Dataset Viewer
Auto-converted to Parquet
score
float32
1.04
1.25
Kinyarwanda
stringlengths
10
500
Shona
stringlengths
10
500
1.249833
Bari mu 'bazaragwa amasezerano binyuze ku kwizera no kwihangana.'
Vanotaurwawo pavanhu "vanogara nhaka yezvipikirwa pachishandiswa kutenda nokushivirira."
1.249658
Abakobwa baturutse impande zose z'isi baragutegereje!
Vasikana vanobva kumativi ese epasi vakatomirira iwe!
1.249629
12 Twegera intebe y'Ubwami y'Imana mu isengesho.
12 Kusvika pachigaro chaMwari mumunyengetero.
1.249231
Kurugero niba umujyi wawe ari San Francisco, andika
Semuenzaniso kana guta rako riri San Francisco, nyora
1.249056
7 Kuki Imana yarahiye Aburahamu ko amasezerano yayo yari kuzasohora?
7 Nei Mwari akapika kuna Abrahamu kuti aizoita zvaainge avimbisa?
1.249054
Ni nde Imana yatoranyirije kuba Umutegetsi w'Ubwami bwayo, kandi se ibyo byari byarahanuwe bite?
Mwari akasarudza ani kuti ave Mutongi woUmambo Hwake, uye izvi zvakafanotaurwa sei?
1.249051
17 Ese ushobora kuba umupayiniya?
17 Unogona kupayonawo here?
1.248874
4 Amateraniro aratwigisha.
4 Tinodzidziswa pamisangano.
1.24878
Abakristo b'ukuri bari kugaragaza bate ko ari "ubwoko bwitirirwa izina [rya Yehova]"?
VaKristu vechokwadi vaifanira kuratidza sei kuti vaiva "vanhu vezita" raJehovha?
1.24865
Yigisha ibintu byinshi bitandukanye ku bihereranye n'Imana ubwayo, n'icyo idutezeho.
Anodzidzisa zvinhu zvakawanda zvakasiyana-siyana pamusoro pokuti Mwari ndiani uye zvaanotitarisira kuita.
1.248545
6 Ku bw'ibyo rero, mwicishe bugufi muri munsi y'ukuboko gukomeye kw'Imana, kugira ngo izabashyire hejuru mu gihe gikwiriye;+
6 Naizvozvo, zvininipisei pasi poruoko rwaMwari rune simba, kuti iye akukwidziridzei munguva yakakodzera;+
1.24853
Ndetse ubu arateganya gusubira mu itsinda rikoresha ururimi rw'amahanga!"
Ava kutofungawo nezvekudzokera kuboka remumwe mutauro!"
1.248384
Yaravuze ati "mbese ntibyanditswe ngo 'inzu yanjye izitwa inzu yo gusengerwamo n'amahanga yose'?
Anoti: "Hazvina here kunyorwa kuti: Imba yangu ichanzi imba yokunyengeterera yemarudzi ose'?
1.24836
Nawe rero bakwitaho. - Yohana 13:35.
Vane hanya newe. - Johani 13:35.
1.248298
5 Tekereza iyo uza kuba Asa.
5 Ngatitii ndiwe Asa.
1.248269
Ni iki kizagufasha kwitoza kugaragaza imico ishimisha Imana?
Chii chichakubatsira kuva nounhu hunodiwa naMwari?
1.248239
Kuki Yesu yavuze ati "muzambera abahamya"?
Nei Jesu akati: "Muchava zvapupu zvangu"?
1.24776
17 Kwiyigisha Bibiliya bishobora kutorohera abenshi muri twe.
17 Vakawanda vedu vangaomerwa nokudzidza Bhaibheri.
1.247714
16 Uko Mariya yategaga amatwi.
16 Kuteerera kwaiita Mariya.
1.247685
Ushobora kuvuga uti "ibi ntibyagombye kuba mu muteguro w'Imana!"
Ungati, 'Zvinhu zvakadai hazvifaniri kuitika musangano raMwari!'
1.247597
'Azahanagura amarira yose' ku maso y'abantu bizerwa.
