Dataset Viewer
Auto-converted to Parquet
score
float32
1.04
1.25
Shona
stringlengths
9
500
Zulu
stringlengths
10
500
1.249939
Tinogona kuzvishandisa pakumurumbidza uye pakubatsira vamwe.
Singawasebenzisa ukuze simdumise futhi sizuzise nabanye.
1.249759
Ko matenga akazara nenyeredzi uye mafungu egungwa hazviratidzi simba raMwari here?
Amazulu anezinkanyezi nolwandle oluyaluzayo akwembuli yini amandla akhe?
1.249666
Ndichaunyora pasi ndonobvunza vabereki vangu."
Ngizowubhala phansi bese ngibuza abazali bami."
1.249659
Hatibhadharwe kuti tinoparidzira vanhu, tidzidzise muungano kana kuti patinobatsira pakuvaka nzvimbo dzokunamatira.
Asikhokhelwa ngokushumayela, ngokufundisa ebandleni noma ngokusiza lapho kwakhiwa izindawo zokukhulekela.
1.249601
Ndiani anoziva kana tichizenge tiri vapenyu mangwana?
Ubani owaziyo ukuthi siyobe sisaphila kusasa?
1.249584
Zvose pamusoro penyu, Jesu kana kuti kwete.
Konke ngawe, uJesu noma cha.
1.249476
Japan ndiyo imba yangu yechipiri.
IJapane yikhaya lami lesibili.
1.249215
Mwana wenyu anoziva chokwadi nezvebonde here?
Ingabe ingane yakho iyalazi iqiniso ngocansi?
1.249118
Hatikwanisi kubatsira vakafa, uye ivo havakwanisi kutibatsira.
Angekhe sakghona ukubasiza abafileko, nabo angeze bakghona ukusisiza.
1.249059
Unodii kuiita 16?
Kungani ungakwenzi 16?
1.249035
Ndakauya kuGerman mu2010 ..
Ngafika eJalimane ngo-2010 ..
1.24879
Asi yeuka kuti paiva "pakati pousiku chaipo."
Kodwa khumbula ukuthi 'kwakuphakathi kobusuku.'
1.248641
Unoyeuka pawakambodonha uchiri mudiki here?
Uyazikhumbula uwa lapho useyingane?
1.24847
Kubvira ipapo, ndiri kushumira semumishinari muJapan."
Kusukela ngaleso sikhathi, bengilokhu ngikhonza njengesithunywa sevangeli eJapane."
1.248456
Dzidza nezve edu gumi-emakore US indasitiri Zvinangwa:
Funda ngemigomo yethu Yezimboni Yezimboni zase-US yeminyaka eyishumi:
1.248376
Dzimwe nguva vanokumbira mabhuku emitauro 5 kana kuti 6."
Ngezinye izikhathi zicela amabhuku ngezindimi ezinhlanu loba eziyisithupha."
1.248376
Mwari havazorore kana kutora zororo kuti vachengetedze nyika.
UNkulunkulu akaphumuli noma athathe amaholide ukunakekela umhlaba.
1.248375
Tinotarisira kuona iwe muBoston Fall ichi!
Sithemba ukukubona ku Boston lokhu Fall!
1.248359
Asi vakanga vachinja vachibatsirwa neMagwaro uye nemweya mutsvene waMwari.
Kodwa base beguqukile, besizwa yiBhayibheli nomoya kaNkulunkulu ongcwele.
1.248233
Akati: 'Wakanga uri kupi pandakasika denga nenyika?
Wathi: 'Wawukuphi lapho ngidala izulu nomhlaba?
1.248193
Tinofanira kuitei iye zvino? - Vhesi 34.
Kumele senzeni khathesi? - Ivesi 34.
1.24814
Ityai Mwari, kwete vanhu (4-7)
Sabani uZimu, ingasi abantu (4-7)
1.248101
Nokuda kweizvi zvose kutsamwa kwake hakuna kupera, asi ruoko rwake ruchakatambanudzwa.
Ngenxa yakho konke lokhu ulaka lwayo kaluphenduki, kodwa isandla sayo silokhu seluliwe.
1.248002
Hi Douglas .. ndine mubvunzo mumwe chete.
Sawubona Douglas .. nginombuzo owodwa.
1.247984
Asi kana pasina, ruchadzokera kwamuri."
Kodwa uma engekho, kuyobuyela kini."
1.247977
"Uye hongu, iyi ndiyo Twitter yangu.
"Futhi yebo, lena yi-Twitter yami.
1.247973
