score
float32 1.04
1.25
| Bemba
stringlengths 10
497
| Shona
stringlengths 9
499
|
|---|---|---|
1.249995
|
Ilyo mucili no lubuuto, tetekeleni ulubuuto, ukuti mube abana ba lubuuto."
|
Pamunenge muchine chiedza, ivai nokutenda muchiedza, kuti muve vanakomana vechiedza."
|
1.249872
|
Finshi fikacitikila abacita ifyabipa? - Icikomo 10.
|
Chii chichaitika kuvanhu vanoita zvakaipa? - Vhesi 10.
|
1.24982
|
8. (a) Cinshi Satana afwaisha ukucita?
|
8. (a) Chinangwa chaSatani ndechei?
|
1.249761
|
Twisambilei bidi pa bubinga bumo bwa kamweno: Leza kabwanyapo kubepa.
|
Ngatifungei nezvechikonzero chimwe chete chinokosha: Mwari haamborevi nhema.
|
1.249733
|
Nalikwishiba, nalishiba imembu shobe, nalishiba umutima obe kabili nalikutemwa.'
|
Ndinokuziva, ndinoziva zvivi zvako, ndinoziva zvakaita mwoyo wako uye ndinokuda.'
|
1.249622
|
Lino papisile mwaka onga, Naaile ku Ghana ku kuomba upainiya."
|
Papera gore, ndakatamira kuGhana kuti ndinoshumira ikoko sapiyona."
|
1.249581
|
1952 - Na myaka 17, kumeso kwa kutwela busola
|
1952 - Ndiine makore 17, ndisati ndapinda muchiuto
|
1.249485
|
Bushe Satana abomfya shani "ulunkumbwa lwa menso"?
|
Satani anoshandisa sei "kuchiva kwemaziso"?
|
1.249323
|
1 Ukulanda ukuti "Umutende no mutelelwe!"
|
Kutaura nezve"Rugare nokuchengeteka!"
|
1.249297
|
Lelo, Satana ne calo cakwe balacita ifilenga twafilwa ukutwalilila ukutemwa Lesa.
|
Zvisinei, Satani nenyika yake vari kuedza kuparadza kuda kwatinoita Mwari.
|
1.249278
|
Ino bantu badi na lwitabijo lwa bine bakwete kikōkeji na mutyika pamo na mwālongele Eseta.
|
Asi vanhu vane kutenda kwechokwadi vanokoshesa kuteerera sezvaiita Esteri.
|
1.249265
|
Mose tatiinine ifyo Farao ali no kucita.
|
Mosesi akanga asingatyi chinhu.
|
1.249226
|
Bambutwile dyalelo babwanya kuboila ñeni mivule ku lwitabijo lwa Madia.
|
Mazuva ano vabereki vanogona kudzidza zvakawanda pakutenda kwaMariya.
|
1.249181
|
Mo monka, shi ulelele bana ba mwinē pobe nansha bana ba bulelwa, vuluka kimfwa kya Yosefa ne kumona mwana ne mwana bu wa pa bula kadi mulēme.
|
Saizvozvowo, kana uine vana vokurera, yeuka muenzaniso waJosefa woona mwana mumwe nemumwe seanokosha usingatarisiri kuti aite zvakafanana nevamwe.
|
1.249121
|
Lesa kuti aubomfya ukusansamusha umuntu uuli onse uukwete amafya.
|
Mwari anogona kuushandisa kunyaradza munhu wese pasinei nekuti ane dambudziko rakadini.
|
1.249082
|
(Yoane 8:44) Watandike ukusomba nupya wapondokile na Leza.
|
(Johani 8:44) Iyena wakava muyepi zve mupandukiri wa Mwari.
|
1.248966
|
muntu ne muntu anangile monka mwamwityile Leza.
|
Chiripo zvacho ndechokuti munhu wose ngaagare upenyu hwaakapiwa naTenzi uye hwaakadaidzirwa naMwari.
|
1.248963
|
Kabili Sekaria pakumona alisakamikwe, no mwenso walimwikete.
|
Zakariya zvaakamuona akavhunduka, akabatwa nokutya.
|
1.248957
|
Adama muntu mubajinji waikele'ko myaka tutwa na tutwa.