"Achapukuta misodzi yose" pamaziso evanhu vakatendeka.
1.24751
Ese ibyo si byo twagombye kwitega ku gitabo cyaturutse ku Mana?
Izvi handizvo here zvataizotarisira pabhuku rinobva kuna Mwari?
1.24743
9 Ese urifuza gushyigikira abapayiniya mu murimo wo kubwiriza?
9 Unoda kubatsira mapiyona muushumiri here?
1.247249
Ibyo biterwa n'uko bumvira itegeko rya Yesu wagize ati "Yego yanyu ijye iba Yego."
Chikonzero chacho ndechekuti vanoteerera mashoko aJesu okuti: "Shoko renyu rokuti Hungu ngaringova Hungu."
1.247067
"Umugabo wanjye witwa Robert yapfuye ku itariki 9 Nyakanga 2008.
"Murume wangu, Robert, akashaya musi wa9 July 2008.
1.246877
Abakobwa babo tuzabarongora, natwe tubashyingire abacu.
Tichagamuchira vanasikana vavo kuti vave madzimai, uye isu achavapa edu.
1.246795
Ni abanzi b'Imana, kandi nawe bashaka kuguhindura umwanzi w'Imana.
Vavengi vaMwari, uye vanoda kukuita muvengi waMwari.
1.246704
Kuki dupfa? - Abaroma 5:12.
Mwomwo ika tweji kufwilanga? - Wavaka-Loma 5:12
1.246609
40Avuze atyo abereka ibiganza bye n'ibirenge bye.
Akati areva izvi, akavaratidza maoko ake netsoka dzake.
1.246565
Ese ubona "ibyokurya mu gihe gikwiriye"?
Uri Kuwana 'Zvokudya Panguva Yakakodzera' Here?
1.246493
KERA cyane mbere y'uko Imana irema abantu, yabanje kurema ibiremwa byinshi by'umwuka bitagaragara ari bo bamarayika.
NGUVA refu asati asika vanhu, Mwari akasika zvisikwa zvomudzimu zvisingaoneki zvakawanda zvinonzi ngirozi.
1.246261
"Nakuriye muri Saluvadoru.
"Ndakakurira munyika yeEl Salvador.
1.246196
Mbese ntimuzi ko ngomba kuba mu nzu ya Data?" - Luka 2:49.
Hamuna kuziva here kuti ndinofanira kuva mumba maBaba vangu?" - Ruka 2:49.
1.246121
Mbega ukuntu ubwoko bw'Imana bwose bwishimiye kurokoka!
Haiwa vanhu vaMwari vose vakafara sei kuva vanoponeswa!
1.246112
3 Nanone, Pawulo ashobora kuba yaratekerezaga ku byamubayeho mu mezi make yari ashize.
3 Zvimwe Pauro ari kufungawo zvakaitika mwedzi mishoma yapfuura.
1.246015
Mbere yo kwimukira mu kindi gihugu, ibaze uti . . .
Usati watamira kune imwe nyika, zvibvunze kuti . . .
1.245883
17 Mu mishyikirano tugirana n'abandi.
17 Pakugarisana kwatinoita nevamwe.
1.245811
Abasutsweho umwuka bagaragaje bate ko ari "ubwoko bwitirirwa izina [rya Yehova]" muri iki gihe?
Vakazodzwa vakaratidza sei kuti ndivo 'vanhu vezita raJehovha' mazuva ano?
1.245742
Buri wese 'muri abo bato' ni uw'agaciro kenshi ku Mana.
Mumwe nemumwe "wevaduku ava" anokosha kuna Mwari.
1.245713
Nidutangana umutima ukunze bizaduhesha ibyishimo kandi bizashimisha Imana, kuko "ikunda utanga yishimye."
Kupa kwakadaro kuchaita kuti tifare uye kuchaita kuti tifarirwe naMwari, nekuti "anoda munhu anopa achifara."
1.245678
Baravugaga bati 'Yehova ntatubona.
Vari kuti: 'Jehovha haaziri kutiona.
1.245563
Nongeye kubashimira ku bw'umurimo mukorana umwete." - Y.S., ufite imyaka 9 wo muri Amerika.