Ini ndinozviwana ndichifanira kuita zvakafanana, Douglas.
Ngizithola kufanele ngenze into efanayo, uDouglas.
1.247973
Vanhu vanoti ndakafanana nababa vangu.
Abantu bathi ngifana nsé nobaba.
1.247964
Kana vakamunzwa nokumushumira, Vachapedzisa mazuva avo vachifara, Namakore avo vari pane zvinofadza.
Uma belalela, bamkhonze, bayakuqeda imihla yabo ebuhleni neminyaka yabo kukho okumnandi.
1.247881
15 Ichokwadi kuti hapana kumbobvira pava newanano isina matambudziko.
15 Yiqiniso, awukaze ube khona umshado ongenazo izinkinga.
1.247876
Natani akapindura kuti: "Itai zvose zviri mumwoyo menyu, nokuti Mwari wechokwadi anemi."
UNathani wathi kuDavide: "Yenza konke okusenhliziyweni yakho, ngokuba uNkulunkulu unawe."
1.247851
Ndiri kukunyorerai pashure pemakore maviri sehanzvadzi yenyu yechiKristu."
Ngemva kweminyaka emibili, nginibhalela njengodadewenu ongumKristu."
1.24784
Vamwe munoziva ndaigara kuchamhembe Sweden kwemakore 23 hwangu.
Abanye benu bazi Ngahlala enyakatho yeSweden iminyaka engu-23 yokuphila kwami.
1.247806
Vanoonga zvikuru chikomborero chaakavapa! [1]
Siyambonga kakhulu uJehova ngalesisibusiso! [1]
1.247779
ndiye Mwari dzako utiziro nhasi?
Ingabe uNkulunkulu yakho isiphephelo namuhla?
1.247747
Yakati: "Izvi zvakaita kuti ndinzwisise ndima iyi."
Wathi: "Lokhu kwenza lakhanya bha leli vesi."
1.247719
Anogona kusunungura vose kubva kumusoro pasi
Yena angasikhulula everybody kusuka phezulu phansi
1.247688
FUNGA nezvezuva rawakafara chaizvo muupenyu hwako.
AKE ucabange ngosuku owawujabule ngalo kakhulu kunazo zonke ekuphileni kwakho.
1.247623
Marudzi achamanikidzwa kuitei?
Yini izizwe eziyophoqeleka ukuba ziyenze?
1.247623
Nyaya yaiti 'Wakamboshumira Here?
Isihloko esithi, 'Ingabe Wake Wakhonza?
1.24752
Muchitsauko 4 akataura nezvaAbrahamu.
Esahlukweni 4, wakhuluma ngo-Abrahama.
1.247498
"Ndava nemakore ndichizivana naMike.
"Besengineminyaka ngimazi uMike.
1.247487
Unogona kudzidza zvakawanda pakutenda kwaMariya.
Ikholo lakaMariya lingakufundisa okunengi khulu.
1.247444
Markus paakazodzoka achibva kuUnited States, ndainge ndava kuitisa zvidzidzo zveBhaibheri 17!
Ngesikhathi uMarkus ebuya e-United States, ngase ngiqhuba izifundo zeBhayibheli ezingu-17!
1.247426
Hama yacho yakaroora hanzvadzi inotaura Chirungu.
Umnakwethu lo watjhada nodade okhuluma isiNgisi.
1.247387
Mangwana, isu tichawona "The London Boy."
Kusasa, thina sizobuka "The London Boy."
1.247315
Ndakanga ndava nemakore ndichinamata kuti vanhu vemumhuri medu vagare vaine utano uye kuti upenyu huvafambire zvakanaka.
Kwase kuphele iminyaka ngithandazela impilo nenhlalakahle yomndeni wakithi.
1.247255
Iri ndiro suo raJehovha panopinda navakarurama.
Yileli isango likaJehova; olungileyo uyakungena ngalo.
1.247182
Zvichida vakadzi zvino vanofanira kudzidza
Mhlawumbe abesifazane manje kudingeka bafunde
1.247175
Muapostora Johani akanyora kuti: "Tose takagamuchira kubva pane zvaazere nazvo, iwo mutsa usina kukodzera kuwanwa pamusoro pomumwe mutsa usina kukodzera kuwanwa."
Umpostoli uJwanisi wathi: "Ngokuzala kwakhe umusa saphiwa soke umusa phezu komusa."
1.247097
Uye funga nezvevanasikana vaviri vaRoti.