|
Murume wokutanga Adhamu, akararama kwemazana emakore.
|
1.248918
|
Le kudi mwanda kampanda ukukankamikile owaivwene ku kupwila?
|
Pane chimwe chinhu chakakukurudzira chawakanzwa kumisangano here?
|
1.248851
|
kutikeni kuli shinwe Israeli.
|
Teerera Israeri, baba vako.
|
1.248808
|
Abafwa bakabuushiwa ilyo imyaka 1,000 ishilapwa.
|
Vakafa vachamutswa mumakore iwayo 1 000.
|
1.2487
|
Mwanda Waka Ketufwaninwepo Kubepa - Fundija Bobe Bana
|
Chikonzero Nei Tisingafaniri Kureva Nhema - Dzidzisa Vana Vako
|
1.248687
|
Kabili Lesa akafuuta ifilamba fyonse ku menso yabo."+
|
Mwari achapukuta misodzi yose pamaziso avo."+
|
1.248679
|
Lelo ici cacitike pa kuti twi-icetekela fwe bene, lelo tucetekele Lesa uubuusha abafwa.
|
Asi izvi zvakaitika kuti tirege kuvimba nesimba redu asi naMwari, anomutsa vakafa.
|
1.248674
|
'Kala kemwadipo bantu ba Leza, ino pano mubaikala bantu Ba Leza.' - 1 PET.
|
"Maimbova musiri rudzi, asi zvino mava rudzi rwaMwari." - 1 PET.
|
1.248638
|
"Nalefwaisha ukwishiba ifyaba abafwa.
|
"Ndaida kuziva zvinoitika kana munhu afa.
|
1.248594
|
21 I kintu kilumbuluke'po kashā pa kumona bambutwile dyalelo balonda kino kimfwa.
|
21 Zvinofadza kuona vabereki vachitevedzera muenzaniso iwoyo nhasi.
|
1.248557
|
2:23) Ilyo line fye mwalishibe ukuti namusanga ifyacindama ukucila golde!
|
2:23) Wakabva wangoziva kuti wawana chimwe chinhu chinokosha kupfuura goridhe!
|
1.248447
|
Ino le bādi ba kumona bintu na mwibimwena bantu?
|
Asi dzaizoona zvinhu semaonero anoita vanhu here?
|
1.248374
|
Mulandu nshi tulingile ukumutemenwa?
|
Nei tichifanira kumuda?
|
1.248348
|
(Yona 1:3) Inga Maria ena acitile shani?
|
(Jona 1:3) Zvakadini naMariya?
|
1.248329
|
Tukokeja'tu kulonga na mwālongele mutumibwa Polo ne bapwani nandi.
|
Tinogona kuita sezvakaitwa nemuapostora Pauro nevamwe vake.
|
1.248188
|
Tukokeja kumukulupila pamo bwa Ediya.
|
Tinogona kungova nechivimbo maari sezvainge zvakangoita Eriya.
|
1.248178
|
Nalyasukile ati, "Nshishibilepo uuli onse uwikala ku China."
|
Ndakabva ndati, "Handina munhu wandinoziva ari kuChina."
|
1.248085
|
Naitabila mwi Lesa, kechi mwi Satana ne." - ROGELIO.
|
Ndinotenda muna Mwari kwete muna Satani." - ROGELIO.
|
1.248014
|
"Ni Lilali Tukakwata Ukulongana Kukalamba na Kumbi?"
|
"Tichava Nerimwe Gungano Riini?"
|
1.24801
|
Icebo ca kwa Lesa citila: "Umutima e wishiba ukucula kwa muntu umwine, no kusekelela kwa uko umuntu umbi teshiba."
|
Shoko raMwari rinoti: "Mwoyo unoziva kurwadziwa kwomweya womunhu, uye hapana mumwe munhuwo zvake angapindira pakufara kwawo."
|
1.247953
|
Mwanda waka kwikulupila batwe bene i kyaka?
|
Nei kuzvivimba kuine ngozi?
|
1.247925
|
Lesa alipeela Yesu umulimo wa kupingula aba mweo na bafwa.
|
Mwari akapa Jesu basa rekuti atonge zvakanaka vapenyu nevakafa.
