score
float32
1.04
1.25
Shona
stringlengths
10
497
Tigrinya
stringlengths
9
499
1.211836
Satani chisikwa chine simba chisingaoneki chiri kufurira vanhu zvakanyanya.
ሰይጣን ሓያል መንፈሳዊ ፍጡር እዩ፣ ኣብ ደቂ ሰብ ድማ ሓያል ጽልዋ ኼሕድር ይኽእል እዩ።
1.211817
11 Ngo divi rimweni, Soko ra Mwari rinogondisazwe kudari: "Varurami vanazoita veno vo nyika, vanozogaremo mbhera narini."
11 በቲ ኻልእ ሸነኽ ድማ፡ ቃል ኣምላኽ፡ "ጻድቃን ንሃገር ኪወርስዋ፡ ኣብኣውን ንዘለኣለም ኪነብሩ እዮም" ኢሉ እውን ይመባጻዕ እዩ።
1.211694
Anovapindura kuti: "Chinomera chose chisina kudyarwa naBaba vangu vokudenga chichadzurwa.
ንሱ ኸኣ፡ "ሰማያዊ ኣቦይ ዘይተኸሎ ዘበለ ተኽሊ ኺምንቈስ እዩ።
1.211694
"Ndidzidzisei kuita kuda kwenyu" (10)
"ፍቓድካ ኽገብር ምሃረኒ" (10)
1.211675
Havazodzoki kuminda yavo yemizambiringa.
ናብ ኣታኽልቲ ወይኖም ኣይምለሱን።
1.211618
Ndini wekutanga newekupedzisira, 18 uye mupenyu.
እቲ ቐዳማይን እቲ ዳኅረዋይን 18እቲ ሕያውን ኣነ እየ።
1.211494
Chokwadi iropafadzo kwavari uye kwatiri!
እዝስ ንዓታቶም ኰነ ንዓና ኣየ ኸመይ ዝበለ ፍሉይ መሰል ኰን እዩ!
1.21146
'Zita Rakanaka Riri Nani Panzvimbo Pepfuma Zhinji'
'ጽቡቕ ስም ካብ ብዙሕ ሃብቲ ይሓይሽ'
1.211457
Ndinofunga nezveParadhiso zuva rega rega.
መዓልቲ መዓልቲ ብዛዕባ ገነት እሓስብ እየ።
1.211326
richitiswededza pedyo naMwari uye nevamwe?
ምስ ኣምላኽን ምስ ሰባትን የቀራርበና
1.211262
7 Achitaura nezveMwanakomana anodiwa waJehovha, Pauro akanyora kuti: "Tinosunungurwa norudzikinuro neropa [raJesu] pachishandiswa iye, chokwadi, iko kukanganwirwa kwokudarika kwedu, maererano noukuru hwomutsa waMwari usina kukodzera kuwanwa."
7 ጳውሎስ፡ ብዛዕባ እቲ ፍቑር ወዲ የሆዋ፡ "ብእኡ [ብየሱስ]፡ ብደሙ በጃ ተኸፊሉልና፡ ማለት ከም ሃብቲ ጸጋኡ [ጸጋ የሆዋ] ኣበሳና ተሓዲጉልና ኣሎ" ብምባል ጽሒፉ ኣሎ።
1.211247
Nei vashumiri vaJehovha vachifanira kuroora kana kuroorwa "munaShe chete"?
ኣገልገልቲ የሆዋ "ብጐይታ ጥራይ" ኪምርዓዉ ዘለዎም ስለምንታይ እዮም፧
1.211128
12 Zvakaitika kuna Dhemasi zvinogona kuitikawo kwatiri.
12 ንዓና እውን ከምኡ ኼጋጥመና ይኽእል እዩ።
1.211102
Zuva nezuva taidzidzira Chirungu kweinenge awa.
በብመዓልቱ ድማ እንተ ወሓደ ንሓደ ሰዓት እንግሊዝኛ ነጽንዕ ነበርና።
1.211098
23 Asi nguva inovuya, nazvino yatovapo, yokuti vashumiri vazvokwadi vachanamata Baba mumweya nezvokwadi; nokuti Baba vanotsvaka vakadaro kuzomunamata.
23 ግናኸ፡ ናይ ሓቂ ኣምለኽቲ ንኣቦ ብመንፈስን ብሓቅን ዜምልኹላ ሰዓት ትመጽእ ኣላ፡ ንሳ ኸኣ ሕጂ እያ፣ ኣቦስ ከምዚ ዝበሉ ኣምለኽቲ እዩ ዚደሊ ዘሎ።
1.211092
Gore iroro rava kunopera ndakabva ndavawo piyona.
