score
float32
1.04
1.25
Shona
stringlengths
10
497
Tigrinya
stringlengths
9
499
1.223099
Inoita kuti tibatane nevatinonamata navo.
ምስ ኣመንቲ ዝዀኑ ብጾትና ሓድነት ይህልወና።
1.223092
Ko vana vangu ndaizovarera sei?" - Janet, United States.
ደቀይከ እንታይ እዮም ኪዀኑ፧" - ጃኔት፡ ሕቡራት መንግስትታት ኣመሪካ።
1.222994
Hapana zvandaiziva nezvaMwari wechokwadi.
ብዛዕባ እቲ ናይ ሓቂ ኣምላኽ ዋላ ሓንቲ ኣይፈልጥን እየ ነይረ።
1.222471
Nei tichifanira kubatsira vamwe kuti vafambire mberi?
ካልኦት ሰባት ዕቤት ንኺገብሩ ኽንሕግዞም ዘሎና ስለምንታይ ኢና፧
1.222462
9 Misangano inoita kuti tibatane nevatinonamata navo.
9 ኣብ ኣኼባታት ምስ ኣመንቲ ዝዀኑ ብጾትና ሓድነት ይህልወና።
1.222434
Asi kana munhu akafamba usiku, anorovera pane chimwe chinhu, nokuti chiedza hachisi maari."
እቲ ብለይቲ ዚኸይድ ግና፡ ብርሃን ስለ ዘይብሉ፡ ይዕንቀፍ እዩ" ኢሉ መለሰሎም።
1.222396
Nei muchifanira kuva nekutenda, mwoyo murefu, uye kugara muchinyengetera?
እሙንን ዕጉስን ጸሎተኛን ክትከውን ዘሎካ ስለምንታይ ኢኻ፧
1.222336
Munhu anotenda muna Mwari ane chivimbo chokuti Mwari achazadzisa zvose zvaakavimbisa.
ብኣምላኽ ዚኣምን ሰብ፡ ኣምላኽ ንዅሉ መብጽዓታቱ ኸም ዚፍጽሞ ይተኣማመን እዩ።
1.222319
Mazuva anowo, vanhu vakawanda vari kutamira kuFrance vari kudzidza chokwadi.
ሎሚ እውን ኣብ ፈረንሳ ዚነብሩ ሓያሎ ስደተኛታት ሓቂ ይምሃሩ ኣለዉ።
1.222266
Zvakaipa here kutaura zita raMwari?
ስም ኣምላኽ ምጽዋዕ ጌጋ ድዩ፧
1.222136
17 Kufamba nezita raMwari kunosanganisira zvinhu zvinenge zvitatu.
17 ብስም ኣምላኽ ምምልላስ፡ እንተ ወሓደ ሰለስተ ነገራት የጠቓልል።
1.22213
Baba vangu chete ndivo vakasara vari vapenyu.
ኣቦይ ጥራይ ከኣ እዩ ብህይወት ተሪፉ።
1.221883
Mwari anogona kuushandisa kunyaradza munhu wese pasinei nekuti ane dambudziko rakadini.
ኣምላኽ፡ ነዚ ሓይሊ እዚ ኣብ ዝዀነ ይኹን ኵነታት ንዘሎ ሰብ ንምጽንናዕ ኪጥቀመሉ ይኽእል እዩ።
1.221762
Uye akavaka guta, uye akaritumidza zita raro nezita romwanakomana wake, Enoch.
ንሱ ኸኣ ከተማ ሰርሔ፡ ስም እታ ኸተማ ድማ ብስም ወዱ ሄኖክ ኣውጽኣላ።
1.221616
2 Ngirozi dzinoitawo basa rouevhangeri.
2 መላእኽቲ እውን ወንጌላውያን እዮም።
1.221203
3 Varume nevakadzi vaitya Mwari vaiziva zvavaifanira kuita.
3 ፍርሃት ኣምላኽ ዘለዎም ሰብኡትን ኣንስትን እንታይ ኪገብሩ ኸም ዘለዎም ፈለጡ።
1.220844
2 Vamwe vanhu vanoita zvakaipa vachifunga kuti Mwari haambooni zvavanenge vachiita.
2 ገሊኦም ሰባት ድማ፡ ኣምላኽ ነቲ ዚገብርዎ ኺርእዮ ኸም ዘይክእል እዩ ዚመስሎም።
1.22067
46 Ava vachaenda kukurangwa kusingaperi, asi vakarurama kuupenyu husingaperi. "
46 እዚኣቶም ናብ ናይ ዘለኣለም ጥፍኣት፡*+ ጻድቃን ግና ናብ ናይ ዘለኣለም ህይወት ኪኸዱ እዮም።
1.220661
Zvimwe vainetseka kana Mwari wemadzitateguru avo aizokwanisa kuvanunura.
