score
float32
1.04
1.25
Shona
stringlengths
10
497
Tigrinya
stringlengths
9
499
1.249454
Kana asiri worugare, rugare rwenyu ruchadzokera kwamuri.
እንተ ዘየልዩ ግና ሰላምኩም ናባኻትኩም ክምለስ እዩ።
1.24944
Nokuti iye neshamwari dzake vakashama kwazvo nokuda kwehove dzavakanga vabata,
እዚ ኸአ ንሱን ኩሎም እቶም ምስኡ ዝነበሩን በቲ ኺገፉ ኸለዉ ዝኃዝዎ ዓሣ ስለ ዝተገረሙ እዩ።
1.249311
Vasande vanogona kukudzwa sevarevereri kuna Mwari.
ቅዱሳን መማለድቲ ስለ ዝዀኑ፡ ፍሉይ ኣኽብሮት ኪውሃቦም ይኽእል እዩ።
1.249096
Zita rakanaka rinodiwa kwazvo kupfuura pfuma zhinji; kuremekedzwa kuri nani pane sirivha kana goridhe.
ጽቡቕ ስም ካብ ብዙሕ ሃብቲ ይሕረ፡ ሞገስ ከኣ ካብ ብሩርን ወርቅን ይበልጽ።
1.24784
13Zvirokwazvo, vakarurama vachavonga zita renyu; Vanemoyo yakarurama vachagara pamberi penyu.
13 ብርግጽ፣ ጻድቃን ንስምካ ኼማስዉ፣ ቅኑዓት ኣብ ቅድሜኻ ኺነብሩ እዮም።
1.247511
Asi kana pasina, ruchadzokera kwamuri."
እንተ ዘየልቦ ግና፡ ሰላምኩም ኪምለሰኩም እዩ" በሎም።
1.247259
14 Ko hamudzidziswi naiwo musikirwe wavanhu kuti kana murume anevhudzi refu, unonyadziswa nazvo here?
14ወይ ከዓ ሰብኣይ ፀጕሩ እንተንወኀ ነውሪ ምዃኑስ እቲ ተፈጥሮ ባዕሉዶ ኣይምህረኩምን እዩ?
1.24723
Muprofita wacho ndiye aizova "mwana" akavimbiswa.
እቲ ነብዪ እቲ ኸኣ፡ እቲ መብጽዓ እተኣትወሉ "ዘርኢ" እዩ።
1.247106
17 Vanakomana vako vari kudzoka vachikurumidza.
17 ደቅኺ ቐልጢፎም ይምለሱ።
1.246835
Iye zvino imi nevana venyu mava kufanira kubatsirawo vanhu vomuFrance!
ሕጂ ንስኻትኩምን ደቅኹምን ንፈረንሳውያን ክትሕግዝዎም ኣሎኩም።
1.246178
Uye kupfuura zvose, ndina Baba vangu vekudenga vandinotaura navo mazuva ose.
ልዕሊ ዅሉ ድማ፡ መዓልቲ መዓልቲ ዝዛረቦ ሰማያዊ ኣቦ ኣሎኒ።
1.245885
"Hamuzivi kuti Ishe wenyu ari kuuya zuva ripi."
"ጐይታኹም በየነይቲ መዓልቲ ኸም ዚመጽእ ኣይትፈልጡን ኢኹም።
1.243824
Zvii zviri kuitwa neUmambo hwaMesiya zvinoita kuti uve nechokwadi chokuti Mwari anoda vanhu?
መሲሓዊት መንግስቲ፡ ኣምላኽ ብፍቕሪ ተደሪኹ ንደቂ ሰብ ዘዳለዋ መሰናድዎ ከም ዝዀነት ዘእመነካ እንታይ እዩ፧
1.243713
4 Mazuva ano kune vakawanda vakaita saDhavhidhi.
4 ሎሚ ዘለዉ ብዙሓት ሰባት ልክዕ ከም ዳዊት እዮም።
1.243533
17 Kukurukura kwataita nyaya iyi kungaita kuti tidewo kutaura mashoko akataurwa nevaapostora pavakakumbira Jesu kuti: "Tiwedzereiwo kutenda."