ኣብታ ዓመት እቲኣ ድማ ኣነ እውን ፈላሚ ዀንኩ።
1.211011
'Kodi Ndigacite Tani Kuti Ndimbakondwe na Kupfunza Kwangu Bibliya?' - Fevereiro 2012
"ኣብ መጽሓፍ ቅዱስ ዝገብሮ መጽናዕቲ ብኸመይ ባህ ዜብል ክገብሮ እኽእል፧" - ለካቲት 2012
1.210981
Jesu akati: "Regai kutonga kuti murege kutongwawo; nokuti nokutonga kwamuri kutonga nako, muchatongwawo nako; uye nechiyereso chamuri kuyera nacho, vachakuyereraiwo nacho."
የሱስ ከምዚ በለ፦ "ከይፍረደኩም፡ ኣይትፍረዱ፣ ከመይሲ፡ ብእትፈርድዎ ፍርዲ ኺፍረደኩም፡ ብእትሰፍርዎ መስፈሪ ድማ ኪስፈረልኩም እዩ።
1.210919
29 Vakamugombedzera, vachiti: Garai nesu, nokuti ava madekwana, zuva ravira.
29ንሳቶም ግና መስዩ እዩ፤ ፀሓይውን ዓሪባ እያ እሞ ምሳና ኅደር ኢሎም ኣጥቢቖም ለመንዎ፤ ንሱ ኸዓ ምስኣቶም ክኃድር ኣተወ።
1.210877
Nei tichifanira kuramba tichiswedera pedyo naMwari?
ወትሩ ንኣምላኽ ክንቀርቦ ዘሎና ስለምንታይ ኢና፧
1.210858
Ndiani anokwanisa kupa chipo chakanakisisa muupenyu?
ኣብ ዩኒቨርስ እቲ ዝለዓለ ወሃብ ውህበት መን እዩ፧
1.210824
9 Isusuwo takafanana naAbrahamu pakuti takamirira kuzadzikiswa kwevimbiso dzaMwari.
9 ንሕና እውን ልክዕ ከም ኣብርሃም፡ ንመፈጸምታ መብጽዓታት ኣምላኽ ኢና እንጽበ ዘለና።
1.210488
16 Kuteerera kwaiita Mariya.
16 ማርያም ብኸመይ ከም ዝሰምዐት።
1.210462
Zvinhu zvose zvakanga zvakasiyana chaizvo nezvatakanga tajaira tiri kuNorth America.
ኵሉ ነገር ካብቲ ኣብ ሰሜን ኣመሪካ ዝለመድናዮ እተፈልየ እዩ ነይሩ።
1.210197
Pane here munhu akambondiudza kuti ndimire kungopfuudza mae-mail?
ኢ-መይል ከይትልእከለይ ዝበለኒ ሰብ ኣሎዶ፧
1.210166
26 Josefa anofanira kunge akafunga mashoko iwayo kakawanda.
26 ዮሴፍ ነዘን ቃላት እዚአን ብዙሕ ሳዕ ሓሲቡለን ኪኸውን ኣለዎ።
1.210058
(Eksodho 3:15) Nokuita izvi, akazvisiyanisa navanamwari vose venhema.
(ዘጸኣት 3:15፣ NW) በዚ ኸምዚ፡ ገዛእ ርእሱ ኻብ ኵሎም ናይ ሓሶት ኣማልኽቲ ፈልዩ እዩ።
1.210023
Uye kana akadzokera shure, handichazofadzwi naye." 39 Asi isu hatizi ivo vokudzokera shure, uye vanoparadzwa, asi tiri vokutenda uye tinoponeswa.
39ንሕና ግና ምስቶም ንድኅሪት ተመሊሶም ዝጠፍኡ ዘይኮንናስ ምስቶም ብእምነት ዝድኅኑ ኢና።
1.209983
10 Iyo yakandiudzawo kuti: "Usaisa chisimbiso pamashoko ouprofita hwomupumburu uyu, nokuti nguva yakatarwa yava pedyo.+
10 ከምዚ ድማ በለኒ፦ "እቲ ምዱብ ግዜ ቐሪቡ እዩ እሞ፡ ንቓል ትንቢት እዛ ጥቕልልቲ መጽሓፍ እዚኣ ኣይትሕተሞ።
1.209944
Somuenzaniso, zita romudzimai wokutanga Evha, rinozivikanwa chaizvo.