Ndinokutendai zvakare nebasa renyu rakakura." - Y.S., ane makore 9, United States.
1.245507
Avuga ibyo abereka ibiganza n'ibirenge bye.
Akati areva izvi, akavaratidza maoko ake netsoka dzake.
1.24539
Wayoboje ubwoko bwawe nk'umukumbi, Ukuboko kwa Mose na Aroni.
20 Makafambisa vanhu venyu seboka ramakwai, Noruoko rwaMozisi norwaAroni.
1.245296
17 Ntitugomba kwihangana igihe gito, ahubwo tugomba kwihangana kugeza ku iherezo.
17 Tinofanira kutsungirira kwete kwekanguva, asi kusvikira kumugumo.
1.245286
Ni irihe tegeko Imana yahaye Nowa n'umuryango we nyuma y'Umwuzure?
Mwari akapa murayiro wei kuna Noa nemhuri yake pashure peMafashamo?
1.245176
Ubu koko ibi byago byatewe n'uko Imana yasanze dushobora kubyihanganira?"
Izvi zvakaitika here nekuti Mwari akanga atoziva kare kuti taigona kuzvitsungirira?'
1.244944
12 Uko ni ko bishobora kuba byaragendekeye bamwe mu Bakristo b'i Tesalonike.
12 Izvi zvingangodaro zviri izvo zvaiitika kune vamwe vaTesaronika.
1.244744
18 Umunsi w'Imana wo guca urubanza uregereje cyane.
18 Zuva raMwari rorutongeso rava pedyo pedyo.
1.244714
Bakumva cyangwa batakumva, kuko ari inyoko y'ibirara, ariko nibura bazamenya ko barimo umuhanuzi."
Havha vhathu ndi mashandukwa, hone naho vha thetshelesa kana vha si thetshelese, tenda vha ḓivha uri ho vha hu na muporofita khavho.
1.24464
Uwo mumarayika yarababwiye ati "uyu munsi Umukiza yabavukiye mu mugi wa Dawidi, uwo akaba ari Kristo Umwami" (Luka 2:8-11).
Ngirozi yacho yakazivisa kuti: "Nhasi maberekerwa Muponesi, uyo ari Kristu Ishe, muguta raDhavhidhi."
1.244377
Ese ubundi ndi umurinzi w'umuvandimwe wanjye? ."
Ndiri muchengeti wemunin'ina wangu?"
1.244363
Ayo magambo yo muri Yosuwa 1:9 ni yo yatoranyirijwe kuba isomo ry'umwaka wa 2013.
Mashoko iwayo ari pana Joshua 1:9 akasarudzwa kuti ave rugwaro rwegore rwa2013.
1.244332
Ni nde wifuza kuzabona muri Paradizo?
Ndiani wawaizoda kuva naye mu paradhiso?
1.244197
Yasomye igitabo incuro eshatu
Akaverenga Bhuku Racho Katatu
1.243867
Kandi rwose ubu mbwiriza abantu benshi kuruta mbere."
Uye iye zvino ndava kuparidzira vanhu vakawanda kupfuura zvandaimboita."
1.243779
15 Ku birebana n'ibyo, tekereza gato ku muntu wa mbere, ari we Adamu.
15 Panyaya iyi, chimbofunga zvakaitika kumunhu wokutanga Adhamu.
1.243718
Mu itorero ryacu na ho turacyafite byinshi byo gukora."
Pane zvakawanda zvichiri kuda kuitwa muungano medu."
1.243667
Natwe twarazwe urupfu kuko twakomotse kuri Adamu (Abaroma 5:8, 12; 6:23).
Sezvo tiri vazukuru vaAdhamu, takagara nhaka yerufu kubva kwaari.
1.243434
Numviye inama iboneka muri iyo mirongo, kandi byangiriye akamaro."
Ndakateerera zano riri mumagwaro iwayo, uye rakashanda."
1.24329
Uwo muryango wari umaze igihe gito uvuye muri Egiputa (Intangiriro 13:1-4).
Mhuri yaAbrahamu yakanga ichangobva kubuda muIjipiti.
1.243284
Twabikora 'twisuzuma tukareba niba tukiri mu byo kwizera.'