እስራኤላውያን፡ ኣምላኽ ኣቦታቶም ብሓቂ ኼድሕኖም ዚኽእል እንተ ዀይኑ ይጠራጠሩ ነይሮም ኪዀኑ ይኽእሉ እዮም።
1.220228
(Johani 4:26) Rangariranyi izvi basi!
(ዮሃንስ 4:26) ሕስብ እሞ ኣብሎ!
1.220208
"Jehovha Akakuunzai kuFrance Kuti Muzodzidza Chokwadi"
"የሆዋ ሓቂ ኽትፈልጡ ኢሉ እዩ ናብ ፈረንሳ ኣምጺኡኩም"
1.220017
Vimbiso iyi nedzimwe dzakawanda dzinoratidza kuti Jehovha anodzivirira vashumiri vake seboka.
እዝን ካልእ ተመሳሳሊ መብጽዓታትን፡ ህዝቢ ኣምላኽ ብደረጃ ጕጅለ ንዚህልዎም ድሕንነት ዜረጋግጽ እዩ።
1.219883
7 Saka vaIsraeri pavainge vakatendeka vaipupurira zvakanaka zita raMwari.
7 እስራኤላውያን እሙናት ኪዀኑ ኸለዉ፡ ንስም ኣምላኽ ጽቡቕ ምስክርነት ይህቡ ነበሩ።
1.21986
Asi tangai kutsvaka umambo hwake nokururama kwake, uye zvinhu zvose zvichapiwawo kwamuri.
ስለዚ፡ ቅድም መንግስቲ ኣምላኽን ጽድቁን ብቐጻሊ ድለዩ፣ እዚ ዅሉ ድማ ይውሰኸልኩም።
1.219815
Asi tangai kutsvaka umambo hwake nokururama kwake, uye zvinhu zvose izvi zvichapiwawo kwamuri.
ስለዚ፡ ቅድም መንግስቲ ኣምላኽን ጽድቁን ብቐጻሊ ድለዩ፣ እዚ ዅሉ ድማ ይውሰኸልኩም።
1.219551
"Tiudzei, Zvinhu Izvi Zvichaitika Rini?"
"እስከ ንገረና፡ እዚ መዓስ ኪኸውን እዩ፧"
1.219463
Fungai Vaya Vari Mubasa Renguva Yakazara
ነቶም ኣብ ናይ ምሉእ ግዜ ኣገልግሎት ዘለዉ ዘክሮም
1.219421
Madhimoni akaratidza sei kuti ane simba guru?
ኣጋንንቲ ሓያላት ምዃኖም ዘርኣዩ ብኸመይ እዮም፧
1.219391
Nei zvichibatsira kuziva nezvePaseka?
ብዛዕባ ፋስጋ ኽንፈልጥ ጠቓሚ ዝዀነ ስለምንታይ እዩ፧
1.219311
Kunyange baba vangu vanotozviziva izvozvo.'
ኣቦይ እውን ነዚ ይፈልጦ እዩ' በሎ።
1.219249
chive chapupu pamusoro pavo."
ንሳቶም ከኣ ምስክር እዩ በሉ።
1.219048
17 Nokuti Rugwaro runoti kunaFarao: Ndizvo zvandakakumutsira, kuti zita rangu riparidzwe panyika yose.
17ንፈርዖን ‹‹ኃይለይ ኣባኻ ኸርኢ ስመይውን ኣብ ኲሉ ምድሪ ምእንቲ ኽፍለጥ እየ ዘተሣእኹኻ ዝብል ጽሑፍ ኣሎ እሞ።
1.219036
Izvi zvinoita kuti titende kuti makabva kuna Mwari."
በዚ ድማ፡ ካብ ኣምላኽ ከም ዝመጻእካ ንኣምን ኢና" በልዎ።
1.218979
Zviratidzo zvake zvikuru sei, zvishamiso zvake zvine simba sei!
ትእምርትታቱ ኸመይ ዝበለ ዓብዪ፣ ተኣምራቱ ድማ ከመይ ዝበለ ብርቱዕ እዩ።
1.218805
Muchitsauko 4 akataura nezvaAbrahamu.