ንኣብነት፡ ስም ሄዋን፡ እታ ቐዳመይቲ ሰበይቲ፡ ኣዝዩ ፍሉጥ እዩ።
1.209883
Kupa Vakawanda Zvokudya Pachishandiswa Vashoma
ብሒደት ሰባት ንብዙሓት ምምጋብ
1.209844
Nanga nchiyani chikudziwitse za chakudza Cha choonadicho?
ትፈልጡ ዲኹም እንታይ እዩ ዘንብራ ደሎ ?
1.209748
Ndainamatawo kuti ndibatsirwe kunzwisisa chinangwa cheupenyu.
ትርጕም ህይወት ንኽርዳእ ምእንቲ ኽሕግዘኒ እውን ጸለኹ።
1.209715
"Ini naSandra tava kufara chaizvo kupfuura zvataiita!"
ኣነን ሳንድራን ካብ ቅድሚ ሕጂ ብዝያዳ ሕጉሳት ኢና" በለ።
1.209623
Asi kunyange zvazvo nhasi riri zuva rangu rekupedzisira, ndinoziva kuti ndichaonazve shamwari yangu [Don] muParadhiso.
ሎሚ ናይ መወዳእታ መዓልተይ እንተ ዀይና ግና፡ ንዓርከይ [ንዶን] ኣብ ገነት እንደገና ኸም ዝረኽቦ እፈልጥ እየ።
1.209546
Aigona kungotaura ega nevanhu vari panyika ari kudenga.
ኣብ ምድሪ ንዘለዉ ሰባት ካብ ሰማይ ብቐጥታ ኺዛረቦም ምኸኣለ ነይሩ።
1.209545
Noa aiziva zvokuita.
ኖህ እንታይ ኪገብር ከም ዘለዎ ይፈልጥ ነይሩ እዩ።
1.209525
(5) Kufungidzira zvichange zvakaita upenyu munyika itsva.
(5) ህይወት ኣብ ሓዳስ ዓለም ከመይ ከም ዚኸውን ብኣእምሮና ምስኣል።
1.209524
Chipo chipi chakapiwa hama dzokuJapan?
ኣብ ጃፓን ዘለዉ ኣሕዋት እንታይ እተስደምም ውህበት እዮም ረኺቦም፧
1.209415
Chevaya vari kutsvaga chiso chenyu, haiwa Mwari waJakobho.
እቶም ዚደልይዎ ወለዶ እዚኣቶም እዮም፣ ንገጽካ ዚደልዩ፣ ዎ ኣምላኽ ያእቆብ።
1.209391
Kunyange vakawanda vanoita zvechitendero havanyatsozivi Magwaro.
መብዛሕትኦም እቶም ሃይማኖተኛታት ዚብሃሉ እውን እንተ ዀኑ፡ ብዛዕባ ቕዱሳት ጽሑፋት ሒደት ፍልጠት እዩ ዘለዎም።
1.209333
"Vakafa venyu vachararama" (19)
"ምዉታትካ ብህይወት ኪነብሩ እዮም" (19)
1.209187
Samueri akati, Taurai henyu, nekuti muranda wenyu unonzwa.
ሳሙኤል ከኣ፡ ባርያኻ ይሰምዕ ኣሎ እሞ፡ ተዛረብ፡ በለ።
1.208805
B. Vanhu veNineve vainge vasina sungano naMwari semaJuda.
ሰብ ነነዌ ግና ምስ ኣምላኽ ኪዳን ኣይነበሮምን።
1.208737
Pakupedzisira kunamata kwechokwadi kuchadzorerwa zvizere.
ኣብ መወዳእታ፡ ናይ ሓቂ ኣምልኾ ምሉእ ብምሉእ መሊሱ ኪቐውም እዩ።
1.208725
Mungatopedza nguva yenyu muchitaura neni.
ምሳይ ክትዛረቢ እንተ ዄንኪ፡ ግዜኺ ኸተጥፍኢ ኢኺ።
1.208693
32 Vakaparidza shoko raMwari kwaari navose vaiva mumba make.
32ንእኡን ንዂሎም እቶም ምስኡ ኣብ ገዝኡ ዝነበሩን ድማ ቃል እግዚኣብሔር ነገርዎም።
1.208563
Iye zvino vari kushumira semamishinari kuMozambique.
ሎሚ ኣብ ሞዛምቢክ ሚስዮናውያን ኰይኖም የገልግሉ ኣለዉ።
1.208557
VaKristu vechokwadi vaifanira kuratidza sei kuti vaiva "vanhu vezita" raJehovha?