17 ነዚ ኣብ ላዕሊ ዘሎ ሓሳባት ድሕሪ ምርኣይና፡ ከምቲ እቶም ሃዋርያት ንጐይታና፡ "እምነት ወስኸና" ኺብልዎ ኸለው እተሰምዖም ስምዒት ይስምዓና ይኸውን።
1.242786
Itira Vamwe Zvaunoda Kuti Vakuitirewo Paunenge Uchiparidza
ኣብ ኣገልግሎትካ ነታ ወርቃዊት ሕጊ ስዓባ
1.24272
vazhinji vaIsraeri kuna She Mwari wavo.
ንብዙሓት ህዝቢ እስራኤል ድማ ናብ ኣምላኾም ክመልሶም እዩ።
1.242521
Mazuva ano vashumiri vaMwari havacharwi muhondo.
ሎሚ፡ ኣገልገልቲ ኣምላኽ ኣብ ስጋዊ ውግእ ኣይሳተፉን እዮም።
1.242365
5 Chokwadi ndinokuudzai kuti aiwa; asi, kana mukasapfidza, imi mose muchaparadzwa saizvozvowo."+
5ኣይፋሉን፤ እንተ ዘይተነሲሕኹምስ ኲልኻትኩምውን ከምኣቶም ክትጠፍኡ ኢኹም በሎም።
1.242279
29 Zvino akavataurira mufananidzo achiti*: Tarirai muvonde nemiti yose;
ሓደ ምስላ ድማ ነገሮም፥ ኣብ ኦም በለስን ኣብ ኵሉ ኦምን ርኣዩ።
1.24181
7 Nokuti tariro iripo kunyange nokuda kwomuti.
7 ኦም እኳ ተስፋ ኣለዎ።
1.241771
Nekuti ani nani unoita kuda kwaBaba vangu vari kumatenga, ndiye hama yangu, nehanzvadzi, namai.
ፍቓድ እቲ ኣብ ሰማይ ዘሎ ኣቦይ ዝገብር ኲሉ ንሱ ሓወይን ሓፍተይን እኖይን እዩ በለ።
1.241636
Unoziva here kuti tose takasvika sei pakuva nechivi? -
ንዅላትና ኸመይ ገይሩ ሓጢኣት ኪህልወና ኸም ዝኸኣለስ ትፈልጥዶ፧ -
1.241457
Mosesi aida kubatsira vamwe kuti vavewo nokutenda kwakasimba.
ሙሴ ንኻልኦት ሰባት እውን እምነቶም ከም ዜደልድሉ ኺገብሮም ይጽዕር ነይሩ እዩ።
1.241298
32 Zvino chaunga chose chavaitenda vaiva nomoyo mumwe nomweya mumwe; kwakanga kusinomumwe waiti chimwe chaaiva nacho ndechake, asi zvinhu zvose vakati ndezvavose.
32እቶም ዝኣመኑ ዂላቶም ሓደ ልብን ሓደ ሓሳብን ነበሩ፤ ንብረቶም ብምሉኡ ናይ ሓባር ደኣ ነበረ እምበር ካብኣቶም ሓደኳ እዙይ ናተይ እዩ ዝብል ኣይነበሮምን።
1.241172
Nokuda kwokuwanda kwokusarurama, rudo rwavazhinji ruchatonhora.
ብሰንኪ ብዝሒ ክፍኣት ከኣ ፍቕሪ ብዙሓት ክትዝሕትል እያ።
1.240052
Akabva azoti: "Naizvozvo endai munoita kuti vanhu vemarudzi ose vave vadzidzi."
ሽዑ ድማ፡ 'ኪዱ ኻብ ኵሎም ኣህዛብ ደቀ መዛሙርቲ ግበሩ።
1.239854
"Murume wangu, Robert, akashaya musi wa9 July 2008.