Cabanga nangamadodakazi amabili kaLoti.
1.24708
Ndakarasikirwa neshamwari yangu yepamwoyo.
Ngalahlekelwa umngane wami omkhulu.
1.247057
Ndinoda kuti unakidzwe neupenyu semumwe weZvapupu zvangu!"
Ngifuna ukuthi ukujabulele ukuphila kwakho njengomunye woFakazi bami!"
1.246972
16 Matambudziko akasangana naJobho.
16 UJobe wahlangana labuphi ubunzima?
1.246967
Pasinei nokukwegura uye "mazuva okutambudzika," vanoramba vachirumbidza Mwari nepose pavanogona.
Nakuba bekhulile ngeminyaka futhi bebhekene 'nezinsuku eziyinhlekelele,' bayaqhubeka benza konke okusemandleni abo ekudumiseni uNkulunkulu.
1.246925
Zvose izvi zvingaratidza kuti ari kufambira mberi pakunamata, asi zvinoreva here kuti awana uchenjeri?
Konke lokhu kungabonisa ukuthi uyathuthuka ngokomoya, kodwa ingabe kusho ukuthi usekuzuzile ukuhlakanipha?
1.24691
Soromoni akati chii nezvevaya vanonzi naMwari vakabudirira?
USolomoni waphetha ngokuthini ngalabo abaphumeleleko phambi kwakaZimu?
1.246765
"Nei ndisingaitevere, kana zviuru zvevanhu zvichizviita?"
"Kungani ngingayilandeli, lapho izinkulungwane zabantu zikwenza?"
1.246742
Abheri anoramba achitaura nesu sei kunyange zvazvo akafa?
Nakuba efile, u-Abela usakhuluma kanjani nathi?
1.246736
Ini ndangotumira $ 1000 kuna Noah!
Ngisanda kuthumela u- $ 1000 kuNowa!
1.246692
Uye iye zvino ndava kuparidzira vanhu vakawanda kupfuura zvandaimboita."
Sikhuluma nje sengitjhumayeza abantu abanengi ukudlula esikhathini sangaphambili."
1.246687
Asi muna 1919, pakava nokushevedzera kwokuti vamuke!
Kodwana ngo-1919, batjelwa bona bavuke!
1.246644
Kunyanya kune avo vane villa! "
Ikakhulukazi kulabo abane-villa! "
1.246537
29 Mwari akapa Soromoni uchenjeri neungwaru hwakakura chaizvo uye akamupawo mwoyo unoziva* zvinhu zvakawanda sejecha riri pamahombekombe egungwa.+
UNkulunkulu wamnika uSolomoni ukuhlakanipha nengqondo ebanzi kakhulu, nenhliziyo enkulu ngangesihlabathi esisogwini lolwandle.
1.246515
Zvino akatanga kuvadzidzisa zvinhu zvakawanda."
Wasifundisa izinto eziningi."
1.246469
Ndinokutendai zvakare nebasa renyu rakakura." - Y.S., ane makore 9, United States.
Ngizophinda futhi nginibonge ngomsebenzi wenu onzima." - UY.S. oneminyaka engu-9, e-United States.
1.24646
Ndinodana kwamuri pamusoro pokuitirwa simba, asi hamundiponesi.
ngikhala ngendluzula, ungasindisi, na?
1.246414
Ndakafunga kushanyira mhuri yedu kuSpain.
Nganquma ukuvakashela umndeni wakithi eSpain.
1.246336
Handina kumusarudza kuva mambo.'
Angikhethanga yena ukuba abe yinkosi.'
1.246272
Unoyeuka here kuti amai vako vakakunyaradza sei?
Uyakhumbula yini ukuthi umama wakho wakududuza kanjani?
1.246247
Saka Mwari anoona zvandinoita, kunyange kana vavakidzani vangu vasingazvioni.
Ngakho uNkulunkulu uyakubona ukuziphatha kwami, ngisho noma omakhelwane bami bengakuboni.
1.246212
Takatengesa zvinhu zvakawanda zvataiva nazvo.
Sathengisa izinto eziningi esasinazo.
1.246196
Anoziva vanhu vake.
Uyabazi abangabakhe.
1.246166
Sekuru vangu vachandigamuchira nemufaro uye vachandipa mudzimai anotya Mwari here?'
Inga-kghani umalumami uzongamukela ngefudumalo begodu anginikele umfazi osaba uZimu?'
1.246126