ናይ ሓቂ ክርስትያናት፡ 'ንስም የሆዋ ዚዀኑ ህዝቢ' ምዃኖም ዘርኣዩ ብኸመይ እዮም፧
1.208555
10 Satani ndiye "mutongi wenyika ino," uye nyika yacho iri musimba rake.
10 ሰይጣን "ገዛኢ እዛ ዓለም እዚኣ" ስለ ዝዀነ፡ እዛ ዓለም ኣብ ትሕቲ ቝጽጽሩ እያ ዘላ።
1.208506
Ndosaka Mambo Soromoni akanyora kuti: "Hapana munhu akarurama panyika anoramba achiita zvakanaka asingatadzi."
በዚ ምኽንያት እዚ ድማ እዩ፡ እቲ ጥበበኛ ዝነበረ ንጉስ ሰሎሞን፡ "ወትሩ ጽቡቕ ዚገብርን ከቶ ዘይሓጥእን ጻድቕሲ ኣብ ምድሪ የልቦን" ዝበለ።
1.208494
Akaudza boka revanhu kuti: "Ndinofanirawo kuzivisa mashoko akanaka oumambo hwaMwari kune mamwe maguta, nokuti ndakatumirwa izvozvi."
የሱስ፡ "ስለዚ እየ እተለኣኽኩ እሞ፡ ንኻልኦት ከተማታት እውን ብስራት መንግስቲ ኣምላኽ ከበስረን ይግብኣኒ እዩ" በለ።
1.208376
Kana tichida Mwari, tichaona sei nyaya yokupinda misangano?
ንኣምላኽ ነፍቅሮ እንተ ዄንና፡ ንኣኼባታትና ብኸመይ ኢና እንርእዮ፧
1.208325
Handifi ndakakanganwa zvakaitika rimwe zuva manheru ndichienda kumba.
ሓደ ምሸት ናብ ቤት እናተመለስኩ ኸለኹ ዘጋጠመኒ ነገር ፈጺመ ኣይርስዖን እየ።
1.208322
18 vakashevedzera sezvavaitarira utsi hwokupiswa kwaro, vakati, 'Iguta ripi rakafanana neiri guta guru?'+
18ንሳ ኽትነድድ እንተላ ነቲ ዘወፅእ ዘነበረ ትኪ ምስ ረአዩ ኸዓ ነዛ ዓባይ ከተማ እዚኣ እትመስል ከተማ ኸቶ ኣይነበረን› እናበሉ ኣእወዩ።
1.208287
Nhasi kana mukateerera inzwi rake,+
ሎሚ ድምጹ እንተ ሰሚዕኩም፡+
1.208019
28 Saizvozvo nemwivo munovonekwa navanhu kunze kwenyu makaita semakarurama, asi mukati muzere nokunyengera nokuipa.
28ከምኡ ድማ ንስኻትኩም ብላዕሊ ንሰብ ጻድቃን መሲልኩም ትርአዩ፤ ውሽጥኹም ግና ግብዝናን ዓመፅን ዝመላእኹም ኢኹም።
1.207917
Vari kutoramba Mwanakomana waMwari pachake!
ሕሉፍ ሓሊፎም ንወዲ ኣምላኽ እውን ኣይተቐበልዎን!
1.207862
Mwari anoda chaizvo kuona vanhu vakaipa vachipfidza uye vachichinja nzira dzavo, sezvakaita vaNinivhi
ኣምላኽ፡ እኩያት ከምቲ ሰብ ነነዌ ዝገበርዎ ኺንስሑን መገዶም ኪቕይሩን ይህንጠ እዩ
1.207656
Kunyange zvakadaro, ndichiri kuita basa reushumiri zvizere.
ይኹን እምበር፡ ሕጂ እውን ኣብ ኣገልግሎት ምሉእ ብምሉእ እካፈል እየ።
1.207587
Nei Nehemiya ari muenzaniso wakanaka kwatiri?
ነህምያ ሰናይ ኣብነት ዚዀነና ብኸመይ እዩ፧
1.207447
Waizviziva here kuti nyeredzi dzose dzine mazita?
ከዋኽብቲ ብምሉኦም ስም ከም ዘለዎም ትፈልጥዶ፧
1.207429
"Ndinoziva kuti ndakarurama" (18)
"ቅኑዕ ከም ዝዀንኩ እፈልጥ እየ" (18)
1.207368
Baba Vangu, Mwari Wangu, Shamwari Yangu 31.