ኣብ ምዕራፍ 4፡ ብዛዕባ ኣብርሃም ገሊጹ እዩ።
1.218738
Idzo pachadzo dzinoudza vamwe mashoko akanaka, uye dzinobatsira vamwe pakuparadzira mashoko akanaka.
ከመይሲ፡ ባዕላቶም ብስራት ይነግሩ፡ ንኻልኦት ሰባት እውን ብስራት ንኺዝርግሑ ይድግፍዎም እዮም።
1.218508
5 Ndinokuvudzai; kwete, asi kana musingatendevuki, imi mose muchavurawa saizvozvo.
5ኣይፋሉን፤ እንተ ዘይተነሲሕኹምስ ኲልኻትኩምውን ከምኣቶም ክትጠፍኡ ኢኹም በሎም።
1.218453
Paunonzwa uchida kubatsirwa naMwari, nyengetera kwaari nezvenyaya yacho.
ሓገዝ ኣብ ዜድልየካ እዋን ከኣ፡ ብዛዕባ እቲ ጕዳይ ናብ ኣምላኽ ጸሊ።
1.218428
asi ini, kana ndasimudzwa kubva panyika, ndichakwevera vanhu vose kwandiri
ኣነውን ካብ ምድሪ ልዕል ምስ በልኩ፡ ንዅሉ ናባይ ክስሕቦ እየ።
1.218386
Zvii zvichange zvisisipo muUmambo hwaMwari?
ኣብ ትሕቲ መንግስቲ ኣምላኽ፡ ኣየናይ ነገራት እዩ ዘይህሉ፧
1.218297
Ndava kuda kumurova neurwere hwakakura, uye ndichaita kuti vaya vari kuita upombwe naye vatambudzike zvakanyanya, kunze kwekunge vasiya mabasa ake.
ነቶም ምስኣ ዝዝምዉ ኸዓ ካብቲ ተግባራቶም እንተ ዘይተነሲሖም ናብ ብርቱዕ መከራ ኸእትዎም እየ።
1.218297
Ndakaita makore 17 ndichinyengetera kuti ndiwane mhinduro dzemibvunzo yangu.
መልሲ ሕቶታተይ ንምርካብ ንልዕሊ 17 ዓመት ጸልየ እየ።
1.218043
17 Jesu akati: "Ndini kumuka noupenyu.
17 የሱስ፡ "ትንሳኤን ህይወትን ኣነ እየ።
1.217887
Ndiwe maziso avo."
ኣዒንቶም ንስኻ ኢኻ" በለት።
1.217864
10 Kumirira hakusi nyore.
10 ምጽባይ ቀሊል ኣይኰነን።
1.21735
Musandipa urombo kana upfumi.
ድኽነት ኰነ ሃብቲ ኣይትሃበኒ።
1.217021
'Hazviitwi nesimba, asi nemweya wangu' (6)
'ብመንፈሰይ እምበር፡ ብሓይሊ ኣይኰነን' (6)
1.216851
Asi kwakanga kuna vaprofita venhema pakati pavanhu, sezvavachavapowo vadzidzisi venhema pakati penyu.
2 ግናኸ፡ ከምቲ ናይ ሓሶት ነብያት ኣብ መንጎ እቲ ህዝቢ ዝነበሩ፡ ከምኡ ኸኣ ኣብ መንጎኹም ናይ ሓሶት መምህራን ኪህልዉ እዮም።
1.216631
Jesu akati: "Musashamiswa neizvi, nokuti awa iri kuuya mairi vaya vose vari mumakuva vachayeukwa uye vachanzwa inzwi [rangu], vobuda."
የሱስ እውን፡ "ኣብ መቓብር ዘለዉ ዅላቶም ድምጹ ዚሰምዑላ ሰዓት ትመጽእ ኣላ እሞ፡ በዚ ኣይትገረሙ።
1.216576
Ndakapindura kuti: "Katie, ndichaedza nepandinogona napo.
ኣነ ድማ፡ "ኬቲ፡ ዝከኣለኒ ኽገብር እየ።
1.216525
Nei watsunga kutsvaga pfuma yezvekunamata?
መንፈሳዊ ሃብቲ ንምድላይ ዝቘረጽካ ስለምንታይ ኢኻ፧
1.216467
Mwari achabvisa zvese zvinoita kuti vanhu vazvidye mwoyo.
