ ሰገዱሉ፤ ገሊኦም ግና ተጠራጠሩ።
1.199086
5 Takanzwisisawo kuti chikamu chokutanga chekutambudzika kukuru hachina kutanga muna 1914.
5 ቀዳማይ ክፋል እቲ ብርቱዕ ጸበባ ብ1914 ከም ዘይጀመረ እውን ተገንዚብና ኢና።
1.199074
Nei tichifanira kuramba tichichinja kunyange tatobhabhatidzwa?
ድሕሪ ጥምቀት ቀጻሊ ለውጢ ኽንገብር ዘሎና ስለምንታይ ኢና፧
1.199043
Zvimwe zvandaivadzidzisa zvaisanganisira zvaiwanzotaurwa naBaba nezvekuda kwaiita Noa mhuri yake, izvo zvaakaratidza nokuteerera Mwari.
እቲ ትምህርቲ ድማ ነቲ ኣቦይ ብተደጋጋሚ ዚጠቕሶ ዝነበረ ብዛዕባ ኖህ ዚገልጽ ሓሳብ ዜጠቓልል እዩ ነይሩ፣ ኖህ ንስድራ ቤቱ ኸም ዜፍቅሮም ዘርኣየ፡ ንኣምላኽ እዙዝ ብምዃን እዩ ነይሩ።
1.198986
Achitaura nezvemaguta iwayo, Jehovha akati: "Ave kwamungapotera."
የሆዋ ብዛዕባ እተን ከተማታት፡ "መዕቈቢ ኪዀናኹም እየን" በለ።
1.198963
Asi Mwari haana divi raanotsigira muhondo mazuva ano.
ኣምላኽ ግና ኣብዚ ሎሚ ዚካየድ ዘሎ ውግኣት ኣይውግንን እዩ።
1.198901
Fungidzira kuti vangazokubvunzawo chii nezveupenyu hwako mumazuva okupedzisira.
ብዛዕባ እቲ ኣብ ዳሕሮት መዓልትታት ዘሕለፍካዮ ህይወት እንታይ ኢሎም ከም ዚሓትቱኻ ሕሰብ።
1.198901
"Munzwi womunyengetero" akavimbisa kuitira vashumiri vake chero chinenge chichidiwa kuti varambe vakatendeka kwaari.
እቲ 'ጸሎት ዚሰምዕ' ኣምላኽና፡ ኣገልገልቱ ንዕኡ እሙናት ምእንቲ ኪዀኑ፡ ዝዀነ ይኹን ሓገዝ ከም ዚገብረሎም ኣተስፍዩ እዩ።
1.198892
Somuenzaniso, tese tinofanira kuva vanhu vanonzwisisa uye vane pfungwa dzakanaka.
ንኣብነት፡ ኵላትና ልዙባትን ለባማትን ክንከውን ኣሎና።