"ብዓል ቤተይ ሮበርት ኣብ 9 ሓምለ 2008 እዩ ሞይቱ።
1.239713
11:14 Achataura kwamuri mashoko, yamunofanira uchaponeswa neimba yako yose. '
13- 14ንሱ ኸዓ መልኣኽ ኣብ ቤቱ ደው ኢሉ ናብ ኢዮጴ ለኣኽ እሞ ነቲ ጴጥሮስ ዝበሃል ስምዖን ጸዊዕኻ ኣምጽአዮ፤ ንስኻን ኲሉ ቤትካን እትድኅኑሉ ቓል ንሱ ኽነግረካ እዩ› ክብሎ እንተሎ ኸም ዝረአየ ነገረና።
1.239542
Akavhura "pfungwa dzavo kwazvo kuti vanzwisise zvaireva Magwaro."
"ነቲ ቕዱሳት ጽሑፋት ኬስተውዕልዎ፡ ኣእምሮኦም ከፈተሎም።
1.239489
Haasiriwo wevanhu vemamwe marudzi here?
ናይ ኣሕዛብውን ኣምላኽዶ ኣይኮነን?
1.23939
Hapana zvatinogona kuvaita, asi Mwari achavabvisa.
ነዚኣቶም ከነወግዶም ኣይንኽእልን ኢና፣ ኣምላኽ ግና ኬወግዶም እዩ።
1.239366
6 "Unogona kufara usina chitendero chaunopinda."
6 "ሃይማኖት ዘይብልካ ኽነስኻ፡ ሕጉስ ክትከውን ትኽእል ኢኻ።
1.239352
18 Ndinoyambira mumwe nomumwe anonzwa mashoko ouprofita hwebhuku iri ndichiti: Kana munhu upi zvake akawedzera chinhu chipi zvacho kwaari, Mwari achawedzera kwaari matambudziko akanyorwa mubhuku iri.
18ኣነ ነዘ ኣብዘ መጽሓፍ እዙይ ዘሎ ቓል ትንቢት ንዘሰምዑ ዂሎም አጠንቅቖም ኣለኹ፦ ሓደኳ ናብዘን ቃላት እዚኣተን እንተ ወሰኸ እግዚኣብሔር ከዓ ኣብዘ መጽሓፍ እዙይ ተጽሒፉ ዘሎ መቕሠፍቲ ኽዉስኸሉ እዩ።
1.239201
Mambo Soromoni akafemerwa kunyora kuti: "Chinhu chimwe nechimwe chine nguva yacho."
"ንኹሉ ግዜ ኣለዎ" ኢሉ ንጉስ ሰለሞን።
1.239068
9 Naizvozvo ndinoti kwamuri, Rambai muchikumbira,+ uye muchazvipiwa; rambai muchitsvaka,+ uye muchawana; rambai muchigogodza, uye muchazarurirwa.
9 ከምኡ ድማ፡ እብለኩም ኣለኹ፡ ብቐጻሊ ለምኑ እሞ፡+ ኪውሃበኩም እዩ፣ ብቐጻሊ ድለዩ እሞ፡ ክትረኽቡ ኢኹም፣ ብቐጻሊ ዃሕኵሑ እሞ፡ ኪኽፈተልኩም እዩ።
1.238459
Jesu pamwe chete nevaapostora vake vakanga vasingaiti mamwe mabasa aivapa mari pavaifamba vachiparidza.
የሱስ ኰነ ሃዋርያቱ፡ ኣብ ዕዮ ስብከቶም ዓለማዊ ስራሕ ኣይሰርሑን እዮም ነይሮም።
1.237852
Jesu akati: "Pane pfuma yako, ndipowo pachava nomwoyo wako."
የሱስ፡ "መዝገብካ ኣብ ዘለዎ፡ ኣብኡ ድማ ልብኻ ኣሎ" በለ።
1.236843
5:14-16) Chechipiri, urongwa uhwu hunoita kuti vatadzi vanenge vapfidza varambe vachifarirwa naMwari uye vasava netsika yekuita chivi.
5:14-16) ካልኣይ፡ እዚ መሰናድዎ እዚ፡ እተነስሑ ኣበስቲ ሞገስ ኣምላኽ ኪረኽቡን ሓጢኣቶም ከይደግሙን ይሕግዞም እዩ።
1.236549
23 ndiwo muviri wake, kuzara kwaiye unozadzisa zvose munavose.