ኣምላኽ ንጠንቅታት ጭንቀት ኬወግዶ እዩ።
1.216341
Ndinonakidzwa nekuona vadzidzi vanobva kwakasiyana-siyana pasi rose
ካብ መላእ ዓለም ምስ ዝመጹ ተምሃሮ ምርኻብ ባህ እዩ ዚብለኒ
1.21597
3 Naizvozvo, hama, zvitsvakirei+ varume vanomwe vanopupurirwa pakati penyu, vazere nomudzimu nouchenjeri,+ kuti tivagadze pabasa iri rinofanira kuitwa;
3ስለዙይ ኣቱም ኣኅዋትና ካባኻትኩም ብጽቡቕ ዝተመስከረሎም መንፈስን ጥበብን ዝመልኦም ሸውዓተ ሰባት ኅረዩ፤ ነዝ ጉዳይ እዙይ ከዓ ኽንሾሞም።
1.215832
Vabereki vangashandisa sei Jakobho 1:19?
ወለዲ ንያእቆብ 1:19 ኺትግብርዋ ዚኽእሉ ብኸመይ እዮም፧
1.215734
Tambira kure nevanhu vane matauriro kana maitiro anoratidza kuti vane tsika dzakaipa.
ብዘረባኦምን ብጠባዮምን ገይሮም ንግጉይ ነገራት ከም ዚስሕብ ኬምስልዎ ኻብ ዚኽእሉ ሰባት ርሓቕ።
1.21571
Teererai, imi mese munobva kunzvimbo dziri kure dzenyika!
ኵልኹም ኣቱም ካብ ርሑቕ ክፋል ምድሪ ዝዀንኩም፡ ስምዑ!
1.215705
5 Kutanga, tinofanira kutya Mwari.
5 መጀመርታ: ንኣምላኽ ክንፈርሆ ኣሎና።
1.215568
38 asi Mwari anoipa muviri+ sezvaanenge ada,+ uye anopa mbeu imwe neimwe muviri wayo.
38 ኣምላኽ ግና ከም ዝደለዮ ገይሩ እዩ ኣካል ዚህቦ፣ ንነፍሲ ወከፍ ዘርኢ እውን ኣኣካሉ ይህቦ።
1.21551
"Idya zvokudya zvinovaka muviri, uye inwa mvura yakawanda.
"ተመጣጣኒ ምግቢ ብላዕ፡ ብዙሕ ማይ ድማ ስተ።
1.215384
Muna October 1984, tose takapinda mudare.
ኣብ ጥቅምቲ 1984 ኵላትና ኣብ ቤት ፍርዲ ቐረብና።
1.215356
3 Vanhu ava vataurwa nezvavo vaiva nechokwadi chokuti Mwari aiva navo pavaiva panguva dzakaoma.
3 እቶም ኣቐዲሞም እተጠቕሱ ውልቀ ሰባት፡ ኣምላኽ ኣብ ኣጸጋሚ እዋናት ምሳታቶም ከም ዚኸውን ርግጸኛታት እዮም ነይሮም።
1.215332
Makasika zvose zvinhu.
"ንዅሉ ንስኻ ፈጢርካዮ።
1.215039
Vashandiri vakazvipira va Mwari ava vaenga pasi po citenderano cipsa.
እዞም ውፉያት ኣገልገልቲ ኣምላኽ ድማ፡ ኣብ ትሕቲ ሓድሽ ኪዳን እዮም ኰይኖም።
1.214946
Nokuti ani naani anoita kuda kwaBaba vangu vari kudenga ndiye munun'una wangu nehanzvadzi yangu, namai vangu."
ፍቓድ እቲ ኣብ ሰማይ ዘሎ ኣቦይ ዝገብር ኲሉ ንሱ ሓወይን ሓፍተይን እኖይን እዩ በለ።
1.214799
kuchakubatsira sei kuti usatya vanhu?
ካብ ፍርሂ ሰብ ዜዕቝበካ ብኸመይ እዩ፧
1.214752
"Tichaenda nemi, nokuti takanzwa kuti Mwari anemi." - ZEK.
"እግዚኣብሄር ምሳኻትኩም ከም ዝዀነ ሰሚዕና ኢና እሞ፡ ምሳኻትኩም ክንከይድ ኢና።
1.214619
15 nokuti uchava chapupu chake kuvanhu vose chezvinhu zvawaona nokunzwa.+
15እዙይ ድማ በቲ ዝረአኻዮን ዝሰማዕኻዮን ኣብ ኲሉ ሰብ ምስክር ምእንቲ ኽትኮኖ እዩ።
1.214545
15 mukavuraya Muvambi wovupenyu; iye Mwari, waakamutswa kuvakafa; iye, watiri zvapupu zvake.