Kuburikidza 'nekuzviedza kuti tione kana tiri mukutenda.'
1.242983
"Ni we uha unaniwe imbaraga"
"Anopa Munhu Akaneta Simba"
1.242918
"Uzabona Bibiliya ari nk'igitabo gishya"
"Bhaibheri Richaita Sebhuku Idzva Kwauri"
1.242846
Ukuboza 2012 _ Ikintu cyiza kuruta Noheli
December 2012 _ Chinhu Chiri Nani Kupfuura Krisimasi
1.242777
Yarahije abakobwa b'i Yerusalemu ati "muramenye ntimukangure urukundo rwanjye cyangwa ngo murubyutse kugeza igihe ruzumva rubyishakiye" (Ind 2:7; 3:5).
Saka akaita kuti vanasikana veJerusarema vapike achiti: "Musaedza kupfutidza kana kumutsa rudo mukati mangu kusvikira rwava kuda."
1.242732
Baramushubije bati "oya, twaje kwakira incuti zacu."
Vakapindura kuti, "Kwete, tiri kutambira shamwari dzedu."
1.242592
Hari umwarimu wavuze ati "iyaba abana bose bari bameze nk'abanyu, kwigisha byaba ari umunyenga!"
Mumwe mudzidzisi akati: "Kudai vana vese vakaita sevenyu, kudzidzisa kungadai kuri nyore zvikuru."
1.242572
Naho wowe was i we, nawe wa Nyanja we, mugushije ishyano kuko Satani yabamanukiye afite umujinya mwinshi, azi yuko afite igihe gito......"
"Mune nhamo imi nyika negungwa, nokuti Dhiyabhorosi aburuka kwamuri, akatsamwa kwazvo, achiziva kuti ane nguva pfupi."
1.242538
Nihatiraga gushyira mu bikorwa ibyo nigishaga abandi, nkihangana kandi nkabashimira."
Ndaiedza kuita zvandaidzidzisa, kuva nemwoyo murefu uye kugara ndichirumbidza vamwe."
1.242497
16 Tekereza uri Umwisirayeli kandi ukaba ukennye.
16 Chimbozvitora sokuti uri muIsraeri uye uri murombo chaizvo.
1.242298
Ni mu buhe buryo abasutsweho umwuka bageza "izindi ntama" ku gukiranuka?
Vakazodzwa vanoita sei kuti "mamwe makwai" ave akarurama?
1.242048
Mose yakundaga Imana n'Abisirayeli bagenzi be.
Mosesi akaratidza kuti aida Mwari uye vaIsraeri.
1.241998
Bazakuramira mu maboko yabo, Ngo udakubita ikirenge ku ibuye.
Ivo vachakusimudza mumaoko avo, kuti urege kugumbusa rutsoka rwako pabwe.
1.241951
Abantu benshi bazarokoka imperuka kandi nawe ushobora kuzayirokoka
Vakawanda Vachapona Pamugumo - Newewo Unogona Kupona
1.241583
6 "Ushobora kugira ibyishimo nubwo waba udafite idini."
6 "Unogona kufara usina chitendero chaunopinda."
1.241518
Buri wese aba yiteguye gupfira mugenzi we."
Vakagadzirira kunyange kufirana."
1.241424
Ntiwicecekere mu gihe umugaragu wawe adafite umwambaro we."
Hamufaniri kuramba makanyarara asi muranda wenyu asina nguo yake."
1.241302
9 Abahungu ba Nowa batanze urugero rwiza cyane.
9 Vanakomana vaNoa vakaita zvakanaka chaizvo.
1.241293
naho muri iyi minsi y imperuka yavuganiye natwe mu kanwa k Umwana wayo, uwo yashyiriyeho kuba umuragwa wa byose ari we yaremesheje isi.
pamazuva awa ekupedzisira akataura kwatiri muMwanakomana, waakagadza mudyi wenhaka wezvinhu zvese, waakaitawo naye nyika, (aiōn g165)
1.241253
2 Reka noneho dusuzume ibirebana n'uko twe twababarira abandi.