ኣቦይ፡ ኣምላኸይ፡ ፈታውየይ 31.
1.207366
Akaporesawo vanorwara uye akamutsa vakafa.
ብዘይካዚ፡ ንሕሙማት ኣሕውዩን ንምዉታት ኣተንሲኡን እዩ።
1.207279
Zuva rega rega, shamwari dzangu dzinouya kuzondiona.
ነፍሲ ወከፍ መዓልቲ፡ ፈተውተይ ኪበጽሑኒ ይመጹ እዮም።
1.207227
Ndakasarudza kuita saizvozvo pandakadzokera kuGermany.
ኣነ እውን ናብ ጀርመን ምስ ተመለስኩ ኸምኡ ኽገብር ወሲነ እየ።
1.207202
Nokuti aninaani anoita kuda kwaBaba vangu vari kudenga ndiye mukoma nomunun'una neni nehanzvadzi naamai vangu."
ፍቓድ እቲ ኣብ ሰማይ ዘሎ ኣቦይ ዝገብር ኲሉ ንሱ ሓወይን ሓፍተይን እኖይን እዩ በለ።
1.207179
Zvose zvatinoita paBheteri ibasa dzvene.
ኵሉ እቲ ኣብ ቤት-ኤል እንገብሮ ዕዮ፡ ቅዱስ ኣገልግሎት እዩ።
1.207132
Uye panguva iyoyo ndakakurayirai zvose zvamaifanira kuita.
በታ ጊዜ እቲኣ፡ እትገብርዎ ዂሉ ኣዘዝኩኹም።
1.207084
March 2014 _ Zvawakaitirwa naMwari
መጋቢት 2014 _ ኣምላኽ እንታይ ገይሩልካ፧
1.20704
Wakadya kanhi muti wandakakuraira kuti urege kuu dya?"
ካብታ ኣይትብላዕ ኢለ ዝኣዘዝኩኻ ኦምዶ በሊዕካ ኢኻ በሎ?
1.207018
"Akaramba akasimba seaiona Uyo asingaoneki."
"ነቲ ዘይርአስ ከም ዚርእዮ ዀይኑ ጸንዐ።
1.206947
JOHANE 6:42 Vakati: Uyu haazi Jesu, Mwanakomana waJosefa, watinoziva baba namai vake here?
Tigr 42 እዙይስ እቲ ኣቦኡን እኖኡን ንሕና እንፈልጦም ኢየሱስ ወዲ ዮሴፍዶ ኣይኮነን?
1.206946
Ndiwo aiva maguta avo kusvikira Dhavhidhi achibata ushe.
ዳዊት ክሳዕ ዚነግስ፡ እዚኣተን ከተማታቶም ነበራ።
1.206841
Panguva iyoyo, akanga asingakwanisi kutonga samambo.
ኣብቲ ግዜ እቲ፡ ንጉስ ኰይኑ ኺገዝእ ኣይከኣለን።
1.206835
Abrahamu akati kuna Sara: "Kurumidza!
ኣብርሃም ድማ ንሳራ፡ "ቀልጥፊ!
1.206742
17 Nokuti Rugwaro runoti kuna Faro, "Ndakakumutsira chikonzero ichochi, kuti ndiratidze simba rangu mauri uye kuti zita rangu rigoparidzwa panyika yose."
17ንፈርዖን ‹‹ኃይለይ ኣባኻ ኸርኢ ስመይውን ኣብ ኲሉ ምድሪ ምእንቲ ኽፍለጥ እየ ዘተሣእኹኻ ዝብል ጽሑፍ ኣሎ እሞ።
1.206735
Akanyora kuti: "Ndiri wenyama, ndakatengeswa kuti ndive muranda wechivi.
ከምዚ ኸኣ በለ፦ "ኣነ ግና ኣብ ትሕቲ ሓጢኣት እተሸጥኩ ስጋዊ እየ።
1.206708
Ndakasvitsa makore matatu ndisati ndava kugona kutaura.
ወዲ ሰለስተ ዓመት ምስ ኰንኩ እውን፡ ኪዛረብ ኣይክእልን እየ ነይረ።
1.206691
Akapindura akati, "Muti mumwe nomumwe usina kusimwa naBaba vangu vokudenga uchadzurwa.