23ንሳ ኣካሉ እያ፤ ንኣኣን ንዂሉን ዝመልእ ናይ ክርስቶስውን ምልኣቱ እያ።
1.236548
Izvozvo zvichaita kuti vanhu vaMwari vaponeswe.
እዚ ኸኣ፡ ህዝቢ ኣምላኽ ከም ዚድሕኑ ዜረጋግጽ እዩ።
1.23623
Chinhu chimwe nechimwe chine nguva yacho, uye chimwe chinhu kune chimwe chinhu pasi peudenga.
ንኹሉ ዘዘመኑ ኣለዎ፡ ኣብ ትሕቲ ሰማይ ንዘሎ ኹሉ ነገር ከአ ገጊዚኡ ኣለዎ።
1.236073
18 Tose zvedu tinogona kushandisa chidzidzo chiri mumashoko aPauro.
18 ኵላትና ነቲ ኣብ ቃላት ጳውሎስ ዚርከብ መሰረታዊ ስርዓት ክንትግብሮ ንኽእል ኢና።
1.23605
Unoziva here kuti Mwari ari kutaura sei nesu?
ኣምላኽ ብኸመይ ከም ዚዛረበና ትፈልጥዶ፧
1.235754
Iye nevamwe vanhu vanomwe vemumhuri yake, vakanga vakabatikana nokuita basa ravakanga vapiwa naMwari raisanganisira kuvaka areka.
ንሱን ሸውዓተ ኣባላት ስድራ ቤቱን፡ ኣብቲ ኣምላኽ ዝሃቦም ዕዮ፡ እንተላይ ኣብ ህንጸት መርከብ እዮም ተጸሚዶም ነይሮም።
1.235468
Kuda muvakidzani kunoita kuti vanhu vaMwari vabate sei vavanonamata navo uyewo vamwe vanhu?
ህዝቢ ኣምላኽ ኣመንቲ ምስ ዝዀኑ ብጾቶምን ምስ ካልኦትን ኣብ ዘለዎም ርክብ ንብጻዮም ከም ዜፍቅሩ ዜርእዩ ብኸመይ እዮም፧
1.23504
Vechidiki, Muri Kuisa Pfungwa Pazvinangwa Zvekunamata Here?
ኣቱም መንእሰያት፡ ኣብ መንፈሳዊ ሸቶታት ዲኹም እተተኵሩ፧
1.234211
Zvishoma nezvishoma, Soromoni akachinja uye akatangawo kunamata zvidhori.
በብቝሩብ ድማ ሰሎሞን ተቐየረ፣ ጣኦታት እውን ኬምልኽ ጀመረ።
1.234074
Shoko raMwari rinoti: "Kumunhu hapana chinhu chiri nani kupfuura kuti adye, anwe, aite kuti mweya wake ufadzwe nezvakanaka pabasa rake rakaoma."
ስለዚ ድማ፡ ቃል ኣምላኽ፡ "ንሰብሲ ኻብ ምብላዕን ምስታይን ብጻዕሩ ኻብ ምሕጓስን ዚሓይሽ ሓንቲ እኳ የብሉን" ይብል።
1.233949
Mwari achatonga zvifeve nemhombwe.
ንኣመንዝራታትን ንዘመውትን ግና እግዚኣብሔር ክፈርዶም እዩሞ።
1.23356
Ndaiziva kuti hama dziri pasi pose dzaindinyengeterera."
ኣብ ምሉእ ዓለም ዘለዉ ዅሎም ኣሕዋት ንዓይ ይጽልዩለይ ከም ዝነበሩ እፈልጥ እየ" በለት።
1.233524
Ipapo uchanzwisisa kutya Jehovha, nekuwana zivo yaMwari.