15ነቲ ወሃብ ሕይወት ድማ ቐተልኩምዎ፤ ንእኡ ግና እግዚኣብሔር ካብ ምዉታን ኣተሥኦ፤ ንሕና ኸዓ ነዙይ ምስክር ኢና።
1.214522
asi kubvira zvino Mwanakomana womunhu achagara ari kurudyi rwaMwari Samasimbaose."
ወዲ ሰብ ግና ካብ ሕጂ ኣብ የማን ሓይሊ ኣምላኽ ኪቕመጥ እዩ፡ በሎም።
1.214481
Ndinoedza kuratidza rudo rwechiKristu kuvanhu vose.
ንዅሎም ሰባት ክርስትያናዊት ፍቕሪ ኸርእዮም እየ ዝጽዕር።
1.214403
Iweyo ndi ambuye ako omwewo machende ako.
ይርድኦ እዩ እኮ እቲ ጐይታካ
1.214402
Josefa akanga adzidza zvakawanda kuvabereki vake nezvemaonero aMwari panyaya yewanano uye kuvimbika.
ዮሴፍ፡ ብዛዕባ እቲ ኣምላኽ ንሓዳርን ንተኣማንነትን ብዚምልከት ዘለዎ ኣረኣእያ፡ ካብ ወለዱ ብዙሕ ተማሂሩ እዩ።
1.214401
Ndakafara chaizvo kuti handina kuenda navo manheru iwayo.
ኣብታ ምሸት እቲኣ ምስኦም ብዘይምንባረይ ኣዝየ እየ ተሓጒሰ።
1.214392
Vakawanda vakafa vachamutsirwa panyika.
መብዛሕትኦም ምዉታት፡ ኣብ ምድሪ ኺትንስኡ እዮም።
1.214355
Taisaziva kuti Ireland yakasiyana chaizvo neEngland.
ኣይርላንድ ካብ ዓዲ እንግሊዝ ኽሳዕ ክንደይ እተፈልየት ከም ዝዀነት ኣይንፈልጥን ኢና ኔርና።
1.214297
133:1) VeDare Rinotungamirira vanoshumirawo mumakomiti akasiyana-siyana.
133:1) ኣባላት ኣመሓዳሪ ኣካል ኣብ እተፈላለየ ኮሚተታት እውን የገልግሉ እዮም።
1.214251
Muri venyika ino; ini handizi wenyika ino.
ንስኻትኩም ካብዛ ዓለም እዚኣ ኢኹም፣ ኣነ ኻብዛ ዓለም እዚኣ ኣይኰንኩን" በሎም።
1.214172
Uye tichafara kuti takaita zvisarudzo zvakarurama mumazuva ano okupedzisira!
ኣብዘን ዳሕሮት መዓልትታት ቅኑዕ ምርጫታት ብምግባርናኸ ኽሳዕ ክንደይ ኰን እዩ ባህ ዚብለና!
1.214106
Ramba Wakasimba Pakunamata Paunenge Uchishumira Mundima Yemumwe Mutauro
ኣብ ቋንቋ ወጻኢ ኸተገልግል ከለኻ፡ መንፈሳዊ ጥዕናኻ ሓሉ
1.214072
Nokuti iye anoziva zvakavanzika zvomoyo.
ንሱስ ምስጢራት ልቢ ይፈልጥ እዩ።
1.214059
Vaya vanotenda muna Jesu vachawanei?
እቶም ብየሱስ ዚኣምኑን ብእኡ ዚመላለሱን ሰባት እንታይ ዓስቢ ኣለዎም፧
1.213996
Vanhu 585 vaivapo vainge vakanyatsoteerera.
እቶም 585 ዚዀኑ ተኣከብቲ፡ ጽን ኢሎም ይሰምዑ ነበሩ።
1.213966
Unofanira kugara uchipa minyengetero yorudzii?
ብውልቅኻ እንታይ ዓይነት ጸሎት ኢኻ ብተደጋጋሚ ኸተቕርብ ዘሎካ፧
1.213587
6 Wakanzwa uye wakaona zvese izvi.
6 ነዚ ዅሉ ሰሚዕካዮን ርኢኻዮን ኢኻ።
1.213479
Mutsa usina kukodzera kuwanwa ungatibatsira sei "panguva yakakodzera"?