ንሱ ኸኣ፡ "ሰማያዊ ኣቦይ ዘይተኸሎ ዘበለ ተኽሊ ኺምንቈስ እዩ።
1.206674
Sara aifarira kugamuchira vaeni
ሳራ ምቕባል ኣጋይሽ ትፈቱ ነበረት
1.20663
3 Mibvunzo inogona kutibatsira kuziva zvinodavirwa nemunhu.
3 ሕቶታት፡ ነቲ ሓደ ሰብ ዚኣምነሉ ነገራት ንኽንፈልጦ ኺሕግዘና ይኽእል እዩ።
1.206528
LANA haambofi akakanganwa zvakaitika rimwe zuva ashanya kuGermany muna 2012.
ላና ነቲ ብ2012 ሓደ መዓልቲ ኣብ ጀርመን ዘጋጠማ ነገር ፈጺማ ኣይትርስዖን እያ።
1.206456
Jesu akafanotaura kuti: "Aya mashoko akanaka oumambo achaparidzwa munyika yose inogarwa kuti ave uchapupu kumarudzi ose; uye zvadaro kuguma kuchasvika."
የግዳስ፡ "እዚ ብስራት መንግስቲ ኸኣ፡ ንምስክር ኵሎም ኣህዛብ ኣብ ኵላ ዓለም ኪስበኽ እዩ" እዩ ዝበለ።
1.206454
"Mwari Aiva Kupi?"
"ኣምላኽ ኣበይ ነይሩ፧"
1.206348
Akavatungamirira munzira yakarurama (7)
ብቕኑዕ መገዲ መርሖም (7)
1.2063
Tinotenda kuti Mwari ndiye akasika zvinhu zvese.
ኣምላኽ ንዅሉ ነገር ከም ዝፈጠረ ንኣምን ኢና።
1.206285
Kanganwira Vamwe 131.
ይቕረ በሃልቲ ንኹን 131.
1.206243
FUNGA nezvezuva rawakafara chaizvo muupenyu hwako.
ብዛዕባ እታ ኣብ ህይወትካ ልዕሊ ዅሉ እተሓጐስካላ መዓልቲ እሞ ሕስብ ኣብል።
1.206197
kwaari nomunhu akanga akafa mutezo, akatakurwa navarume vana.
3ኣርባዕተ ሰባት ድማ ንሓደ መፃጕዕ ብዓራት ፆይሮም ናብኡ ኣምጽኡ።
1.206154
Rudzi rwaIsraeri rwaigara ruchinyeverwa naMwari achishandisa vaprofita.
ኣምላኽ ንህዝቢ እስራኤል ብነብያቱ ኣቢሉ ኣዘውቲሩ መጠንቀቕታ ይህቦም ነይሩ እዩ።
1.206087
15 Kakawanda hatiratidzi mwoyo murefu kune vaya vatinoda.
15 ነቶም እነፍቅሮም ሰባት እንዕገሶም ኵሉ ሳዕ ኣይኰንናን።
1.206019
20 - Nyaya dzatakakunda kubvira muna April 2000 muEuropean Court of Human Rights
20 - ካብ ሚያዝያ 2000 ንነጀው ኣብ ቤት ፍርዲ ሰብኣዊ መሰላት ኤውሮጳ እተዓወትናሉ ጕዳያት
1.206
17 Zvino Farao akaudza Josefa kuti: "Pandanga ndichirota ndanga ndimire pamahombekombe orwizi rwaNire.
17 ፈርኦን ድማ ንዮሴፍ ከምዚ ኢሉ ተዛረቦ፦ "ብሕልመይ ኣብ ገምገም ፈለግ ኒል ደው ኢለ ነበርኩ።
1.205961
Uye ndivo vavengi vaMwari mupenyu.
ካብ አምላኽ ዘርሕቑ ጸላእቲ አለዉና።
1.205943
17 Semuenzaniso, funga nezvenyaya yekuva vanhu vakatendeka.
17 ንኣብነት፡ ብዛዕባ ቕንዕና እስከ ንሕሰብ።
1.205657
Zekariya 6:15 iri kuzadzika sei mazuva ano?
ዘካርያስ 6:15 ኣብዚ ግዜና እትፍጸም ዘላ ብኸመይ እያ፧
1.205627
11 Mwari akataura kamwe chete, ini ndakanzwa izvi kaviri:
11 ኣምላኽ ሓንሳእ ተዛሪቡ፣ ነዚ ኸኣ ክልተ ሳዕ ሰሚዐዮ፦
1.205627
Hilda wokuPhilippines aida kusiya fodya.
ኣብ ፊሊፕንስ እትነብር ሂልዳ፡ ምትካኽ ሽጋራ ኸተቋርጽ ደለየት።