|
1.24791
|
Ni ku bafyashi benu eko 'mwasambilile' pali Lesa wa cine ne fyo mwingacita pa kuti alesekelela.
|
Vabereki vako 'vakakudzidzisa' nezvaMwari wechokwadi uye kuti ungamufadza sei.
|
1.247769
|
I mu miswelo'ka motufwaninwe kulombola lwitabijo?
|
Tinofanira kuratidza kutenda kwedu munzira dzipi?
|
1.247709
|
Alakufwamfwanta ku mutwe, nga nawe ulamuluma ku cintunta."
|
Iye achakupwanya musoro wako, uye iwe uchava vanovandira chitsitsinho chake. "
|
1.247632
|
Kadi mu mukanda onso wa Danyele, tutana'mo bupolofeto bwisambila pa kushimikwa kwa Bulopwe bwa Leza buludikwa na wandi Mwana.
|
Uye mubhuku rose raDhanieri, tinowana uprofita hunotaura nezvekugadzwa kweUmambo hwaMwari huchitungamirirwa neMwanakomana wake.
|
1.247615
|
(Yona 4:4) Bushe Yona alyaswike?
|
(Jona 4:4) Jona akatombopindura here?
|
1.247603
|
"Ifwe bonse tulaipununa imiku iingi.
|
"Tose tinokanganisa kazhinji.
|
1.247603
|
Abana bakwe Noa bafyala abana abengi.
|
Vana vaNoa vakava navana vazhinji.
|
1.247583
|
18 Lelo wabilanga kwikala mu ntanda yampikwa'mo Satana?
|
18 Unoda kurarama munyika isina Satani here?
|
1.247554
|
Leza i mwite umo ne umo afwene kwadi ne kudi wandi Mwana.
|
Vakakokwa kuti vaswedere pedyo naMwari neMwanakomana wake.
|
1.247523
|
Awa wangitabila, nangwa wafwa, ukasanguka."
|
Anotenda mandiri kunyange akafa achava mupenyu.
|
1.247504
|
Kanshi ukufikilishiwa kwalenga bubili e kwakuma Ubufumu bwa kwa Lesa.
|
Saka kuzadzika uku kwechipiri ndiko kune chokuita neUmambo hwaMwari.
|
1.247437
|
I syuko sana vino Yeova akulanda naswe umu lulimi lwitu!"
|
Chikomborero chikuru kunzwa Jehovha achitaura nesu mumutauro wedu!"
|
1.247421
|
Ba Arthur balishibe ukuti balingile ukufumina pa nse.
|
Asi Arthur aiziva kuti aitofanira kubuda.
|
1.247412
|
Batata baalitiinishe bamayo na aya amashiwi mu mwaka wa 1941.
|
Baba vakatyisidzira amai nemashoko iwayo muna 1941.
|
1.247411
|
Kabili abalaya ukuti akalakutika kuli bene no kubafwa.
|
Anovimbisa kuti achadzinzwa uye achadzibatsira kana dziri mumatambudziko.
|
1.247409
|
Ino vuluka amba: Boba bakōminina bakapadibwa mpalo.
|
Asi yeuka kuti vaya vasingakandi mapfumo pasi ndivo vachapiwa mubayiro.
|
1.247407
|
11 "Mwilaba ukulapokelela abeni."
|
11 "Musakanganwa kugamuchira vaeni zvakanaka."
|
1.247117
|
Bushe Kwaliba Uwingeshiba Ifya ku Ntanshi?
|
Pane Anoziva Ramangwana Here?
|
1.247112
|
"Kukaba ifinkunka ifyakutensha icalo ifikalamba, insala namalwele muncende ishalekana lekana elyo nefyakutinya nefishibilo ifikalamba ukufuma kumulu.
|
Kuchava nokudengenyeka kukuru, nzara nehosha kunzvimbo dzakasiyana-siyana, uye zvinhu zvinotyisa nezviratidzo zvikuru zvinobva kudenga.
|
1.247108
|
Bena Isalela bakankelwe kulanguluka pa bintu bikafumamo inge bakana kukookela Lesa.
|
VaIsraeri vakatadza kufungidzira zvaigona kupedzisira zvaitika kana vakasateerera Mwari.