ጸጋ "ብግዜኡ ዚረድኣና" ብኸመይ እዩ፧
1.213419
Kupfuura zvose, yeuka kuti Mwari akakupa ropafadzo yakakura chaizvo yokuzivisa mashoko akanaka semumwe weZvapupu zvake.
ኣብ ርእሲ እዚ እውን፡ ኣምላኽ ሓደ ኻብ መሰኻኽሩ ዄንካ ብስራት መንግስቲ ኣምላኽ ክትእውጅ ክቡር መሰል ከም ዝሃበካ ኣይትረስዕ።
1.213388
24 Naizvozvo Mwari akavaisa kuzvishuvo zvakaipa zvemwoyo yavo, zvokuzvisvibisa noupombwe kuti vazvidze miviri yavo pakati pavo.
24ስለዙይ እግዚኣብሔር ከዓ ንስንሳቶም ሰብነቶም ከኅስሩ ብትምኒት ልቦም ንርኽሰት ኣኅሊፉ ሃቦም።
1.213387
Naizvozvo vose vakashamiswa vakarumbidza Mwari vachiti, hatina kumbovona zvakadai.
ስለዙይ ድማ ዂሎም ተደነቑ እሞ ከምዙይ ዝበለ ከቶ ኣይረአናን እናበሉ ንእግዚኣብሔር ኣመስገኑ።
1.213148
Saka hatifaniri here kumurumbidza muminyengetero yedu "kanomwe pazuva," kureva kuti kakawanda?
ስለዚ፡ ብጸሎት ኣቢልና "ኣብ መዓልቲ ሾብዓተ ሳዕ፡" ማለት ብተደጋጋሚ ኽንውድሶዶ ኣይግብኣናን፧
1.212887
Mazuva ano vashumiri vaMwari vanopiwawo zano uye chirango.
8 ካብ ታሪኽ እስራኤላውያን ብኸመይ ኢና ኽንጥቀም እንኽእል፧ ሎሚ ዘለዉ ህዝቢ ኣምላኽ እውን ምኽርን ተግሳጽን ይውሃቦም እዩ።
1.21279
CHITSAUKO 4 Nei Tichifanira Kuremekedza Vane Masimba?
ምዕራፍ 4 ንስልጣን ከነኽብር ዘሎና ስለምንታይ ኢና፧
1.212788
Asi zvose izvi zvinei neUmambo hwaMwari uye negore ra1914?
ግናኸ እዚ ምስ መንግስቲ ኣምላኽ ኰነ ምስ 1914 እንታይ ርክብ ኣለዎ፧
1.212728
19 Naizvozvo tinoona kuti vaisagona kupinda nokuti vakanga vasingatendi.+
19ብሰንኪ ዘይምእማኖም ክኣትዉ ኸም ዘይከኣሉውን ንርኢ ኣለና።
1.212136
Pasinei nouchapupu hwokukomborerwa kwaiitwa Noa naMwari, vanhu vakamuseka uye havana kuteerera shoko rake
ኣምላኽ ንኖህ ከም ዝባረኾ መርትዖ እናሃለወ ኽነሱ፡ ሰባት የላግጹሉን ንመልእኽቱ ዕሽሽ ይብልዎን ነበሩ
1.212021
Funga zvakaitika kuna Eric * wokuWest Africa.
ነቲ ኣብ ምዕራብ ኣፍሪቃ ዚነብር ኢሪክ * ዘጋጠሞ ነገር እስከ ኸም ኣብነት ንውሰድ።
1.211994
Murume wokutanga Adhamu, akararama kwemazana emakore.
እቲ ቐዳማይ ሰብ ዝዀነ ኣዳም ንዘመናት ብህይወት ነይሩ እዩ።
1.211894
Zvino Farao akachinjazve ndangariro yake.
ኰይኑ ግን፡ ፈርኦን ሓሳቡ ቐየረ።
1.211861
8 VaSadhusi vanoti hakuna kumuka kwavakafa, uye kuti hakuna mutumwa kana mweya, asi vaFarisi vanotenda izvozvo zvose.
8ሰዱቃውያን ትንሣኤ ሙታን መልኣኽ ወይ መንፈስ የለን ዝብሉ እንትኾኑ ፈሪሳውያን ግና እዙይ ኲሉ ኸም ዘሎ የኣምኑ ነበሩሞ።
1.211848
Satani ari kuwedzera kurwisa vanhu vaMwari.
ሰይጣን ኣብ ልዕሊ ህዝቢ ኣምላኽ ዜውርዶ ዘሎ መጥቃዕቲ ይውስኽ ኣሎ።