ሽዑ ንፍርሃት እግዚኣብሄር ከተስተውዕሎ፡ ንምፍላጥ ኣምላኽ ከኣ ክትረኽቦ ኢኻ።
1.232914
Ngirozi dzaMwari dzinotsigira uye dzinodzivirira vashumiri vake
መላእኽቲ ኣምላኽ ንኣገልገልቱ ይድግፍዎምን የዕቍብዎምን እዮም
1.232744
Imi, kutangira zvose tsvakai umambo hwake; noururami hwake, zvinhu zvose izvi zvichavawo zvenyu.
ስለዚ፡ ቅድም መንግስቲ ኣምላኽን ጽድቁን ብቐጻሊ ድለዩ፣ እዚ ዅሉ ድማ ይውሰኸልኩም።
1.232643
"Budai mariri vanhu vangu" (4)
'ኣቱም ህዝበይ፡ ካብኣ ውጹ' (4)
1.232614
Haasi Mwariwo wevechirudzi here?
ናይ ኣሕዛብውን ኣምላኽዶ ኣይኮነን?
1.232237
Wakabatsirwa Sei Nemakore 100 Okutonga kwoUmambo?
100 ዓመት ዝጸንሐ ግዝኣት መንግስቲ ኣምላኽ - ብኸመይ ይጸልወካ፧
1.231847
28 Ndinokuudzai kuti, Pane vakaberekwa nevakadzi hapana mukuru+ kuna Johani; asi munhu muduku muumambo hwaMwari mukuru kwaari."+
28ኣንስቲ ኻብ ዝወለዳኦም ካብ ዮሓንስ መጥምቕ ዝዓቢ ነቢይ ሓደኳ የለን እብለኩም ኣለኹ፤ ኣብ መንግሥቲ እግዚኣብሔር ግና እቲ ዝንእሶ እዩ ዝዓብዮ።
1.231534
14 "Vanhu vanogona kugadzirisa vega matambudziko avo."
14 "ደቂ ሰብ ባዕሎም ጸገማቶም ኪፈትሑ ይኽእሉ እዮም።
1.231265
Vakanga varamba kuti Jesu, Mwanakomana waMwari ndiye aiva Mesiya.
ነቲ ወዲ ኣምላኽ ዝዀነ የሱስ ከም መሲሕ ኣይተቐበልዎን።
1.231041
Unokoshesa Nhaka Yedu Inobva Kuna Mwari Here?
ንመንፈሳዊ ውርሻና ተማስወሉ ዲኻ፧
1.231036
14 Vabereki vechiKristu vanofanirawo kuva neushingi.
14 ክርስትያን ወለዲ እውን ትብዓት የድልዮም እዩ።
1.230513
'Vhonani zwe Mudzimu a ita!'
'ኣምላኽ ዝገበሮ ርኣዩ!
1.230133
"Ndava nemakore ndichizivana naMike.
"ንማይክ ንዓመታት ዚኣክል እየ ዝፈልጦ።
1.22972
Evha aiziva mutemo uyu.
ሄዋን ነዚ ሕጊ እዚ ትፈልጦ ነይራ እያ።
1.229545
Huno-ha, muṅwe waṋu ndi diabolo."
ሓደ ኻባኻትኩም ግና ዲያብሎስ እዩ ኢሉ መለሰሎም።
1.229362
19:21) Jaya iroro raisava nekutenda kwakafanana nekwaAbrahamu, asi pane vamwe vakaratidza kuti vaivimba zvizere naMwari.
19:21) እቲ ሰብኣይ ከም ናይ ኣብርሃም ዝዓይነታ እምነት እኳ እንተ ዘይነበረቶ፡ ካልኦት ሰባት ግና ምሉእ ብምሉእ ብኣምላኽ ከም ዚእመኑ ኣርእዮም እዮም።
1.228964
Kwandasvitswa Nebasa Renguva Yakazara
ናይ ምሉእ ግዜ ኣገልግሎት፡ ናበይ ከም ዝመርሓኒ
1.228963
Mazuva ano kune vechidiki vakawanda vakafanana naTimoti.
ሎሚ እውን ከም ጢሞቴዎስ ዝኣመሰሉ ብዙሓት መንእሰያት ኣለዉ።
1.228431
13 Kuwana rubatsiro panguva yakakodzera.
13 ብግዜኡ ረድኤት ምርካብ።
1.228314
Achakubatsira kuti unzwisise Magwaro.