|
1.247067
|
Bushe Mulamona "Uushimoneka"? _ Ulwa Kusambililamo
|
Unoona "Uyo Asingaoneki" Here?
|
1.247023
|
Nalishibe ukuti nalefwaya 'ukubombela Shikulu, Kristu.'
|
Ndaiziva kuti ndinoda 'kushandira Tenzi, iye Kristu.'
|
1.247012
|
Bwami būmi bwadi bwa kwikala biyampe bininge shi nkyadipo ñingila!'
|
Upenyu hwaizova nani kudai ndisingafaniri kushanda!'
|
1.247
|
17 Tufwile ukwishiba umulwani wesu, lelo tatulingile ukulamutiina.
|
17 Tinodikana kuziva muvengi wedu, asi atidikani kumuthya.
|
1.246992
|
Pa ntanshi yandi takwali Lesa uwabumbilwe, kabili pa numa yandi takwali umbi.
|
Pamberi pangu hakuna mwari wakaumbwa, uye hakuzovi nemumwe shure kwangu.
|
1.246987
|
Nanshi Leza ukusakila umone būmi monka mwaebumwena!
|
Saka Mwari anoda kuti uve neupenyu hwaaida kuti vanhu vave nahwo paakavasika.
|
1.246987
|
Twitabije ne kuyuka'mba abe wi Mwine Ujila wa Leza."
|
69 Tinotenda uye tinoziva kuti ndimi Mutsvene waMwari."
|
1.246923
|
April 2014 _ Bushe Mufwile Ukulapepa?
|
April 2014 _ Unofanira Kunyengetera Here?
|
1.246904
|
"Ebiya kwatamba kabalwe kakwabo, katyila pyā bwa mudilo; ne yewa wadi utentamine'po wapebwa lupusa lwa kutalula ndoe pano pa ntanda amba bantu betape abo bene na bene; bamupa ne kipete kikatampe." - Kusokwelwa 6:4.
|
"Rimwe rakabuda, riri bhiza dzvuku; uye akanga akaritasva akabvumirwa kubvisa rugare panyika kuti vanhu vaurayane; uye akapiwa bakatwa guru." - Zvakazarurwa 6:4.
|
1.246896
|
Fwayeni muli ine, mwe Lesa, no kwishiba umutima wandi."
|
Ndiongororei, haiwa Mwari, muzive mwoyo wangu."
|
1.246867
|
Cinshi twingasambilila kuli Aarone na kumfwa ya bana bakwe?
|
Tinodzidzei pane zvakaitwa naAroni pakafa vanakomana vake?
|
1.246866
|
Sa Lesa ulapensha bantu mu mulilo na bafwa?
|
Mwari Anopisa Vanhu Mugehena Here?
|
1.246811
|
Lelo ntanda ikasōkwa na mudilo?
|
Nyika ichaparadzwa nemoto here?
|
1.246794
|
Lufu lwāikele bu mfuto ya kubulwa kukōkela ku musoñanya wa Leza.
|
Rufu rwakauya sechirango chokusateerera murayiro waMwari.
|
1.246729
|
"Ketusapo kwingidila baleza bobe" (18)
|
"Hatisi kuzoshumira vanamwari venyu" (18)
|
1.24664
|
Tulashimikila ku ng'anda ne ng'anda nga filya fyalecita abatumwa.
|
Kufanana nevaapostora, tinoparidza paimba neimba.
|
1.246615
|
Inkombe shaipusha Yoani ashiti, "Nga kanshi cinshi ico ubatishisha nga tauli Kristu nangu Eliya nangu ulya kasesema?"
|
25Vakamubvunza, vakati kwaari, "Kana usiri Kristu, kana Eria, kana muporofita uya, unogobhabhatidzireiko?"
|
1.246598
|
16 Bushe uyu umwana aleumfwa shani?
|
16 Mwanakomana wacho akanzwa sei?
|
1.246595
|
Nga wabwela, ndeisakukontaula amolu."
|
Ukadzoka ndinokutyora makumbo."
|
1.246576
|
Pantu "takuli uwingatunka Lesa ukucita ifyabipa, kabili umwine tatunka umuntu iyo."
|
"Nokuti hapana munhu angaedza Mwari nezvinhu zvakaipa uyewo iye haaedzi munhu."