2 Iye zvino ngationgororei kukanganwirawo kwatingaita vanenge vatitadzira.
1.241222
Abeli avugana natwe ate muri iki gihe?
Abheri anotaura sei nesu nhasi?
1.24104
7 Ndetse hariho ibyiringiro ku birebana n'igiti.
7 Nokuti tariro iripo kunyange nokuda kwomuti.
1.240983
31Tuzi neza ko Imana itumva abanyabyaha, tukamenya ko uwubaha Imana, agakora icyo ishaka imwumva.
31 Zvino toziva kuti Mwari haanzwi vatadzi; asi kana munhu ari mushumiri waMwari, achiita kuda kwake, unomunzwa iye.
1.240549
Yageze mu za bukuru "abagore be baramaze kumuyobya umutima, akurikira izindi mana."
Paakanga akwegura, "madzimai ake akanga atsausa mwoyo wake kuti atevere vamwe vanamwari."
1.240495
Bashobora gutakaza amazu yabo, umudendezo wabo ndetse n'ubuzima bwabo
Ivo vanogona kurasikirwa nomusha wavo, rusununguko rwavo, kunyange upenyu hwavo
1.24043
Ariko se byari kugenda bite igihe imyaka 483 yari kuba irangiye?
Zvisinei, chii chaizoitika pakupera kwemakore 483?
1.240413
Mu gihe wumvise ikintu kivugwa ku Mana, jya wibaza uti 'ese ibi bihuje n'amagambo ya Yesu hamwe n'icyo Ibyanditswe Byera bivuga?'
Paunonzwa mashoko nezvaMwari, zvibvunze kuti, 'Izvi zvinoenderana nemashoko aJesu uye nezvimwe zvinotaurwa neMagwaro Matsvene here?'
1.240295
Peter yaramushubije ati "ibice bimwe byanditswe mu cyarameyi."
Peter akamupindura kuti: "Chimwe chikamu charo chakanyorwa nechiAramaiki."
1.240262
Ese wanditswe mu 'gitabo cy'urwibutso' cy'Imana?
Wakanyorwa 'Mubhuku raMwari Rokuyeuchidza' Here?
1.240256
Kandi nawe mwana, uzitwa umuhanuzi w Isumbabyose, Kuko uzabanziriza Umwami ngo utunganye inzira ze,
Newe mucheche, uchanzi muporofita weWekumusoro-soro, nokuti uchatungamira pamberi pechiso chaIshe, kugadzirira nzira dzake;
1.240188
24 Umukobwa+ wo muri Egiputa azakorwa n'isoni.
24 Mwanasikana+ weIjipiti achanyara.
1.23997
Nzeri 2013 _ Kuki hariho imibabaro myinshi?
September 2013 _ Nei Paine Kutambura Kwakanyanya?
1.239839
No muri iki gihe ibyo iyo raporo yavuze ni ukuri. - Byavuye mu bubiko bwacu muri Amerika yo Hagati.
Izvozvo ndizvo zvichiri kuitika mazuva ano. - Kubva mudura renhoroondo yedu muCentral America.
1.239818
6 Amateraniro adutera inkunga.
6 Misangano inotikurudzira.
1.239759
18 Ntukicire urubanza bitewe n'ibyabaye.
18 Usazvipa mhosva yezvakaitika.
1.239751
Azagufasha gusobanukirwa Ibyanditswe.
Achakubatsira kuti unzwisise Magwaro.
1.23964
"Ngerageza gusoma zaburi imwe cyangwa ebyiri mbere y'uko ndyama.
"Ndinoedza kuverenga pisarema rimwe chete kana kuti maviri ndisati ndarara.
1.239617
Bansengera ubusa, kuko inyigisho bigisha ari amategeko y'abantu" (Mat 15:7-9).
Vanoramba vachindinamata pasina, nokuti vanodzidzisa mirayiro yevanhu sedzidziso.'
1.239556
Yifuza kuzakubona ufite "ubuzima nyakuri."
Anoda kukuona uchirarama "upenyu chaihwo."
End of preview. Expand in Data Studio