shamwari mhuri ... Jimmy ... vakafa masikati ichi
Umngane womkhaya ... Jimmy ... wafa namhlanje ntambama
1.24611
Tashandisa mamirioni mashanu 560 TL kusvika zvino. "
Sisebenzise izigidi ezingama-560 TL kuze kube manje. "
1.246096
Ndivanaani vakazova vanhu vaJehovha vakasarudzwa uye chii chaivasiyanisa nevamwe?
Obani ngokuhamba kwesikhathi ababa abantu bakaJehova abakhethekile, futhi yini eyabenza bahluka kwabanye abantu?
1.246052
15:15) Asi chii chakaitika paakasungwa?
15:15) Nokho, yini eyenzeka ngesikhathi eboshwa?
1.24603
Iko hakuna imba yevarwere inokura muFlorida ikozvino, handizvo?
Akukho khaya eligulayo elikhula eFlorida okwamanje, akunjalo?
1.245979
Zvainzwika zvakanyanya kunge West Virginia.
Kwazwakala kakhulu njengeWest Virginia.
1.245914
Akasarudza vokutanga vevashoma vaaizoshandisa kupa zvokudya kune vakawanda.
Wakhetha abokuqala balabo abambalwa ayezobasebenzisa kamuva ekondleni abaningi.
1.245827
Mwari ari kukubata sevanakomana.
UNkulunkulu uniphatha njengamadodana.
1.245749
Sarajevo haikanganwe shamwari dzayo uye zvinoreva ...
ISarajevo ayibakhohlwa abangani bayo futhi kusho ukuthi ...
1.245699
Ndokusaka ndichiri kukwanisa kutamba pa 35.
Yingakho ngisakwazi ukudlala ku-35.
1.245539
Akanga asina kufanana David, kana iwe, kana ini.
Wayengafani David, noma wena, noma mina.
1.245533
11 Zvino, mwanasikana wangu, usatya.
11 Manje, ndodakazi yami, ungesabi.
1.245442
Handina kuziva kuti yaizviitirei." - JANET.
Ngangingazi nhlobo ukuthu kungani." - UJANET.
1.245431
19 (nokuti murairo hauna kukwanisa chinhu), zvino tariro, inopfuvura nokunaka, ikaiswapo, yatinoswedera nayo kuna Mwari.
19 Ngombana umThetho awukenzi litho laphelela, kodwana ukwethulwa kwethemba elingcono kwenze izinto zaphelela, ngalo sitjhidela kuZimu.
1.245422
Akaparidzira vaJudha nekuti aiva nehanya navo zvikuru.
Wayeshumayela kumaJuda ngoba wayewakhathalela ngokujulile.
1.245355
Vana vangu vari kumba vhiki ino, zvakare.
Izingane zami zisekhaya kuleli sonto, futhi.
1.245326
Markus paakazodzoka achibva kuUnited States, ndainge ndava kuitisa zvidzidzo zveBhaibheri 17!
Ngesikhathi uMarkus abuya e-United States, bengiraga iimfundo zeBhayibheli ezi-17!
1.245325
Abheri ari kutaura newe mazuva ano.
U-Abela ukhuluma nawe namuhla.
1.245315
Shanyira Guta Rekare reJerusarema Nhasi uye Zvichida
Vakashela iDolobha Elidala laseJerusalema Namuhla futhi Cishe
1.245273
Ivai nechokwadi chokuti vana venyu vaziva chokwadi nezvebonde.
Qiniseka ukuthi izingane zakho zithola lonke iqiniso ngocansi.
1.245241
"Hapana murume akambovenga nyama yake." - 5:29.
"Akekho umuntu owake wazonda inyama yakhe." - 5:29.
1.245151
Chii chakazoitika kungirozi idzi dzakaipa?
Manje kwaphetha ngani ngezingilosi lezi ezimbi?
1.245126
11 Matambudziko akasangana naDhanieri.
11 UDanyeli wahlangana labuphi ubunzima?
1.245108
Mudzimai wangu mumwe wevanhu ivavo; handisi.
Umkami ungomunye walabo bantu; Angi.
1.245058
Iwe unofanirwa kuda "Weird Al."
Kufanele uthande i- "Weird Al."
1.24504
Hama dzechiduku dzokuBheteri ndidzo dzichava shamwari dzangu.'"
Abangane bami kuzoba abazalwane baseBethel abasebasha.'"
End of preview. Expand in Data Studio