|
1.24656
|
Leza wazwilizye Yeosafati, nupya namwe kwene alatwalilila ukumwazwa.
|
Mwari akabatsira Jehoshafati, uye achakubatsirawo.
|
1.246495
|
Tufwile Ukuba aba Mushilo muli Fyonse Ifyo Tucita
|
Tinofanira Kuva Vatsvene Pane Zvose Zvatinoita
|
1.246432
|
Mwanda waka bantu ba pano panshi bakasangwilwa momwa mūlu?
|
Sei vanhu vachizomutswa kubva panyika kuti vanogara kudenga?
|
1.24639
|
Mulandu nshi mulingile ukubela aba cishinka, abatekanya no kulapepa lyonse?
|
Nei muchifanira kuva nekutenda, mwoyo murefu, uye kugara muchinyengetera?
|
1.246267
|
Kwa fye ukupepa uko bampepa, pantu ifisambilisho basambilisha mafunde ya bantu.'
|
Vanoramba vachindinamata pasina, nokuti vanodzidzisa mirayiro yevanhu sedzidziso."
|
1.246151
|
Nalabumba uwa kumwafwa, kabili umunankwe."
|
Ndichamuitira mubatsiri, kuti ave mukwanisi wake."
|
1.246143
|
Bushe ukwibukisha Kabumba wesu Lesa Mukulu kwalola mwi?
|
Kuyeuka Musiki wedu Mukuru kunosanganisirei?
|
1.246142
|
Ifipande fyaba muli Loleni! ifitila "Abacaice Bepusha Ukuti"
|
Nyaya dzemumagazini yeMukai! pachikamu chakanzi "Vechiduku Vanobvunza Kuti"
|
1.246116
|
Nceeceeteni, no kwishiba amalangulushi yandi, mumone nga muli ine mwaba amapange ya kuntwala mu nshila iibi, kabili muntungulule mu nshila ya muyayaya.'
|
Ndinzverei, muzive pfungwa dzangu dzinonetsa, muone kana mandiri muine chero nzira ipi zvayo yakaipa, munditungamirire panzira isingagumi.'
|
1.246079
|
17 Tufwile ukwishiba umulwani wesu, lelo tatulingile ukulamutiina.
|
17 Tinofanira kuziva muvengi wedu, asi hatifaniri kumutya.
|
1.246053
|
Mu bwine bufuku'bwa batwe bonso buná twalāla mu motoka.
|
Manheru iwayo tese tiri 4 takarara mumota.
|
1.246027
|
Wibeselanga bininge, ne abe mwine ukakwesela.
|
Anovakomborera chaizvo uye achakukomborerawo.
|
1.246024
|
Ifyo Paulo alembele fyali fya cine.
|
Zvakanyorwa naPauro zvaiva zvechokwadi.
|
1.246023
|
Mwanā bwanga Yakoba wādi ufwaninwe kupāna madingi masumininwe.
|
Mudzidzi Jakobho aifanira kupa hama dzake zano rakasimba.
|
1.246009
|
Uzye ukulonda ungumoole wakwe vino umoozile umwina Eguputo?'
|
Uchandiuraya sokuuraya kwawakaita muEgipita uya here?'
|
1.245997
|
10 Le nkomenwanga kufwila bantu lusa?
|
10 Ndinoomerwa here nokukanganwira vamwe?
|
1.245991
|
Ino i kya bulanda, mwanda Bahutu Batumoni bāipailwe bonso babidi. - Yoano 15:13.
|
Zvinosuruvarisa kuti Zvapupu zviviri izvi zvechiHutu zvakabva zvaurayiwa. - Johani 15:13.
|
1.245918
|
Bushe ukwishiba bwino bwino Lesa kwacingilile shani Noa?
|
Zivo yakarurama pamusoro paMwari yakadzivirira sei Noa?
|
1.245893
|
Ukasonsakanya mutwe obe, nobe ukamusanshija ku kapondo."
|
Iye achakupwanya musoro uye iwe uchamuruma pachitsitsinho."
|
1.245889
|
Umu 1980 yatutumile uku Nigeria.
|
Muna 1980 takanzi tiende kuNigeria.
|
Subsets and Splits
No community queries yet
The top public SQL queries from the community will appear here once available.