Kinyarwanda-Shona_Sentence-Pairs Dataset

This dataset contains sentence pairs for African languages along with similarity scores. It can be used for machine translation, sentence alignment, or other natural language processing tasks.

This dataset is based on the NLLBv1 dataset, published on OPUS under an open-source initiative led by META. You can find more information here: OPUS - NLLB-v1

Metadata

  • File Name: Kinyarwanda-Shona_Sentence-Pairs
  • Number of Rows: 388329
  • Number of Columns: 3
  • Columns: score, Kinyarwanda, Shona

Dataset Description

The dataset contains sentence pairs in African languages with an associated similarity score. Each row consists of three columns:

  1. score: The similarity score between the two sentences (range from 0 to 1).
  2. Kinyarwanda: The first sentence in the pair (language 1).
  3. Shona: The second sentence in the pair (language 2).

This dataset is intended for use in training and evaluating machine learning models for tasks like translation, sentence similarity, and cross-lingual transfer learning.

References

Below are papers related to how the data was collected and used in various multilingual and cross-lingual applications:

[1] Holger Schwenk and Matthijs Douze, Learning Joint Multilingual Sentence Representations with Neural Machine Translation, ACL workshop on Representation Learning for NLP, 2017

[2] Holger Schwenk and Xian Li, A Corpus for Multilingual Document Classification in Eight Languages, LREC, pages 3548-3551, 2018.

[3] Holger Schwenk, Filtering and Mining Parallel Data in a Joint Multilingual Space ACL, July 2018

[4] Alexis Conneau, Guillaume Lample, Ruty Rinott, Adina Williams, Samuel R. Bowman, Holger Schwenk and Veselin Stoyanov, XNLI: Cross-lingual Sentence Understanding through Inference, EMNLP, 2018.

[5] Mikel Artetxe and Holger Schwenk, Margin-based Parallel Corpus Mining with Multilingual Sentence Embeddings arXiv, Nov 3 2018.

[6] Mikel Artetxe and Holger Schwenk, Massively Multilingual Sentence Embeddings for Zero-Shot Cross-Lingual Transfer and Beyond arXiv, Dec 26 2018.

[7] Holger Schwenk, Vishrav Chaudhary, Shuo Sun, Hongyu Gong and Paco Guzman, WikiMatrix: Mining 135M Parallel Sentences in 1620 Language Pairs from Wikipedia arXiv, July 11 2019.

[8] Holger Schwenk, Guillaume Wenzek, Sergey Edunov, Edouard Grave and Armand Joulin CCMatrix: Mining Billions of High-Quality Parallel Sentences on the WEB

[9] Paul-Ambroise Duquenne, Hongyu Gong, Holger Schwenk, Multimodal and Multilingual Embeddings for Large-Scale Speech Mining, NeurIPS 2021, pages 15748-15761.

[10] Kevin Heffernan, Onur Celebi, and Holger Schwenk, Bitext Mining Using Distilled Sentence Representations for Low-Resource Languages

Downloads last month
16

Collection including michsethowusu/kinyarwanda-shona_sentence-pairs