ንቕዱሳት ጽሑፋት ንኽትርድኦ ኺሕግዘካ ይኽእል እዩ።
1.22824
Vakuru, Munoona Sei Basa Rokudzidzisa Dzimwe Hama Muungano?
ኣቱም ሽማግለታት፡ ንኻልኦት ምስልጣን ብኸመይ ትርእይዎ፧
1.227255
15 Naizvozvo Mosesi akati kwavari: "Makachengetedza vanhukadzi vose vari vapenyu here?+
15 ሙሴ ኸኣ ከምዚ በሎም፦ "ንዅለን ደቂ ኣንስትዮዶ ብህይወት ሓዲግኩምወን፧
1.227187
Mazuva ano, vakuru vechiKristu vane chido chakadaro.
ሎሚ ዘለዉ ክርስትያን ሽማግለታት እውን ተመሳሳሊ ባህጊ እዩ ዘለዎም።
1.227124
Chokwadi vanofara vaya vanochengeta nzira dzangu.
እወ፡ መገድታተይ ዚሕልዉ ሕጉሳት እዮም።
1.227
15 Panyaya iyi, chimbofunga zvakaitika kumunhu wokutanga Adhamu.
15 ኣብዚ መዳይ እዚ፡ ብዛዕባ እቲ ናይ መጀመርታ ሰብኣይ ዝነበረ ኣዳም እስከ ሕሰብ።
1.226976
Kurudziranai "Kunyanya" Iye Zvino
ንሓድሕድና "ብዝያዳ" ንተባባዕ
1.226899
12:8 Nokuti murombo, imi mune nguva dzose. asi ini, imi munogara hamuna. "
Tigr 8ድኻታትስ ኲልሻዕ ምሳኻትኩም ኣለዉ፤ ንኣይ ግና ዂልሻዕ ኣይትረኽቡንን ኢኹም በሎም።
1.226814
"Sei Ndichifanira Kuenda Kumisangano YechiKristu?" - Khunguru-Cikumiyana 2012
"ስለምንታይ እየ ናብ ክርስትያናዊ ኣኼባታት ዝኸይድ፧" - ሚያዝያ 2012
1.226631
14 Ndakaona mabasa ese aiitwa pasi pezuva,
14 ኣብ ትሕቲ ጸሓይ እተገብረ ዅሉ ዕዮ ረኣኹ፣
1.226391
Nei 'Tichiramba Tichibereka Zvibereko Zvizhinji'?
ስለምንታይ ኢና 'ብዙሕ ፍረ እንፈሪ'፧
1.226292
"Uchava neni muParadhiso" (43)
"ምሳይ ኣብ ገነት ክትከውን ኢኻ" (43)
1.225762
57 Makaswedera pedyo pazuva randakakushevedzai.
57 በታ ዝጸዋዕኩኻ መዓልቲ ቐሪብካ።
1.225655
Josefa akataura nokungwarira kuvakoma vake kuti: "Ndapota, teererai hope idzi dzandarota."
ዮሴፍ ንኣሕዋቱ ብሜላ፡ "ዝሐለምክዎ ሕልሚ እማ ስምዑ" በሎም።
1.225635
Zvechokwadi, ivo vachanzwisisa matambudziko anotarisana nevanhu!
ብርግጽ እምበኣር፡ ብዛዕባ እቲ ደቂ ሰብ ዜሕልፍዎ ሽግር ይርድኦም እዩ!
1.225308
32 Vakataurirana vachiti*: Ko moyo yedu yakanga isingapisi mukati medu here paanga achitaura nesu munzira, nepaanga achitizarurira magwaro here?
32 ንሓድሕዶም ከኣ፡ "ኣብ መገዲ ኺዛረበናን ነቲ ቕዱሳት ጽሑፋት ብንጹር ኪገልጸልናን ከሎዶ ግዳ ልብና ኣብ ውሽጥና ይነድድ ኣይነበረን፧" ተባሃሃሉ።
1.225162
3 "Mwari Mudzimu," saka hatigoni kumuona.