Shona-Zulu_Sentence-Pairs Dataset

This dataset contains sentence pairs for African languages along with similarity scores. It can be used for machine translation, sentence alignment, or other natural language processing tasks.

This dataset is based on the NLLBv1 dataset, published on OPUS under an open-source initiative led by META. You can find more information here: OPUS - NLLB-v1

Metadata

  • File Name: Shona-Zulu_Sentence-Pairs
  • Number of Rows: 1309315
  • Number of Columns: 3
  • Columns: score, Shona, Zulu

Dataset Description

The dataset contains sentence pairs in African languages with an associated similarity score. Each row consists of three columns:

  1. score: The similarity score between the two sentences (range from 0 to 1).
  2. Shona: The first sentence in the pair (language 1).
  3. Zulu: The second sentence in the pair (language 2).

This dataset is intended for use in training and evaluating machine learning models for tasks like translation, sentence similarity, and cross-lingual transfer learning.

References

Below are papers related to how the data was collected and used in various multilingual and cross-lingual applications:

[1] Holger Schwenk and Matthijs Douze, Learning Joint Multilingual Sentence Representations with Neural Machine Translation, ACL workshop on Representation Learning for NLP, 2017

[2] Holger Schwenk and Xian Li, A Corpus for Multilingual Document Classification in Eight Languages, LREC, pages 3548-3551, 2018.

[3] Holger Schwenk, Filtering and Mining Parallel Data in a Joint Multilingual Space ACL, July 2018

[4] Alexis Conneau, Guillaume Lample, Ruty Rinott, Adina Williams, Samuel R. Bowman, Holger Schwenk and Veselin Stoyanov, XNLI: Cross-lingual Sentence Understanding through Inference, EMNLP, 2018.

[5] Mikel Artetxe and Holger Schwenk, Margin-based Parallel Corpus Mining with Multilingual Sentence Embeddings arXiv, Nov 3 2018.

[6] Mikel Artetxe and Holger Schwenk, Massively Multilingual Sentence Embeddings for Zero-Shot Cross-Lingual Transfer and Beyond arXiv, Dec 26 2018.

[7] Holger Schwenk, Vishrav Chaudhary, Shuo Sun, Hongyu Gong and Paco Guzman, WikiMatrix: Mining 135M Parallel Sentences in 1620 Language Pairs from Wikipedia arXiv, July 11 2019.

[8] Holger Schwenk, Guillaume Wenzek, Sergey Edunov, Edouard Grave and Armand Joulin CCMatrix: Mining Billions of High-Quality Parallel Sentences on the WEB

[9] Paul-Ambroise Duquenne, Hongyu Gong, Holger Schwenk, Multimodal and Multilingual Embeddings for Large-Scale Speech Mining, NeurIPS 2021, pages 15748-15761.

[10] Kevin Heffernan, Onur Celebi, and Holger Schwenk, Bitext Mining Using Distilled Sentence Representations for Low-Resource Languages

Downloads last month
14

Collection including michsethowusu/shona-zulu_sentence-pairs