3 "ኣምላኽ መንፈስ እዩ፣" ስለዚ፡ ክንርእዮ ኣይንኽእል ኢና።
1.225027
Ko, haazi Mwari wavaHedheniwo here?
ናይ ኣሕዛብውን ኣምላኽዶ ኣይኮነን?
1.224959
Naizvozvo, ndinoti kwamuri umambo hwaMwari muchahutorerwa huchipiwa kuno rudzi runobereka muchero yaho."
ስለዚ ድማ እታ መንግስቲ ኣምላኽ ካባኻትኩም ክትውሰድ፡ ፍሪኣ ንዚፈሪ ህዝቢውን ክትወሀብ እያ፡ እብለኩም አሎኹ።
1.224604
Funga nezvaJosefa, Mosesi uye Dhavhidhi.
ብዛዕባ ዮሴፍን ሙሴን ዳዊትን እስከ ሕሰብ።
1.224436
Ndinoda kuva munhu akaita sei? - VaKorose 3:10.
እንታይ ዓይነት ሰብ እየ ክኸውን ዝደሊ፧ - ቈሎሴ 3:10።
1.224271
6 Naizvozvo, zvininipisei pasi poruoko rwaMwari rune simba, kuti iye akukwidziridzei munguva yakakodzera;+
6 ደጊም ብጊዜኡ ንሱ ልዕል ምእንቲ ኼብለኩም፡ ኣብ ትሕቲ እታ ጽንዕቲ ኢድ ኣምላኽ ትሕት በሉ።
1.224262
Tsvaka Umambo, Kwete Zvinhu
ስጋዊ ነገራት ዘይኰነስ፡ መንግስቲ ኣምላኽ ድለ
1.223922
Asi vashumiri vaMwari vanogara vachiedza kuita zvakanaka.
ይኹን እምበር፡ ኣገልገልቲ ኣምላኽ ኵሉ ሳዕ ቅኑዕ ዘበለ ኺገብሩ እዮም ዚጽዕሩ።
1.223772
Humwe uprofita hunonyevera vashumiri vaMwari kuti vaite chimwe chinhu.
ገሊኡ ትንቢታት፡ ኣገልገልቲ ኣምላኽ ስጕምቲ ንኺወስዱ ዜጠንቅቕ እዩ።
1.223746
Zvakaipa here kuti muKristu anenge afirwa ashungurudzike kunyange achitenda kuti kune rumuko?
ሓደ ክርስትያን ብትንሳኤ እናኣመነ ኽነሱ ኺሓዝንሲ ግቡእ ድዩ፧
1.223475
2 Unokwanisa kunzwisisa manzwiro ehanzvadzi iyoyo here?
2 ንስምዒት እዛ ሓብቲ እዚኣ ኽትርድኦ ትኽእልዶ፧ እቲ ዜሕዝን፡ ኣብዛ ናይ ሰይጣን እክይቲ ዓለም፡ ናብራ ህይወት እዚ ዘይብሃል ጸቕጥታት እዩ ዚፈጥር፣ እዚ ኸኣ ጭንቀት ኬምጽእን ንሓደ ሰብ ከም ዚኸብዶ ኺገብርን ይኽእል እዩ።
1.223414
4 SevaKristu, tine nhaka inokosha.
4 ከም ክርስትያናት መጠን፡ ክቡር ውርሻ ኣሎና።
1.223285
13 Zita raMwari rave richizivikanwa kubvira pakasikwa vanhu.
13 ሰባት ንስም ኣምላኽ ካብ እዋን ፍጥረት ኣትሒዞም ይፈልጥዎ ነይሮም እዮም።
1.223246
Mambo Dhavhidhi akabvunza kuti: "Haiwa Jehovha, muchandikanganwa kusvikira rini?
ንጉስ ዳዊት፡ "ዎ እግዚኣብሄር፡ ክሳዕ መኣዝ ኢኻ ፈጺምካ እትርስዓኒ፧" ኢሉ ሓቲቱ ነይሩ እዩ።